@everyone Maswera hamadzangu nedzino dzimba moyo kaidzi nhai weduwee .chiko nhai Tino wenyu uyu chakadaro ichocho kufira kakadzi karikuda kuno Bata madhodhin uk .muno mutori nevasikana vari kushaya anorora iwe busy kuzvi sungirira .my condolences to the family ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ.
Nhumbu inehuyanga iyi. Haungamboti iceleb. Kokunyatsopfeka usati wabaya camera
,.Sekuru gudo haagare pamba inga Tyra anogara achi complainer Wani anotovatyira hutano hwavo because vanogona kutoita 2 days vasipo pamba
Kwanzi baba na mai Ndudzo vanova Tallyn we Gaka tv parents vakavhara munhu mari ye cos๐๐๐๐Kana otukwa vanhu vomuita saint munotamba nemunhu aikurura ring pazvitunha dzezvichembere zve varungu imbavha busy kutuka Mai Fifi humbavha munyudzu same fanana iyo firita Felly senani ๐คฃ๐คฃ๐คฃ
Zvakaoma kuita murume anokoira zvinoonekwa nenyika yese mabishu anoshaya zororo kkkkkkkkBaba Harare vakazviwanira apa ,ahhhhh musikana akashaya apa ,she deserve better than that.Sando kuna Ketty akatipa jist rekukwirana kwaBaba Harare naTariro...Papink apo zvirikubuda so sweet๐ฅ๐ฅ๐ฅ
Suweji iri kungoyerera pose-pose, kusanganisira pedyo nedzimba, kuChitungwiza izvo zvinogona kukonzera kupararira kwakanyanya kwecholera zvichitevera kunyuka kwakaita chirwere ichi kunzvimbo zhinji dzenyika
Zvaikozvino ava ndovari kuremera mastreets ๐ฏ Vakaona mumwe mukadzi aposta pasi pachicorner paanorara & she thought hmm apa pakutoda bed apa, then ndobva vaenda kutonobhadhara bed iye neheadboard straight away! Kutombokanganwa kuti kune chinonzi budget, vakamhanya kunotengera umwe mukadzi bed! Hazvingowanikwi wanikwi izvi.Tajaira vakadzi vanoseka vamwe vakadzi mukushaya nekuomerwa kwavo not vakadzi vanomhanya kunotenga mubhedha vakaona mumwe mukadzi achirara pasi๐ข๐ข Sando dzenyu Mai Dheko and dai Mwari vawedzera pamakatapudza. Zvaikozvino chimuti ndimi munacho. Much respect๐ฏ๐ฏ๐ฏ Thank You kechi2 Aunt Joyie Zimba ๐๐๐
Tatelicious dzangova nharo wapera.Kubva pawakabva kumachoni hausisna kaThat.Zvinakidza uchitaura nembwa dzako muchidya mufull chicken uchishainira vanhu nefridge iya yemagodo๐๐๐
Pfungwa dzekutora mhofu dzisati dzabata
Iwe Majuzi wanga wapedza kuchema mukadzi zvenguvai??? Haana kana week afirwa nemukadzi anga akutotsika jaivhi ku borrowdale race Cos uko.kuita kutamba kunge asina kufirwa