Hesikani muroora wangu mbuya waPiyasoni pauno namata wakurara upote uchinamatirawo Mai tt hachazvigonewo ari1 kana zvichibvira ita hako shamwari yavo Mai tt
FIVE ZIMBABWEANS DIE IN BOTSWANA ACCIDENT THAT CLAIMED 22 LIVES Five Zimbabweans were among the 22 people killed in an accident in Botswana on Thursday when a Sprinter minibus they were travelling in collided head-on with a haulage truck. The five Zimbabweans comprise of three males aged 52, 56 and 66, and two females aged 37 and 49. The sprinter was headed to Maun while the truck was in transit from Zambia to South Africa. The bodies of the deceased are still in a mortuary at Nyangabgwe Referral Hospital while awaiting to be repatriated to Zimbabwe. #IsaacPinieloLive #DailyTrendingTopics
Waona hako mhikicha yakadai ungambofunge kuti zasi uko kune gunguwo🤔Nyangwe makat guru gunguwo hapana chinobva paari plus hazvisisina basa rwatingovawo ruzha chete rwamavakutaura chatinoziva ndechekut zvakatodarika zvakaitika tatomirira zvimwe kut muwane basa rekuposta fut pasina Mura hamuposte chinhu
Aya malegends aya..I think mudhara akatofa nestroke 😂😂😂 Shuwa kunyepera munhu vana 3 haa vakadzi denga renyu motopinda iroro ramunoona pamunotunda paye muchiti "ooh guard im coming".Mainini vati maresults ari right chaizvo hatingati mushini wanyepa vana vatatu vese havasi vakule avo haa vamugabe one day muchafendegwa nemunhu vakadzi zvivindi izvi mozviwanepi🤔😒
Tukwai henyu mai Bwanya ndimi makatanga hondo yacho
Inotadza nei kupera hairline iwe uchimukirira nekurarira nyaya dzevanhu dzisinei newe
Zim Log Standings latest Ketty 50 points Madam Boss 46 points Mai Tt 10point
Ngoni oti Acharacle Gomba Rake Ndiye anoviramo After zvakamboitwa Mukadzi Wake nenyaya yemanudes who had The last Laugh
Stunner wife She belonged exactly where she is 🙆♀️See what happens wen u get married before u mature..u jump a stage🤣🤣 know she is compesating e stage Deep down ndikutodawo flat tummy negaro raanaro mari chete ndoyandisina🤣
Zvino zvikiti kana makuti maoko ndeaKettina saka kubva Felistas akange achibonyorwa ka na Kettina, coz guru ndera Feridhongo u can't run away from that fact 🤢🤮🤣... Remember raKettina it's not peach black kunge masusu/maguru akatsva pabraai kudaro🤣🤣🤣Ketina For President 🤎🔥🔥🔥👏🏾👏🏾😅😅🙌🏿🙌🏿🙌🏿🔥🔥🔥I