Tuesday, April 29

News News

August 26, 2023

Grace Migabe And G40 Told Chamisa How Zanupf Operate And Rig Elections So This Tine Tirikuziva Zvese Hakuna Chitsotsi

G40 Ndiyo yakaudxa chamisa zvese zvoitika kuzanupf vese naGire. Ed atori pama 1 nekuti haasikutoziva vavengi vake remember pakabvisa Mugabe nechisimba pane masoja neCID vaiva vaMugabe vasirikutomuda ED saka mukuru atori pama1.       Musaone Chiwenga kunyarara mukati akapusa Aiwa Akaurairwa mafriends ake saka atori nebhita ende mukadzi wake makambomuona achifamba na Auxillia anozviitira zvinhu zvake ende mukadzi wacho Aiva kuArmy.     Remember kana munhu achiba sa Ed anoba zvakawanda achipa vamwe zvishoma ende masoja haasikutoda nonsens*e nekuti varikutobhoekana neED nevana vake vakawanda kwese kwabuda mine varikutora uye ana Java varikuba masoja achiona.         Ed kana wakangwara zviye zvekuti sibanda ihama y

August 26, 2023

Zanupf Failed To Abduct Promise Mukwananzi CCC Spokesman Vakumusunga With Fake Warrant Of Arrest

THE WORLD MUST KNOW THAT THIS WARRANT OF ARREST IS FAKE!       The Police is using this FAKE WARRANTY to cover up for their foiled attempt to abduct Promise Mkwananzi.       It is sad how the police have been reduced to be ZANUPF thugs who commit acts of political violence against members of CCCZimbabwe.   BE THE RESISTANCE!   NB: THIS WARRANTY IS FAKE!   VICTORY IS CERTAIN!They bring cars without number plates to abduct a person in broad day light during a press conference. They are very open about their savage, unlawful tactics. Unoshaya kuti vari kufunga here ? Abduction in broad daylight after the SADC report?       MaCID vavhunduka when they realised the media means public

August 25, 2023

Ndomamiriro Aita Ma Results Aya So Fa Chamisa Aenda Nechimuti Mukomana

Ndo mamiro azvakaita so far kumaMPs   1) Lupane west ๐Ÿ’› 2) Binga North ๐Ÿ’› 3) Binga South ๐Ÿ’› 4) Nkayi South ๐Ÿ’› 5) Tsholotsho North ๐Ÿ’› 6) Norton ๐Ÿ’› TV         7) Marondela central ๐Ÿ’› 8) Kwekwe ๐Ÿ’› 9) Mbizo ๐Ÿ’› 10) Hwange West ๐Ÿ’› 11) Plumtree ๐Ÿ’› 12) Kadoma ๐Ÿ’› 13) St Mary's ๐Ÿ’› 14) Gwanda Central ๐Ÿ’› 15) Mabvuku ๐Ÿ’›         16) Chipinge south๐Ÿ’› 17) Chiredzi Central๐Ÿ’› 18) Mkoba north๐Ÿ’› 19) Gokwe Nembudziya๐Ÿ’› 20) Cowdray Park ๐Ÿ’› 21) Nkayi North๐Ÿ’› 22) Hatcliffe ๐Ÿ’› 23) Mt Pleasant๐Ÿ’› 24) Lupane East๐Ÿ’› 25)Mutare Central ๐Ÿ’›         26) Seke Constituency ๐Ÿ’› 27) Masvingo

August 25, 2023

Mambo Dhuterere Vonzi Vanofambitei Pese Nemukadzi Vakamboona Ana Jp Freeman WinkyD Vachienda Nevakadzi Kuma Show Here

Dhuterere ko anoendepi nemkadzi nhaimi anoimba chii mkadzi uyu chero iro zirume raselmor rinonoitei kuchando makamboona jah prayzah kana freeman vachienda nevakadzi kubasa       haa tibvirei uko vamwe vakatobva vasina kuvhota unoshaya kuti vaimanyirepi๐Ÿ˜mai dhuterere vanga vachingotyora muzura neku airport kwese๐Ÿคฃ         Iyi ndocouple isina kubvira yakambofitana kana half zvako ๐Ÿ‘๐ŸฟMazimba havadi kuona munhu vanodiwa nemrume or mkadzi wake jealous too much

August 25, 2023

Kana Ukaona Zvimba Rural Ichiisa CCC Chamisa So Arikuda Zanupf Wacho Ndiani Zanu Yafa

Haaa wakaona zvimba yakuisa CCC zvashata cz haaa kumusha kwedu munhu wese Anga ari we zanu ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚     KwaZvimba rural Zanu PF yafa uko...Yanga yajaira.CCC ine power kana mazogara.Aah ndokumsha kwanamos vangu uko kwaMurombedzi varamba zvisina basa,Zanu PF yakanga isngadi kunzwa nezve opposition           Our own late sadunhu used to say madya madya tsuro aina homwe eat and keep your vote as a secret to avoid noiseAah ndokumsha kwanamos vangu uko kwaMurombedzi varamba zvisina basa,Zanu PF yakanga isngadi kunzwa nezve opposition

August 25, 2023

Mai Mazowe Voti Ketina Ndoisa Here Mwana Wangu MuBin Kiki Nekuti Akaremara Izvi Zvashungurudza Murandakadzi

