Wednesday, April 30

News News

July 31, 2023

Baba Guti Zaoga Havasati Vavigwa Zvavachatozopinda Muguba Vave Ne 101 Years Onai Zvizere Zvaita Body Yavo Iite 2months Iripanze Ichitenderera

Zvavachaora vachingondundurudzwa. Box racho rerichingovhurwa pese pese kunge cooler box rechidhakwaEhee Zvavachatovigwa vatove ne 101yrs iye munhu akashaya aine 100🤷‍♂️Biblically akafa haana chaanoziva..... Zvese zvikuitwa izvi mufi haachazvizivi kana kuzviona..... The dead belong to the Cemetery not being tourist attractionBatai pavanoti mwari wa Izekeri, Sekuru guti aiva namwari wake    So vanhu vwku Zaoga sekuru Guti ndimwari wavo    Pamwe achadzokaIni ndanga ndine mjolo nemujaya wekuZaoga hino ari pakuchema haasi kana kutaura and kubatika vanenge vari Kuma everyday prayers hino achavingwa riinhi ndizorore bhangu uyu abatike😅😅😅😅😅Mudhara uyu varikuitei necoffin rake nanhasi muchitikuchema here or panezvimwe vinaigrette dhara iri m

July 31, 2023

Ketina Tete Ve Facebook Votaura Madamboss Vaida Kuzviuraya Because Of Ngoni Chimarriage Chacho Chadhakwa

Uyo wamunoti Ketty uyo ska ndiye atova Tete vapafb hre anoudzira munhu wese zvekuita .anoconfirmer chii uyoyu . AAA taneta naye kuda kuzvipinza pese pese muchingomusekerera .achingotuka vabereki vavamwe muchingosekaParadzai confirmed guhwa rekwaMunetsiwa mai Micky mungazviurayire kamukono ketsambarafuta .Pattricia Jack waifara sei mucomment section mbuya Masiriri ndovakapa guhwa cheteZvakaoma matambiro eteam racho akaoma. Ketty hake haana kubvira akada MB apa MB mazuva apera vanga vasingabvi kuma live aKetty. Samaz haasi bhoo vese na Patricia Jack. Let's hope MB vadzidza kungosekerera varoyi vana PJ and Samaz

July 31, 2023

Tallyn Ofara Kunyadziswa Kwa Olinda Na Holyten Mushure Mekunge Mari Yaamupa Yapihwa Povho Oti Nzou MyBrother Wagona Zvaizoita Mutauro Nambuya Tea Hobvu

Maggz akagona hake, Holy 10 is wearing a 5 pocket Jacket ne rwubrugwa rwune homwe 4 why giving money to a person in a tshirt and a 2 pocket jogger aida aiise pai...and as u sing together dnt act as if mumwe is juss a carry bag... If it was me I'd do e sameMpfana anofarisa uyo, kudzorera marasha kuHwange   Chero Holy Ten vakatyamadzwa nazvoDo you know what , I love his honesty. He didn’t pretend not to need the money ,for this man to do this do you know what it took him?(dignity wise)Ini hangu I’m happy he dealt with the issue there and there. At the end of the day he’s got a family to feed.Maikoro anonyanya pride too much ana Jay Z chaivo vanotopihwa mari nema fans voisa muhonwe but vane mari yekureba😂 😂 😂 😂 Haaaa tallyn unonyatsoziva mutupo wak

July 28, 2023

Fantan Otopa Marwei Imba YaGamu First Wife Yake Yavakavaka Vese Izvi Zvamupa Hasha

Shoko rinoti....Dumbuzenene akaisa imba yaakavaka nemukadzi wake muzita rechifeve😮😮Ndiye mukadzi wake here .....saka vanotosvikirana hereAgh Maida adiii hanty zvakatopera here that's life sometimes unohwina sometimes Yu lose.ndosaka mazuvano takungoda vane Mari kare Ava vekuti unowana vari varombo vozopfuma unorwadziwa paanokusiya anemari APA maitsanya mese Kuti zviite,so musazotiti ma gold diggers ndokwazvobva ukoTinga taure hedu asi pakuvaka kwaakaita imba nekusageza ikoko Akagona ndoouratidza hurume manjeVarume vanozviita apo iwe unenge uchimama nekuti tirikuvaka .uchitosara usina kana mari yekutenga brugwa chairo wozonzwa kuti ndozvakaitwa unopera simba chaiko🤔🤔Ndokuzozviuraya akarambwa. Aka dumper mukadzi nevana kuti vaite mastreet kids, achapadzingwa pamba ipapo oitaw

July 28, 2023

Madamboss Vonzi Ndiwe WKazviparira Wega Kupunza Imba Nehunhu Hwako Waizvinyanya For Mukadzi Wemunhu

Trya aizvanyaya kutaura chokwadi mkdzi akaroorwa ziya pekugumirra,varume havaregerere vanonyepedzera achitsvaga exit plan yakeIt is well Muroora. Asi zvimwe zvacho waizonyanyawo, murume uya wakamuita benzi hako kutaura chokwadi akasvika pakuneta. Zvauri kunzwa ndozvainzwawo achiona mbolis yaLeves yakadhinda pagaro rako. ZvaJava ngatimbosiyei kungatoyedzaI don't like Tyra but I believe nothing is wrong with her marriage..I don't know why vanhu muri kudhipisa kunge Tyra ndiye atanga kuita mrume anoshandira mhiri because she's a public figure ai let this woman rest..first it was silicone..second mwana hasi waNgonie imi siyai Tyra stop taunting her depression is real ..imagine dealing with postpartum plus taunts on fb let her rest!!!!!IF its true aiwa Tyra ndiye anenge akazvitanga

