Wednesday, April 30

News News

August 02, 2023

Tytan Murume Wa Millionare Opfeka Hembe Dzekufu China Dze 40usd Ku Zimfest Olinda Charity Begins At Home

At least he ain’t trying to be fake๐Ÿคžby wearing zvikwereti nema advertisementI don’t know who has time to be checking all this…people are proper ill or have nothing to do some of us a busy working and you busy finding out how much is his outfit and then what after that ๐Ÿ˜ŽIt’s actually close to a 1000 rand , I really don’t know where the problem is. Plus besides munhu haachapfeke hembe yaafarira nekuti yakakuchipirai here.

August 02, 2023

Olinda Oti Holyten Dai Wakachengeta ยฃ3000 Mari Wakapa Chelsea Nemwana Wako Wausinga Chengete Than Kufarisa Kurasa

Wakadii kuchengeta mari wakapa Chelsea akatenga hake mapamper .Uchamufunga mwana wauri kuneglecter uyu iwe Holy 10.KambwaaaMmmmm feeling ichanzwa mwana uyu akuma 18 years akuziva kuti baba vske vakamuramba pachaunga haaaaa hamusikuiziva๐Ÿ˜ฉ๐Ÿ˜ฉ๐Ÿ˜ฉ๐Ÿ˜ฉ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™ŒZvirinani zvingonzi baba vako vakaramba nhumbu hatizive kwavariAkagona mari yemunhu anotaurisa haitambirwe better kufa hako nenzaraKo mwana adii hake nhaimi ๐Ÿ˜ž mwana akanaka wani atori namoms vake he looks good ๐Ÿ˜ŠMwana arikupihwa wani 150 yuwesi maida aende kunogara naye kumba kwake here

August 02, 2023

Zim Gems Singapore 40 Zimbabwe 68 Our Netball Team Yomiririra Nyika So Proud

Full time zimbabwe 68-Singapore 40   Maimba mapuranga hafaniri kushaikwa mhani anoita kuti zvinhu zvinakidze sepaya panoti feli you're beauty vasikana vanonzwawo manyuku nyuku๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒThese are real heroins of our time.Whetr was the president and his entourage to see the history making towers of revolution.    Vote CCCI don't know but I'm just having goosebumps All the time seeing this video All the best famโค๏ธโค๏ธโค๏ธ

August 02, 2023

Harare Girls High Zvinotyisa Zvinoshamisa Muhostel Moonekwa Box Rine Munhu Akafa Namatirai Vana Venyu

USED COFFIN FOUND IN A ROOM AT GIRLS HIGH 02 Aug, 2023 - 00:08 MYSTERY surrounds a used coffin found in a room at Girls High School in Harare. This has caused serious concern and confusion among education officials. The coffin was found by district education officials who forcibly broke the door to the room in question after Girls High authorities had refused them access.   There are now ongoing investigations to determine when the coffin was placed and by whom.   No reports were made about it and it is yet to be disposed of.   Questions are now focusing on the following:   What happened to the body which was in the coffin?   When was the room closed and by whom?   Why were some former staff members visiting the

August 02, 2023

Zimbabweans In South Africa Voti Chihwa Tours Bus Dai Ravharwa Vanhu Kukwirana Mubus And Madriver Acho Kubata Vakadzi Zviweti Mayove Mubrothel

Zvipoko chimbotipai matambudziko amukusangana nawo nebhazi iri ( ini ndoti dai rambovhariswa )Problem yekusiya ma customer achisvirana mubhazi.. Vamwe vakazosvirana panext pangu ndikazobonyora from jouburg to limpopo..Tamuka kupemberera n 'anga ne ino bata mai paya mamhanyiro arinoita ka unozongorara kuti ndifirw hangu kuhope ewoo .Apa harimire kutenga chikafu unotenga uchitya kusiiwa vari rude especialy bhazi re Sun pana driver 1 akanyarara haataure haikona mamwe mazirume ariko akachenama .ukaita zvekutamba unosara uri mutereti tofira iyo samusa ine curry ne mvura .Zvakaoma kuona kuipa kwemukadzi we kutanga nekuti waroora wechipiri, mukadzi we kutanga haambofe akaona problem yake nekuti anongofunga kuti moyo wava kumukadzi wepiri. Ndobvira Tamuka mukadzi wepiri

August 02, 2023

Tytan Onzi Ngaambomira Zvekudya Gambi Miromo Yokwapuka

Tytan rega kudya gambi raOlinda rakaora nemukondombera wa Stunner muromo watsvuka uya .uende kunotora mapiritsi utange kumwaHaisi hiv chete inofunura miromo munhu kana ane ma acids miromo inokwapuka chero sugar inozviita saka tisangoti akwapuka miromo muzvezve,,,, muchatadzisa vanhu kuenda kuzvipatara kunorapwa achingoti pamwe i aids yandibataSome naturally vakangodaro vamwe ndovatsvuka miromo nekumwa ma zvibhodhoroKumashure kweghost kunemunhu hako anofema, anotofamba ,anofanira kunge anemoyo ,anofanira kunzwa hana ichirova kuti apa ndazonyanyawo apa chero ndiri ghost hangu asi apa ndanyanya.

