Ko va Award winning journalist ndozvavakuyita ... Inga apana nezviripo Zim dark we don't want to be provoked asi ivo vachi farira ku provoke vamwe The last minute attempt to feed us propaganda by the regime shows that every vote counts, make yours and everyone around you count too!
Tomorrow will be home to vote ๐ณ lets make a change guys nyika dzevaridzi dzatiri hakusi kudawo we need to be close to our families๐๐๐๐๐๐๐๐ Situation yatinayo munyika medu kuchinja ummmm hazvite 5yrs futi ZANU imika pafungei mushe zviripo right now wat more dzimwe futi ayewa ngaende mari irimo but varikudya NE Sheraton hotel yabva yachinja colour kuita yellow hameno mukuzvionawo here kana ndini ndega๐ฅบ๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐N Ndamirira kuverengwa kwema votes chete ndiwane kuita move on munyaya dze politics.datosiya Basa kare anopinda mukomana ๐ฅญ๐ฅญ๐ฅญ๐๐ murungu ndatuka guys musandirasiseMaita henyu taonaw
Kudziswa kubika mufuswa murikudzimba dzenyu ivo vachiba havo goridhe imi muchikurungira doviKo kubikisa vanhu chingwa muvu kunge varikupisa zvidhinha muhovhoni. Asi Zanu inoita vanhu mapenzi chaikoKo kugadzirirwa mbaura meno tsotso stoveIsu kuno kuMusumhe kuMberengwa kuno tinoti mukadzi wechikidi akaisvonaka zvokutiKwete Okusiriya anofamba nyika yese achidzidzisa vanhu kubika mufushwa wavakakura vachidya Toda first lady anofamba achipa vanhu ma sewing machines, ma laptop,ma business ideas .
LORRAINE GUYO RELEASED Lorraine Guyo alleged fraud case reportedly thrown out after vetting Hamuna evidence says the State. Car in question returned to LorraineThe State has declined to prosecute Lorraine Guyo for fraud citing lack of evidence.Munhu ukatora zvinhi/chinhu chandotengesa wobhadhara half towirirana kuti uchapedzisa panguva yakati ukatadza ukasacommunicator neni ndokuita zvakaitwa Lolo izvozvo exactlyKana Zvemu dhoto zvaramba kubhadara Dzidzai kushanda honai low rain avakuteverawo mai zvikatsiUyu haasi type dzefraud uyu but she lacks legal knowledge. After this dai atambawo netype dzinenge ana Panashe Bwoni-Sagwete oitawo follow their page rakanzi Know the law with Panashe I'm sure s
So Dyonne Tanaka popularly known for being Stunners ex wife. Held a stunning lil birthday party for her lil sister Kelsea over the weekend it was a movie.Panga pakagezewa haaaaa chingozvionerai mega Zim zvaitori nesimbi shuwa ko vamwe sei musiri kuzvigona izvi๐๐๐๐๐๐๐ Big lesson havadzidze pana moana ini andichive life yemaslay queens moana paakafa akasiya hembe nemawig chete aiita basa rekuhire mota kubhilivhisa vanhu ๐๐๐We don't take unnecessary risks. Hona Kuna Moana.. aitipa pressure pa insta but takazoona akuvigwa kunge gonzo asina kana fit zvayo. Live fast, die fast I’m curious though since ari munhu wataiona life yake ana Stunner, ko wats her source of income? Does anyone know??
I love Jackie, she has a vision. Not ana pokello basa kuita show off.we need vakadzi vane chiono Sana jackie.much respect Jackie Degree holders vakazara kumakomba vanhu vachidai๐ค๐ค๐ค๐คKana usina dzinodhonza haungambohwisise zvikutaurwa najakie,,,,, murikunotsvaga mari kumapromoter akatotizawo nhamo muzim ko kana zvakanaka ngavaite zvema promoter emuzim ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญkureva kuti nhamo irimunyika havasi kuiona here Chichi Rangwanni it depends dear.was offered a position ,a car in zanu, l chose to run away to an Arab country where l work 16 hours shift and not that much salary. I don't think about myself only so it depends Powerful message from Jackie Ngarande.Ko ndianiko arikuroja kuEa
Sekuru words will fail me if I start explaining how grateful I am to have you in my life . May God continue to increase you and bless you . Out of the jokes and social media you are an amazing person with real love . I wish you nothing but the best . May God put the right people in your life who gives you back the same love you give to others . Happy birthday Sekuru Peter Dewa Moyo .
Muimbi aimbova we CCC Ricky Fire anoti bato iri ranga risina basa naye uye ranga risina basa nekuziva kuti adyei anwei uye arara pai inzwa mukomana achitaura mu 1st comment Zimdancehall artist Ricky Fire has revealed insider details on why he betrayed Citizens Coalition for Change (CCC) for Zanu PF, after attending a party organized by the president’s sons. Ricky Fire caused commotion amongst CCC supporters after the images were leaked. Ricky Fire: Unapologetic and Unfazed In response to the criticism directed at him, Ricky Fire has taken a defiant stance. He firmly stated that people should refrain from questioning his choices unless they are the ones providing for his livelihood. According to Ricky Fire,
Muzunzi mukuru wemutaka mu Zimbabwe,Beverly Sibanda osimbisa bato riri kutonga re ZANU PF.Kutamba anotamba but daro uummm pari era ipapo akashepeka ndeuya wamunoti Sandra Ndebele kkkkkSaka vanhu vatoribho nekusvitsa 40years usina kana kumbobata payslip ๐คTsvee kufunga kuti saka mukabirirwa muchaitasei ndosaka D E akazoti ndiri kuzviziva kuti ndinodzoka๐ญ๐ญ๐ญKana ana Michael Jackson vakudai asara wacho ndiani Ava varikusvirisa mikosh*** yese yapera nekuita 180 ๐คธ๐ผ๐คธ๐ผ๐คธ๐ผ๐คธ๐ผ๐คธ๐ผ๐คธ๐ผBev iduzvi basa kutamba mumabhaw hnty kushaya mabasa oti pamberi nezanu itsagaUmmm kana zvakudai nevamwe vataifamba navo kubva kwase Kure vakutirasa tasvika sure tongonamatira peace mu
Statehouse yafumuka Ndizvo zvichaeadyisa ne triple Ccc confidence wakudziwanza..State House yangofanana neMbare Musika adaa apindaKkkฤทkkk nevapfanha vanotengesawo mamemory card vakungopindawo mo Kkkk zvafumukaHamuzive zvamunoda. Maiti Mugabe akashata nhasi ED ashata.MakajaidzwaAnamahobidobodo votsvagei ko kustate house ๐๐๐Tawaz mbiri yake ndeyekushata muno muZimbabwe. Ko imwe ingava yeiNguva yamgabe kungonongedzera chete ku statehouse uri mutown waifa nekurohwa๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ,,, izvezvi kwaakungoendwa nembiti,, java, tawaz,,nekambavha ako ke nine months๐คฃ, haa hakusisina chiremerera Ma zimba musatamba nembavha iya unohwi java ndiye arikuronga yese iyi chero navana holy humi vo