Tuesday, April 29

News News

August 29, 2023

Southafrican President Otora Back Congratulations Take Yaakaita Dambudzo Nyika Yake Yoxviramba Hatichada Kusekerera Zimbabweans Even Ma Ambassadors Avo And Embassy Ngazvibude Munyika Medu Pashata

Pressure yadirwa mu South Africa kuti government ye South Africa isafambidzane ne government ya Dambudzo yakabirira ma Election.       Be hopeful Ma Zimbabweans zviri kufamba. Hatiite dzimwe 5 years ne Zanu PG!

August 29, 2023

Dj Tawaz Namabrijo Ochema Ndakaitiswa Ne Zanupf Kana Kunditawo Thank You Zvayo Asi Vopa Vamwe Mota

STUNNER ZIM "If I don’t see a public thank you for Dj Towers then haaaaa hakuna mabasa zveshuwa. Pihwawo mota mfanami ndiwe wekashanda Pa fair chaipo .       Mabrijo said "Neniwo ndri kuda benz Veduweee 😭😭😭😭😭Kkkkk mudhara chokwadiii chenyu ichi chine chokwadiii mukati chakanyanyisa vasazokanganwawo vana       Baba moto zvisazoperera kumupunga cheteAvo tawaz ne beb ravo vaishandisirwa kukwira ndege nekutengerwa hembe havasi chinhu ku musangano

August 29, 2023

Olinda Iti Tytan Ingochani Ndakamusvikira Akarara Nemumwe Murume Zvinotyisa Zvinoshamisa

The truth 🙌 you just wanna go back to your ex all this noise 😒 it's a drama wagara uchida Stuner, saka toyita seyi nayi nema wure hands off Titan...       African's we use our 🌿 🌿Chakafukidza dzimba matenga Ba Nandi caught in bed neumwe munhurume ( ndakamufonera on video and he was in bed with a man )       Mai Nandi speaks out ,,,,,Newewoo Rue watozvibvuma. Orinda na stunner vakatanga madays aaenda kunokamurwa nyama gore riye. Muchato akaitira kuda kuwachisa felly           hake bt ange asisade zva TitusThe truth 🙌 you just wanna go back to your ex all this noise 😒 it's a drama wagara uchida Stuner, saka toyita seyi nayi nema wure hands off Titan...African's w

August 27, 2023

Makhadzi Otuka WinkyD Ominvisa Pastage KuUk Oti Who Is He I Know Jahprayzer Haupenge Nakhadzi Iwewe

Apa makhadzi ari kutuka winky dee na manager wake hanzi who is winky dee we no jah prayzer only .hanzi ndabviswa pastage cause of winky dee..tamuti chimbomira we are mourning ..       Anopenga ngamboimba nana casper nyovest nana malinga uko tangoti nanga nezim artists seikoShe doesn’t know that Winky D is the best thing we have senyika. Anongoti kunyangara seimba Ye mapangoHaazviziye kuti winky d ndibaba veZimbabwe anorara atonhorerwa ayii😂😂 titori nestress dzedu

August 27, 2023

Zimbabweans Telling President Chamisa Nyika Haitongwe Ne Bhaibheri NaCitizens Ajamuka Haachada Zvabuda Musarudzo

Nyika haigwiwi nema bible verses inoda pfuti tarisai muone pavanga vachipa speech sure umwe munhu angauya achivhiringa asi pane security haa mhani dzimwe 5 yrs dzokutaura woga       Zvakaoma asi zec ngaisatidaro so🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️ SATAN PAAGERE NXAAAA Emmerson Mnangagwa - 2350711 Which is 52.6% Nelson Chamisa - 1967343 which is 44%Asi if the difference is 383, 368 why the percentage is so different,.... Jus curious 💔💔Saka kana vanhu vakawanda vasikufara nezvabuda musarudzo,,       i wonder kt akavotera tsepete tsepete wacho ndivanaani🤔🤔🤔Izvi hazvisikuda Mwari zvirikuda isu vanhu timire chaiko let’s fightShame zvakaoma Mwari we UK American S

August 27, 2023

Wasu Morepower Oti Mildred Mbuya Irikuda Kusvodza Isisachaende Kumwedzi Siyana NaMaitt Vatengese Mabag Avo Unofona Kuchikurubhi Kuti Zviite Sei