Mai Mazowe Said "Nhai madzimai ndoisa here Kiki mubin arimupenyu nekuti iDownsyndrome?     Ndipindureiwo ipapo...Handina kukumbira chirema kunaMwari mufunge.CHIPO chamMwari Kiki uyu kani!! Ndouraya here chinofema veduwee ?...So sorry vakoma mmmmm… ndabatikana I feel your pain shame she’s a blessing mufunge don’t let anyone make you have such thoughts ๐Ÿ’ญ         Zvakaoma hazvo sorry once again โค๏ธ๐Ÿ™๐ŸพBlock vanhu vanotaura anything bad about Kiki. Kusaziva kufa chaiko. Kiki is better than whoever said anything bad coz munhu iyeye kana food mumba pamwe haatorina but Kiki will not lack anything. So move on delete message, block and ignore.       Kiki is a reason why you have my fol

August 24, 2023

Maitt Onzi Munhu Angaasingahone Kana Kutsvaira Pa 2 Months Wakutogadzira Mabag Wafunga Kuda Kubiira Futi Banhu Mari Urimujeri 60usd Rinouya Neibag Redhoiri

In such a short space of time munhu anga asingagone kana kutsvaira mumba has learned a craft like handbag making. Also plz asnyora nenchirungu bcoz majority of cat family won't understand shem......ko kungoti I am selling bags chete......nhema dzekuti I made them, ku chikurubi kune ma.       long drop toilets...how??Ako karikujeri kafunga futi mamwe madhiri ekunyeba.Hapana kana chakarikumbosona mabag aya haasi ake .Katotumawo Wasu kunohoda munhu wacho haasati atobhadharwa asi karikuda kunzwirwa tsitsi kuti kasvuuka maoko kusona mabag kega.         Hakafe kakachinja aka.Sei kasingagone kutaura chokwadi nhai imi?.People will still buy the bags without all the lies nekuganza kusina basa.Anogonyepa kuti zvinomupei? Chero akanyep

August 24, 2023

Ketina Otuka Mai Mazowe Ndichakutuka 366days Ndichavharisa Chicompany Chako Chema COS Unonyepera Vanhu Kuti Unovaunza UK Uchida Kuvashandisa Senzeni

Funga zvawafunga vakabhowekana unfollow button riripo     Mai Ava came between me and my sister till today we are struggling to fix back that relationship ende makuhwa acho vainyepa futi       Vakambotaurazve makuhwa nezvemawigi angu ikozvino vavekunditaura Kwana Mazepe Saka ndikoko! Vane demon remakuhwa manje neni tinopedzerana basa rekupromiser masocialites ese cos nekuda kuvaseenzesa hee ndine compony iripiko munoswerawo kumatuzvi wani? Chembere yachena choya ichibvunzwa makuhwa everyday ndakakuudza kuti siyana neni Senzeni.       366 days takayendaWakuda kuti tiluze focus nezvema election kaaa chimbotisiya wangu tine mabp edu nezvirikuitika kunyika yedu     Vapedzere zvako. I am with you on that

August 24, 2023

Jackie Ngarande Oti Mayouth Tinenge Tisisachachive Mhombwe Pfambi Dzazanupf Takuitawo Sa First Lady Vedu Vanhu Vese Mafrontol Wig Atichatenga Nemari Dzedu Not Dzemadhara

Tichange takuiswawo mafull frontal akanaka saFirst lady vedu so , nesuwo tese we will afford tisingachive mhombwe dzemamwe mapato akatipoteredza dzinorukwa everyday dzichipoza nekuti vhairira isu tichishaya mari yekurukwa free hand or mabraids e$1 ๐Ÿคฃ     First Lady ๐Ÿ™๐Ÿพ๐Ÿ™๐Ÿพ๐Ÿ‹๐Ÿ‹๐Ÿ‹๐Ÿ‹๐Ÿ‹Hahahah Hoyoooooo๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ.Kwazvooo full frontal dzakaiswa professionally neSkin dzino glower dzakanwa mvura ๐Ÿฅฐ๐Ÿฅ‚๐Ÿฅ‚. #ccc let’s gooo       Shuwa kuruka sangita ,Avis ne expression ,pomade ye $15 usd necarrot vamwe ukatarisa kudai everyday new hair ,front vanoleyiwa vhudzi a day aday ,       Mwari baba tioneiwo tanzwa nekuruka mabox braids nefreehand๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐ŸคฃKana wavhota tione kagunwe kako m

August 24, 2023

Madamboss Vopandukirwa NeMafans Utoriwo Pfambi YeZanupf Mushure Mekunge Vavekungotuka Comment Section

Iwe madam boss utori zvako hure rema zanu pf hatinei ne vote yako isu vote yako inobatsiridza mbavha kuti dziwane zvee 5 yrs vachingoba     Madam boss reply "Victor Kambeni ne pfungwa dzako idzodzo ndiwe ukutadzisa Nyika kufamba,ino famba sei ine varume vanenge Iwe vanotaura zvinyadzi      I think ndiwe uya akanyorwa pa Blair toilet kuti varumeKana wavhota tione kagunwe kako mu comment section .!!!!!

247 248 249 250 251