Wednesday, April 30

News News

August 16, 2023

Baba Harare Votenda Jahprayzer Ndiye Akanditora Kumasvingo Kunditoresawo Passport

Nhasi ndoda kumbotenda Jah Prayzah nezvaakaitira baba harare hanzi nafather city ndakabva kumasvingo nebirth chete mkoma jp vakanditoresa chitupa zvese nepassport kukwirawo ndege ndimkoma jp   inga murefu munhu bhoo nhaimi zvakangoonakawo kutenda chakanaka chawakaitirwa nemunhu izvi ndazvifarira❤️👏Jarpraiser anongoonekwa kut munhu aribho handisati ndamboona any comment ye yep yep haatuki munhu, munhu anehunhu, kubva kare, kozotiwo     Mudiwa good charecter, then baba Harare bho fut ukaona vokupindura unenge wavanyanyira ha gud nekungotendao munhu anenge akusimudzira muupenyu ngazviende mberi neku supportana

August 16, 2023

Mai Maketeni Maitt Ndiwe Wakapa Olinda Pressure Yekuchata Nemunhu Aimuroya Hatiseke Shamwari Yangu

Mai Maketeni vachiri vakatsamwira kudzingwa kuHigh Tea.Dzinenge dzisimo munhu kuita kumirira bad news yelife yemunhu.Joey akadzingwawo wani asi nhasi anga achitoseka naMai Nandi palive.   You are so petty.Feli waipa munhu pressure paye come witness mushonga saga..But munhu kana akuhura anotsvaga mhosva dzakawanda dzekutaura if mushonga was not from   Tytan then why is he being punished for mhosva dzehama dzake l think already OC akange oda hake zvekuhura guysSiyai Mai Maketeni vaseke zvavanoda 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣haaaa Makaradhi soooo Oc une dramaLet her be it’s her turn Olinda kusekwa kna kune vari kunakidzwa let them be happy ndozvaanoitirawo vmwe

August 16, 2023

Madamboss Vonzi Vanoda Kubatsira Vanhu Vekunze Vachisiya Sekuru Gudo Vachihwangarara Tyra Usadaro

Tyra dai uine maresources as you want us to believe ingadai wakabatsira sekuru Gudo vaite white wedding kudhara because vanotoidawo but because ndezvebasa ukutotsvagawo pekudya napo through madonations evanhu vanenge vachiitira muchati hautokwanisi kuita wehanzvadzi yako Lavhu Chikocho.     Ehe mukadzi wake akaenda but pane bhebhi raari kuvhaibha naro rinotodawo dhoredhotilaso muchatisei iyoyo, kana iri legit Madam Boss Weddings iyoyo chatisa sekuru Gudo, December uno let's paint Bindura red. Gara pasi Tyra , hauna mari iwewe 😂😂😂😂Madam Boss weddings kudii? Bvaapo!    #sekuruGudo #mhenya #gentolmani #LavhuChikochoWe have relatives vakadaro vanoda stereki kubatsira vanhu vekunze vemumba mavo vachikanga waya.   Tyra ane ma

August 16, 2023

Tatelicious Otsiura Olinda Unoti Ukaona Blambi Hombe Ya Stunner Wotovhiringika Brain Wakunyepera Tytan Tauraka Kuri Une Nhumbu Ya Stunner

Olinda why ? Ukawona mboro unoita dhimu .Nhasi mhuri yaTytan yakukuroya??? Like really ??? Nekuti waona mboro yaStunner wakuchacharika kunge munhu abhema vhimu , pakai mai Nandi . Chihure chinonaka muri pamurume not zvamakuda kuita izvi .Stunner imhepo let him pass by .Wandibhowa kabiyasi yemunhu .     #Homwe_iHomwe👏👏👏👏👏Kune vanhu here kumusha kwana Sikhoko? Pamwe izvezvi adzoserwa pasi pe bhiriji again .Zimukaradhi riye rinowanza chipostori .Mapostori ukamaita overdose musha unoparara. Ngaise mabreak amboenda kuchechi kwa Hubert Angel not kungorohwa nezuva uri pasowe uchipunza musha .Rabhishi     Zvanga tadada naye wani ,ndiye ega munhu ari pamapiritsi anga asara aine murume .Ini naKamuchacha naKetty dzimba takambotora befu🤣🤣🤣

August 16, 2023

Mai Maketeni Vanodawo Drama Maitt Urikupi Tiseke Hauzive Arikujeri Here Netsikidzi

Mai ava vanopesanisa chii chikusekesa ipapa mukadzi mkuru instead of help her friend to change she still want mai Tt kuty vasachinje vangoramba vachitukana nekusekana nevanhu what kinda friend is this instead of tagging her pashanduko busy gas lighting what's that,makuhwa strereki moms ava.. you don't love mai Tt iwe maketeni   Tivaudze aripi here .i said mai maketeni she is a bad friend you tagging kamuchacha pakudii kutsvaka kumutukisa     Ok ari kujere akatora mari yezvikwereti nekuzviroora nekudana vana kery kumaro muchato wechikwereti nechikopokopo akaba mari dzevanhu      Oc na mai tt vakasiyana pakuti oc imari yake haisi yechikwereti anogona kungochata rimwe zimuchato nastunner asina wabira      ..

