Achema achema mukomana sure kufirita munhu kusvika aiita kunge muindia Aaaah ndohwa mabayooo l luv zim people aaah havadi kundiona ndakatsamwa sureKuzvipenda kusvika munhu aita taransijenda . Kana iri swagger itai mega. Kana kupisa kwacho Pisai henyu megaJoy dzosera durac raFreeman re black iro harisikukifitter hongu we know kuti hairdresser acho hairline hakuna Saka iwewe how can they plate you nicely🤣🤣🤣🤣🤣 ndaseka hanzi kadhuku karikuya futi nefirita kkkkk amana ka musazodaro🤣🤣🤣🤣🤣 ndaseka hanzi kadhuku karikuya futi nefirita kkkkk amana ka musazodaroWototamba irikurira freeman coz sisi yeke yeke havabude firita ndoroita zvitoita nane manje wakubatanidzirwa ndiwe wakutoita kunge mukadzi wa
Kusvika rinhi uchidyirwa musaga nhai mai Kambucha sure baba kuitirwa bhavhadhe musipo paside,zvino vobatwa nevamwe here imi muripo,hanti makada maceleb chibudai navo kaa😂 😂kudyirwa musaga here nyika yese ichiziva vanodananaKudyirwa musaga kwaipa wangu unenge uchiti ndiwe vouya vakaguta votanga kuhwahwata kunge vamwa roiboss tea nxaaako inga mutambo uyo wavakapfeka wakanyorwa kuti secret love moda vaite sei
Vakadzi moyo wekubereka takaisepiko video yemwana akaraswa mutoilet guys inorwadza mwana kubuda akazara honye muviri wese pandaona akaputirwa ndafunga kuti hasi mupenyu ndinzwe mwana akutochema veduwe😭😭😭😭veduwe ko tinoiteiko vanhukadzi dzivirirai zvee kaa musingadi vana ndarwadziwa ini😭😭😭😭 Iiiii haritarisike yoooo....ko mkadzi wacho arikup ndaida kumuona Kut face yacho yakadiiNdagwadziwa video racho ndanzwa kumerera iwe Bete vakadzi Mwari ave nesuI blame men ,haisi mhosva yema ladies,men tend to promise then after impregnation oshanduka n the lady is left with no optionNevarume be responsible ndivo vari kuramba nhumbu ivava munhu opererwa... Dai akabatwa mkadzi uyu anoda punishment size y
Kutambudza chitunha chichamuka chikaparidza here nhai . Chiregai yama ifushirwe iyi . Mave kutambisa ma resources nezvisina basahaaaaa kana iye Jesu haana kumbotambudxiwa soo vanot achamuka hre vane drama chokwad Kana Jesu chaiye mwanakomana waMwari akafa rufu rwunosiririsa pasi rose hamuna kumbo muchema zvakadai Hanziiko kudenga hakuna nzvimbo yavo here kwakutodzungaira kudarika chipoko uku ndochinongotenderera nekut hachina zororo or ndizvo vakasiya vataura vaive mubusinness racho kuZaoga huyai nemhinduro dzizere ndimi munoziva mashoko ekupedzesera akataurwa nababa venyu vanhu vakugunun'una nemaitiro aka aaah daily hher Hezvo mukuda kumboita seiko nechitunha ichi ma zayoja hamupenge imi vigai mudhara uyu pliz. Mmm anode
Asi maZanu pf munondikona henyu zuro uno muCovid vanhukadzi mashaya kudya nemapads nemapampers evana chaiwo muchitambura nenzara muchitenga mask kuti musasungwa😭😭 Nhasi yave vote makupiwa t shirts food free transport kuti muvavhotere saka chakakosha ivote yako kwavari kwete hupenyu hwako muchasvinura rini vana veZIMBABWE Ava vakatopihwa chicken ava isu tikufamba takagara nayo zanu pf iyi iwe oda ndivotere chamisa kuda kuti ndidzokere ku poverty manje iweee ka my first car ndakatengerwa ne zanu pf Every zanu member got no brain coz even iwewe nemzukuru wako mukagarika the rest vachitambura zvobatsirei ,vna vaenda kuchikoro nepanty yamukoma akanyora 2014 iwe uchngot zanu zanu do you thnk ungaita 43 years uchikonewa wongozogona pa5 years mapenzi av