August 02, 2023

Zvavekunzwisa Tsitsi Leaked Voice Maitt Vashungurudzika Muchikurubhi Jeri Ma1 Patricia Oboritsa

Kamuchacha karikunya kujeri uko.Haisi kids game.I know Patricia haasi kunyeba nekuti pane vandakatuma zvangu kunocheka masettings.Pakaipa.Unotozoguma wakunzwa tsitsi zveshuwa asi wozoremember kuti ndiko kanhu kaye kaiganza pano .Unotonzwa mumwe achiti jeri rakagadzirirwa vanhu imi ityai Mwari hamusi kukuziva kuChikurubhi kana mhuka haigare muya.Next time hakabechemunhu futiVanoshayawo nyaya ava kujeri kwakambogarikwa rinhi Dai tese takatopererako zveeAne dzungu hake Patricia but ndakaona nyaya dzake dzakawanda ndedze chokwadi.Ndiye akatanga neyekuti kamuchacha akurohwa na Tinashe tikamu attack kuti anonyepa.kkkkk chinobata dot com ichiHameno vanomufollower sekune dzidziso yeFuture muchidzidziswa kuzunza magaro;kunyenamira varume vese nekuzvara๐Ÿ™„isu tiri kwaJoy zveduIt's high time yek

August 02, 2023

Madamboss fans Vojamuka Usada Kutipa Pressure Zvirinani Kufollower Joey Hauna Dzidziso

Pressure kuenda ku page kwemunhu uchino downloader mapikicha ake wouya woisawo pa page pako kuti paite trafficMB urikuzvikanda muno mu MK nekuzvipundura ku page kwako wozvidzosa zve pano aah imi faka mama pressure faka๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚pane ghost rakati ukunyepa ndosaka kwazouya mareply MaNyama ayo zvipoko kaaà ndakutadzaiHamenowo vanobatikana nezvisina basa . Baba vedu va Munangagwa vakati make money kwete kusweroita zvisina basaApedza zvake musikana๐Ÿ˜œ Vanhu kuda nyaya tumachi mhaniHameno vavaita pressure isu zvedu taizviziwa kt hapana kukuendwa bcz step father waDzabu Ngoni akaita move on ....Hameno vanomufollower sekune dzidziso yeFuture muchidzidziswa kuzunza magaro;kunyenamira varume vese nekuzvara๐Ÿ™„isu tiri kwaJoy zvedu

July 31, 2023

Fungai Mutisi Oti Madamboss Siya Murume Single People Are Happy Huya Tifare Mwana Waamai Vangu

"Mwana waamai vangu...buda muchiwanano icho kana chisina rufaro" ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Snake family is peaceful ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚The truth is single people are more happier than those in a marriage institution. ( this is a generalisation and not backed up by statistics). Make it a goal not to aim for marriage by fire by force. Aim to get a partner who loves you for who you are, respect you and an honest person.  What you do in private must be a yardstick for how you regard your boyfriend, girlfriend, wife, husband or partner! #FibroidAwarenessMonth #AuthorOfYourStory #talksense Changamire is peaceful! The Queen is peaceful โœŒ๏ธ ๐Ÿฆ๐Ÿฆ๐ŸฆIf you are single and happy just thank God. They are singles who are praying day in and day out to find the

July 31, 2023

Chie Masiziba Kurohwa Nemurume Abatwa Achikwirwa Mumota Nyaya Izere Iyo Zvakaoma

Chie Masiziba airoverwa mumota na Father City……. Kukwirirwa mumota muchinyepa kuti uri kunoita ma deliveries ku Eastlea iwe uchinokwirwa pa huku. Iwe na Phil muri Mahure akasangana. Shuwa unouya pano uchiti hee ma salt anobvisa minyama yet your own marriage yatadza kuchinja basa kubira vanhu mari netuma salts twako. Maizoenda ku n’anga here kana ma salt aishama at your age kuroorwa more than 7 times, God have mercy. Naivo sekuru kaguvi vako ivavo. Chidhoma chisina mutsipa kkkkkk 57yrs achiri kunyenga ma form 4. Kutomuitira mwana. ๐Ÿช’๐Ÿช’๐Ÿช’๐Ÿช’๐Ÿช’๐Ÿช’ zvawaiziva kuti ane 40 ma girlfriends waiti unozvigona. You were number 41 ๐Ÿ˜†๐Ÿ˜†๐Ÿ˜†๐Ÿ˜†. Apa hanzi haunake wakazara mvura, Don’t forget noise yakaitika pawaigara ku greencroft ku cottage na landlord wako pagat

258 259 260 261 262