Kozotiwo varume vanorukwa madhoiri mumusoro 😇😇😇Drama rine varume vanoruka 🤣 ungatofunga kuti vanenge vamonwa ne pfungwa
Ko apa mhofu vanenge ndivo vanenhumbu
Asi kutaura chokwadi zvisiri zvekuwanza Tatelicuous zirombe imagine ne following yese yanayo nema views anoita haana kana kwanomonetizwa… wowana visa re Sweden one of the best countries in the world wobuda usina chinhu except criminal record. Tatelicious anotoda Mwari chaiye
Ndimi munoti Kune vamwe Pressure ndakaisa post yekuti mbuya vanofitwa nei mukatuka. Vanenge varimo mucomment section vachitoona pavanofanira kugadzirisa kkkkkNdidzo mbuya dzatinozotibura mu Kappa idzi zvonzi ku Kappa vamwene vadiki kune muroora ungasiye ma gogaz manyama iwaya🤣🤣🤣
sAirova mukadzi waEnzo uyo, mwana akapotsa asiya chipo chake adepresswa muregei
Chero zvikanzi iskit ini handidi mrume wangu anoita so mkadzi waenzo akapusaWhen actors are at work for example paScandal SA you see them kissing and having sex scenes vasina kupfeka.... vari pabasa. MaZimba you are shallow minded that's why nyika yedu iri slow
Ketina chandomudira haanyebe.Ichokwadi Fatima sista yaFeridhongo akazvarwa ari normal ndobva ashandiswa hurombwa akarariswa naBabaMurata kubva aita chirema chinozvimamira.Sunungurai Fatima imi varoyiiii!!!
sKana tichiti chikiti anotedzera Tyra tarisai ma minutes #TyraisyourrolemodelAnoteedzerwa kuti ndeye kumba kwake here nxaaaa, hindaa muchingo mukoresawo nezvisina basa
Olinda should tell us how she intends to host Zari … when Zari can not travel to the Uk. Last year Zari advertised a show and cancelled last minute as well. Muchatsotswa vanhu imi … mozonzi due to reasons beyond our control she could not make itSo in other words some foolish Zimbabweans are about to be scammed
Zvinombofambaseiko murefu Jah Prayzah unozongogara uchisvipa vamw vako vashandi unovapa peanuts futi.Maybe it was supposed to be a secret, Tocheka Hukama By Jah Prayzah was produced by 3 producers, Mvzzle, Oskid Productions,Dj Tira and the guitar was played by @Farai Mafukidze (Buffalo Soldier's lead guitarist) from Gweru who is now based in South Africa But for their reasons they wrote it was produced by Mvzzle and Rodney Beats. Kudenga kuchanotsva Benzi...IBOTSO!!!