Angere 57 years old teenager, dread harina kukufitai , I think makarinonokera Muri kubva maita kunge mukadzi kunge mai mujuru , kurai , ipapa hameno musikana ari kutonyengwa achinyeperwa Tinashe uchafariniko vanhu kadzi vazorooreIt looks like a glued on wig. Ngaarukwe maSingles maybe it will work but I doubt it.Vakanonokera Colgate mazino akaora 🤣🤣🤣🤣🤣🤣They need to let mai tt our for a few hours vatiitire live vapedxa kunzwa bronco vasina kugeza havo
Sinzi Stunner akaenda KuChando arikungopfeka maDesigner after maDesigner, LV, Gucci, Alexander McQueen, Burberry and hazvisi zvekwaKotamai. original designers. Hembe dzacho cost kuma $700 usd per shirt and shoes $1400 usd . Mukomana arikushanda ndiwaya maCOS Zve 😂😂😂. Zvinechirevo🫣 Aita mbiri kuno yekudanana nechembere dzechi zimba dzine Mari especially ma nurse arikuvadya not zve funny Arikutengerwa na Orinda musandiitise nharoMari yema cos haikwane kana descent living yekuno Saka varikutora varombo vasina option. asi kana mu compeya neku Zimbabwe inokwana . Ma designer arikuwana ne chinhu chakeEnde atomboimbi zvinoshamisira zvekuti tingati ma Savings ndiri kuona ruoko rwamai oniniAita mbiri kuno yekudanana nechember
Quonfuzed choice hadzina zvadzo. Kurambwa kwaakaitwa naMoana kwakabva kwaita ashaye confidence dzakungokumba kuTik Tok 😂😂😂 Varume vakanaka kazhinji vanorora zvibage even kudanana nazvo. Plus qounfuzed akanaka hake kutodarika vakadzi vakawanda kusanganisa neni. Ndiwe zvako Wauya neGhost account Natasha Nyemba tiri kukuziva hedu ndiwe waida Qounfuzed ukapihwa bendekete rakatonhora wakuda kutsvaga mbiri neZita rake dzikama Imboita zvekutamba kuma tik tok live usina kupfeka Moyo muti unomera paunoda it shows kuti hasi munhu anotsvinya like ka mudiwa kenyu
No to body shaming but sis vanozonyanya kuzvifonera zvawo. Firita kunaka here zviya😀Haaa zvekuti fresh tinganyeberane zvedu🤓and those nasolabial lines ain't making shuwa 😐Guloko kumusoro uku fanike upper hand irikuita kunge ye55 yo chaiyo. Zvasangana nekahuimproper fraction haaaa fresh haisi kubuda 🙅Hakuna fresh inenge mukadzi waTombodho 🎎 akashota machira pakusonwa kudai never😂 Yes she's clean and fresh but masistran vanozonyanya kuzvifonera kwacho 🙄😂😂😂🤣the face is not facing even the hand is saying mhai makazenge mataurirana nani izvozvo nhaiKkkk anozvifonera Orinda those arms though madam pliz take a chill hapana fresh apo 🤣🤣🤣.Shuwa OC you look very fresh , Tytan anotoita kunge ndi baba vababa vako,
Ndachimwa nhasi handina kumboona kushata kwakadero Seh Calaz Music🎶 wakashinga Nyangwe Zvichinzi huBrand Ambassador hwacho hwekungozozadza Zvikambucha pose pose here ....ko avawo nezvidress zvinobuditsa zvitumbu ....itawo zvine class mhani iwe Calaz kambucha. Woudzira munhu class akapiwa GD6 coz of kambucha,kambucha itori class kwaari....imimi neuclass hwenyu mukufamba netsoka ..iye ari muGD6 nekambucha kake....Marketing strategies comes in different ways yaCalaz is kind of aggressive marketing iya yekuti usingade uchida unotoona chete and it's God for the brand