Asi mbuya Midi varikudya vachiguta iye achiswerotaswa semadhongi. Kupemha mari nenhava dzevamwe.Uchenjere kurara nebhutsu iwe ngochani ukada kudherera tete Mildred. Ndosaka uchifongoreswa nevamwe varume, duzvi.😂😂😂          Patukwa mbuya 🧓 Midhi apa 🤞Tete Midhi is much better than him asir kuziva kt mrume kuda kuzvita mukadz nxaaaaKotosvodza iwe confused gender,tirikumboita zvenyika don't confuse us

August 27, 2023

Zimbabweans In South Africa Majoki Ezanupf Uyo Anonzi Faffy Maunga Hauna Kana Bepa Mujoni Asi Urikupemberera Ngozi

Mukangoziva kuti Faffy haana mapepa muSA ngakagare kuZim…plus mari yegaro hakanaAIDS yakamupinda mumusoro kanjapisi     Fadzai Maunganidze lemme tell u something skinny ,,, unofunga wakangwara hako nekuti wakapihwa kamukomana ke Zanu na panganai nekamari nema frontal wigs uchisvotesa       mamwe ma youths but one day is one day,,, ask vana sis jacky vakasvipwa ne mhinzwa ye fish,,, fara hako ma two minutes bashing people but kamweya kako kehu jezebel kachaperaKanoti         kuonda kunge skin tight yemanyoka🙄Kabenzi aka,ndaimuda sei.Chii chinofadza pakusuffer kweruzhinji,chero mukati ichoice yake.Zvaari kuCapetown ikoko handi kutotiza nhamo muno.

August 27, 2023

Public Figure Madamboss Votukwa Nemafans Hauna Moyo Iwe Urikutoganzira Vanhu Wadii Wanyarara Zvepolitics Zvacho Vanhu Mabasa Aunoti Endai Arikupi Hustle Kudii

Haiwawo anopenga tikarega kuona mapost Ake tofa Hustling kudiii vana vaka graduater need proper jobs kwete kusimbisana nhemaMadam boss ane problem haasi kuwona vamwe vari kunyaradzana nemhuri ye Zimbabwe but iye everytime anoda kuita zvinhu zviri opposite even joy wandisinga fariri ari kuzama kunyaradzana nevamwe iye anoda kungoita       I don't care it doesn't change anything haatombo fungi ma feelings ema fans ake yi type iya yokuti as long zvakamunakira achidya achiguta haneyi nazvo anofunga vese variku chema nevana ve Zimbabwe havana chekudya but vanoziva kuti kune vane problem yakadarika yavo nxaaaHaasiye akaverenga maVotes but as a         public figure learn to shut up if u can't sympathize with the peopleInga

August 27, 2023

Madamboss I'm Blocking Vanhu Mungada Kupedzera Bitterness Pandiri Handisi Ini Ndakaverenga MaElections Isu Takutoita Zvebasa Mukai Mushande Uko

Va bloka neni mukunzwa sei see you ku instagram  Mungade kupedzera bitterness pandiri        Ndadiii zvangu ndini ndinoverenga ma results here ini ?? Ndini ndinovhotesa vanhu here ini ???       Most people varikupopota ndimi mune number yaifanira kuwedzera pa number iyoyo nhaika    Saka woke up and hustle for mhuri yako idye pashoma ipapo pawabudira ziya          Than kuuya uchituka madamboss as of uchawana firiji yakazara zvitaka zvehuku,as if uchawana mari ye feez yevana yakazara Muchikwana  As if etc        It’s time to work and hustle ngoma ndiyo ndiyo Madamboss havachinje nyika,havachinje nhamo irimumba mako&nb

August 27, 2023

Zimbabweans Said Dambudzo Is Not President WeZimbabwe But We Zanupf Who Voted For Him Hatichada Zvasiyana Nekudhara Pamaiita Zvamunoda Nema Citizens

Point of correction mkoma Hopewell Chin'ono he is president of ZANU PF Party not Zimbabwe as of now we don't have a president we elected our own we waiting for his inauguration     Attitudes are shifting, they think it's the old days where they would do whatever they want and the public would just roll over, the citizens are starting to push back💪🏾That only happens to a government which has individuals who are more powerful than the government itself.So by protecting their powers       they even sacrifice the government relationship with other governments in the region and internationally.But the time shall come when the government will release itself from those who are currently capturing it.

245 246 247 248 249