. 1Tinashe na ketty ndovarikuda ku destroya felly or ketty akanyengwa na tinashe bcz MA audio ari kubva Kuna tinashe fanika panzi musikanaakati batsirai pamuchato wedu huye bodo
Evangelica Sandie said Moyo wangu unoda Kureurura asi wakaremerwa hawo nekuti murume wamuri kuonapa uyu Ka ...... Muroyi
Jah wotatarika nemasong ake akutadza kupinda 1 million n 2 weeks .apera murefu dai ari winky atomu 1 million views kudhara
Toziva munopihwa hembe nana JamJam asi usanyare kutaura kuti katrouse kacho kamandipa kadiki karikushinya plus kasockspedzisa. Unokuvara wega.Dzidzawo kutaura munhu usangokumba zvese.
Arikutsvagawo kurarama Greatman .Mukamuonawo nebucket rake muroad achiimba moisawo chero chamunacho awanewo kuraramisa mhuri. Musazongodarike🙏🙏Vavariro ndeyekupinda denga bucket harisi rakurisa here
Ndozvakanira kushingirira nemunhu wako sometimes kana makabva kure seava.Hakuna mereji isina machallenges.Mhofu akuGerman akutumira maEuro Tyra haasina presha yekuramba achishanda.Akumbochengetwa naDzedzi.😊😊
Anzi Virggin mavhuriro ayo gumbo zvoitwa nevirgin🤣🤣😂😂🤣🤣🤣🤣
CKo maNudes amunoti aTaira aripiko or dzaingova nyaya,ukaona mai tt vakachena haungambofungire kuti vakatakura chikafu chakaora pakati pemakumbo awo🤮
Tikagara gara toyeuchidzana kuti mai dhuterere vakambodonha pastage yeZBC
Pakangoisa Calaz sign iyi akabva atopihwa GD6,, Amana ngatirombei kunze kurikupisa ukuVanoda zvakachipa kunge hwonye nungo dzekushanda