July 28, 2023

Chihera Otumwa Na Madamboss Kutaura Matambudziko Avari Kusangana Navo Mumarriage Yavo Na Ngoni

Iro evidhoti renyu iri ndiMai asi havazive kuti zvavanotaura can cause harm kune munhu azvara here🤔🤔 manje what goes around comes back around mwana wako achingorwara achishaiwa mari yekurapiswa otanga kuswero pemha. Uchafa uchitaura guhwa risingabhadhare. Kana award chairo hauna shame on you. Manje this time haulume mari uchanyatsotambura mugodhoyiiiKana chiri chokwadi chiri kutaurwa icho Madam Boss just know we love you and it is well.Tese tese tiri kupindana nezvinogara zvakadaro kungoti hatisi mapublic figures so noone cares.Imi zvenyu zvobva zvaita kunge zvisakamboitika pasi rose nekuti muri celeb..Tiripo N'ale N'ale family through thick and thin..Bhora mberi Soko🩷🩷🩷Zvikiti zvasuva mai..nanga nanga nemhuri yava Munetsiwa..nyaraiwo.moti kana mai venyu riri bishu m

July 28, 2023

Zimbabweans Votyira Tete Tilda Zvivindi Zvavo Kutaura Nevaroyi And Satanist Vamwe Voti Mubikiwa Hakuna

Tete Tilder Ndovimba you are ok nhasi hatina kumbomuonai paFacebook. Someone check on tete if shez oky yesterday kwavaive kuya uku kwaityisa kumwana uya. Are you oky tete? Ndukungokufungai ol dae.Tete vedu ndambovacheks nhasi handina kuvaona ndichingofunga mwana uya akati matomutsa hondo zvamstanga izvi hope she's ok kwavari ikoko nana mai vemwana uya variseiwo zvakaomaPaya pakaipa paye panosiita nyaya dzinotyisa but Iya inenge yazonyanya body one ichibika kutanha muriwo kutsvaira family Iya yachiona Iya ndoinonzi nhamo manjeHaaa I think tete vane zvavanotofamba nazvo chete kkkk coz zvimwe zvinhu zvavanofumura soo kaa zvinotyisa nekuyera zveshuwa🤣🤣🤣🤣Ini ndoona kunge nyaya iya inemubikirwa pane n.anga icha adrvetaiziwa chete haaaa inini hngu I'm dhauti

July 28, 2023

All Zimbabweans Voti Chamisa CCC Inohwina Chete Vanhu Vakuda Shanduko

☝️☝️☝️☝️☝️ chete cheteNaJesu zvinoita, iwe neni tikakumbira Mwari vanodaira kuchema kwedu. Let's join hands and support our Chamisa☝️☝️☝️. Together as 1Less noise mkngoziya kut vanoba mavotes vcho vamukt heee vadyiwa..munobatsirika....pkutoda pln B ykubvsa mnhu nechsimba cz election ccc hatiskuhwina nekuwAnda kwedu kokoZanu haichadiwe asi chokwadi kune vanoona inongohwinha zvakadaro nekubirira , seipapa yakatohwinha kare and mukatarisa patriotic bill rakaiswa pamutemo zvamanje manje kutogadzirira pavarikubirira MUNA August ipapa saka ngatinwei hedu ma chill pill tisazorare neshangu tanzwa kuti yapinda zvisina tsarukano .. ikaenda ku court tinoziva zvinoitika zvacho ..Ko nhai, ivo ava vachatengawo drone rinotora mapics kubva mudenga rinhi? Taneta ne

July 26, 2023

Ketina Chirombe Hofi Tatelicious Wapera Kumge Geisha Soap Hauna Nyaya Mira Maitt Adzoke

Kupera kunge geisha soap yekugezesaPovho yaramba zvemadisinyongooroKupera kunge hondo yeminda 🤣🤣🤣 Chimirira kamuchacha adzoke kujeri  Guhwa rako harina kathat Gurundoro sekuru hofiSekuru chirombowe  Hofi ukasataura zvafeli hauna content gurundoro dzangova nharo mapera sehondo yeminda garai mudye free food yeparefugee camp munyerere rombe renyika homwe yemarombe, Rose dosent do friends stop spreading lies muroi hono inenungo kujaira kurarama neraki wakachekesa mboro ukafunga uchaita mari nanhasi dhololo dzokera kusvidheni unotora mboro yako yawakaita chimukuyu uko live my friend alone huya kuno ini ndinopenga sewe ndinokuruma beche replastic iroro ndikarikwachura zigombiro zidhara rinorarama nekupemha gara dzimwe 5 years kuaslym ikoko ku svidheni wakachengetes

July 26, 2023

Ketina Oti Chinena Chemusikana Wa Qounfuzed Chinemazino Piranha Fish Ndicho Gongomutoto Randinotaura Everyday Unorurwa

Chinhu chemusikana waconfused chine mazino ungati ifish piranha kamukongonyini🤣 🤣 🤣 I know chiweti hachinakidze kuona bt chiya ka, on a serious note that reddish calls for concernKupinza muya mboro unobuda yaita urubvu rubvu,haa vanhu tinongoona kufamba vakaora kunze uku🤮🤮🤮🤮🤮🤮🤮🤮choita sechakachekwa nebanga rechinja😂😂🤣🤣This social media will humble you guys unosvika pachikamu chekuseka usingade gombomutoto chairoVakadzi munoshamisa instead yekuti mutsvage that sis n help her aende kuchipatara kunobatsirwa that STI u are busy mocking her. Arikurwara asingaziwi mwana uya ndanzwa tsitsiRurimi rwangarwakaita kunamirwa mkati nesicki iya yaakuda kuchinja kuita njovhera, yekwa Tatelicious

260 261 262 263 264