August 16, 2023

Zimbabweans In Shock First Time In History Kuona Zvakadai Guva Rababa Guti Zaoga Chokwadi Vamwe Vasina Pekugara Sa Tytan

First time kuona guva rakadai  Guva rababa Guti imansion💗💗 Tombstone of Mr ezekeil GutiApa Tytan ahana kana pekugara vamwe vachiwana material yakuvakira imba munhu akafa zvake asi vapenyu vachitambura🙄🙄   Saka ndo paradiso yavaiudza vamwe here iyi. I can see this becoming the centre of the church and a cash cow 🐄🐄🐄🐮. Pilgrims will come from wide and far just like the Islamic hajj to MECCA.     Vachadonhedza bhegiGuyz zvimwe ttingaita iyo imba ndaona vanhu vanamata chitunha icho rangarirai kuti kwamutendi nanhasi varikuteurirwa nemvura yechitunha ityai mwari ma zaoga kufa kwemunhu wamwari ngakuwe kwewamwari kwete wemari .   Ndapedza nemi.Ndiyo mausoleum ka. If you go to other countries families have such in differen

August 15, 2023

Mike Chimombe Achinja Kuita Bouncing Baby Boy Inwai Mapiritsi Kunze Uko Mazimbabwean Arikufara Kuona Asimba

Boss Mukaka 🍼🍼🍼vachinja vakomana inwai mapiritsi kunze uko 💊💊💊     Kuita chibouncing baby boy ❤️Still remembering how finished he looked kuwedding yemacolour ehwiza iye tjooh he was gone🙌.Anyway welcome back boss 🎤Apo vakapfeka bhutsu yebrown neyeblack here kuti maziso angu asisaone here?     I want to thank pages like these bcoz tinobvumidzwa kuwundura tichipa vanhu ava presha. Sure we saved a life......bcoz after wedding iya ye green , I was ready ne RIP mu fone kuti ndingobaya send.Uhmmm ndakachiona kumaburnouts last Sunday apa aaah gumbo mafuta akuramba kunyatsonzwikira thooo🧐

August 15, 2023

Evangelica Sandi Oti Java Ndirikuda Nezvenyu Izvi Zvasvota Vanhu Vakati Naiwo Magaro Anenge Akasungwa Sungwa Akabhozhoka Adzikame

Uyu musikana uyu she has no strategy, anongomhanya nekwaenda nemhepo. She looks like, she is trying too hard for fame. At the same time, haana basa nezvakawanda anonakidzwa, which is good.   Do not body shame her because a lot of women have cellulite. They might also start to feel insecure about their bodies. Generally, I like her but I don't support zvimwe zvaanoita. But who am I to judge👌Iwewe dai uchingotiratidza front seat chete     Otherwise black seat yako ,haivaraidze back kuita mandlovu kudaro?Nzou zvayo payakati mhaa.magaro kuita mambava kunge musoro wegarwe.izvezv kupfeka scarf ukuda kunyengwa nembinga dzeZanu , unofunga kuti anoda maUsed cond...m akabva kukenya akanyiwa kanyiwa nemaNigerian ndiani ?   Washaya zvimwe zveekuita? I

August 15, 2023

Miss V Candy Voti Olinda Why Kudzoka Kumunhu Akambokusvipa Kudhara Hazvina Chiremerera Kuzvidzikisira

Wazvinzwa here Olinda hanzi naMissCandy gara hako naTytas siyana nezvaStunner izvi uchadzokera kupepa 2As long as achi understand (er) love language yangu yangwe paper 100.     Hazvina kumboipa kudzokera pa "CRIME SCENE"🙈But zvikaitwa newarungu apana anocomplainer, i remember pamuchato waPrince Harry wekuEngland, his ex was their, nd she was recognizedSo TRUE ❣️. OC kuita seasina kuyenda kuchikoro nhandi????     Apa ndipo aitofanira kuprotector Tytan with her life, achiratidza stunner kuti haiwa ndig3re. Ende I survived your heartbreak 💔 😢. OC apa akabhaiza big time, ende ndakasvotwa sei 🙄🙄🙄🙄.   Easy is to judge the mistakes of others, difficult is to recognize ur own. Each to their own munhu ngaite zvanoda

August 13, 2023

Ketina Kuita bvudzi Rakatumbuka Senge Remunhu Ane kwashi Munhu Wa Hairdresser Busy Nana Mai Bwanya Istead Yekuzvigadzirisa

Ketty now joining Northern Kingdom as third wife.Kubala Kubala Ilizweeeeeeeee😊😊Nhai ihair style rudzii? yakadai   Vhudzi racho raka tumbuka risina kuenzana ,chiona colour yacho kunge murungu ane kwashi , apa pamusoro pazvo vhudzi rakacho rakatangira pakati pemusoro , zigumha riri kupenya rebleach ndorakatungamidzwa🤣😂😂   😂Ko idzo mhete Nhaimi kunge tumashizha twemutohwe twakaomeswa

251 252 253 254 255