Saturday, February 01

News News

June 08, 2023

Mwana Uyu Anodyiwa Naniko Ndoma Celebrity Manyama Aya No Drama No Noise

Mwana uyu anodyiwa nani ko pa tonaz..mazuva ano Ave ku glower wena

June 08, 2023

Chichi Bosslady Onzi Gara Pasi Haugone Kupfeka Wakakundwa Kunakaa Na Natalie Zvimashamwari Zvekumama Sure Isu Toti We Stand With Chichi Natalie Ndiye Akatanga Nyoka

Chichi wakakundwa kunaka naNatalie plus hauna mari senge yaNatalie gara pasi ndosaka uchipfeka chiskirt chemapleates chakashata chisina kana kutombokufita.Kopa manotes kubva kunaNatie.Wasvotwa kuti life yake yakufaya iwe zvimasauti zvako hapana achatenga

June 08, 2023

Stunner X Wife Dyon Onzi Kashop Kako Kanenge Kamatchbox Mune Mafuta 10 Stock Haidarike Kana 30 Dhorazi Saka Chiweti Chirikusha Cozy Hamungabude Mari Yaurikuita Imomo

Dhiyoni iwewe nezuro ndakadarika nepakashop kako kanenge kabox room kawakabva kuvhura musi uno kanotengesa mafuta.Mukashop umu magaba acho anga arimo ndamaverenga anga asingadarike kana 10 plus mamune tuma purse ndofunga 3 netuma T shirt twakangosauka sauka.Stock iyi ndaona kuti profit yacho haidarike kana 30dhoraz asi mazuva ano uri kuswera mundege uchidya nyika rutivi uchishaina nemabhanduru emari.Saka mari yacho urikuiwanepi??

June 08, 2023

Sure Kufambira Kuenda Nigeria Konotora Mapic Nana Tonto Dikeh Tyra Zvinhu Zvese Zva Madamboss Boss Zvinogumira Panzira Movie Yakazodi

😂😂🤣🤣vanenge vafambira mapicture chete ku Nigeria ukoMovie yakazodiiko nhaivanhuwee zvinhu zvacho zvese zvinongogumira panzira

June 08, 2023

Holyten Baby Mama Okumbira Vanhu Kuti Vasamuseke Kuti Akamitiswa Neceleb Ave Kutorwara Iwe Holy Chengeta Mhuri Uko

Holyten's baby mama anokumbira vanhu kuti vasarambe vachimuseka kuti akamitiswa neceleb. Avw kurwara ne post natal depression and feels lonely😞

June 08, 2023

Tamirira Ma V11 Ekuuraiwa Kwe Vanhu And Souljah love Ketty Tirikuda Humbowo Vanhu Vasungwe

Vaite vachiburitsa mav11 vanhi vasungwe especially yasouljah luv takatomirira tinzwe kuti akaita wemonya pahuro or wekubaya nebangaMunhu akafa proof iripi ko zvasouljah luv, na pilot Ketty, tinashe nasamaz kwanayi zvinyaya zvisina kana maturo zvesekisi zvenhema akuna kana nyaya zibatista kusakwana kutoitawo voice reguhwa

June 08, 2023

Maitt Unotorerei Vanhu Videos Panguva Yebonde Wozova Blackmail And Kuvhundutsira Uchiti Unozciburitsa Uchida Mari Utori Scammer

Ko unotorerei mavid panguva yebota uchiitira kuzovhundusira vanhu uchivati ndine vid yako kuti upiwe mari kuda zvemahara kasimbe kemunhu

June 08, 2023

Tinashe Maphosa Waisa Nyoro Kuna Maitt Your Mission failed Waimuda Feli Urikungofurirwa Na Ketty And Samaz Dai Musina Kuramba Waiuya Here Uchitaura Zvekuuraya Munhu

Tinashe waisa nyoro Mura that showed you love her or else same same. We know this mission is planned by you 3, Tinashe, Ketty and Loveness who wants to excute and bury 🤣🤣🤣Tinashe maphosa dai kuri kuti hauna kurambana nakamchacha waizvitaura here izvi guys tete midhi natinashe vanoda kuiswa pacorner vataure nyaya yavo tete midhi zviya zvamaiti ndofa nazvo takuzvida manje pane masecrets ari deep apa

June 08, 2023

Kana Tazonzwa Ma Marecordings Atete Mildred And Maitt Vachironga Kuuraya Munhu Tozobvuma Nyaya Iyi

Kana ndazonzwa hangu marecordings atete Middy and amaiTT vachitaura zvekuuraya munhu that's when ndichabuda muhari coz Tinashe haana proof kutongowawata ari pa3way call naKetty na Samaz vagara vakavenga Mai TT ari kutongowedzera hake sault coz mataurire aTinashe ndeemunhu vakarambana vachiri kudanana coz of pride plus zvikwereti zvakazoitika. How can u marry munhu waunoziva kuti akafushira munhu and also Tinashe aive achida Felly coz pane imwe audio Ketty azoikata ave kuudza Ketty kuti Mai TT anodika plus iwe neni taitomuda zvekudaro ndochokwadi but Ketty akurumidza kukata kuratidza kuti vese vakarwadziwa that's why vachitaura kwavasina kuswera. #FellyAnodikaSakaMuhariHandibudeZvekumhanya

June 08, 2023

Bishop We Revival Apostolic Mukadoma Aputsa Dzimba Dzevana Vesangano Achivakwira Vese Munhu WaMwari Chiiko

Ndi bishop we revival apstolic mukadoma aputsa dzimba dzevana vesangano achirara navo izvezvi arikupengesana nerimwe hure raka ramba murume anonzi mai makwenzi anoshanda pa back page pa cartin anoshandisa vana vesangano achichengetwa navo church yakazara nema singles vese vaanoti ihanzvadzi dzake muchurch imomo anorara navo apa akamitisa mwana wemunin'ina wekadzi wake ari under age anonzi portia muduuri

243 244 245 246 247