Saturday, February 01

News News

June 05, 2023

Vakadzi Veku Zimbabwe Hamugeze Dai Mambodzidza From Mbinga Dzedu Idzi Roora Rekwa Zodwa

Vakadzi vekuzim.hamugeze .dai mambodzidza kugeza kubva kune pmbinga dzedu idzi nekupfeka chaiko nekutsvaga mari .but imbotangai mambogeza first 

June 05, 2023

Mai Makandiwa Votukwa Kuti Vaienda Kupi Vasina Dress 👗 Code YeKuLobola

Vanga vachaendereiko vasina dresa code mai venyuMy blessing and those of my kids must come from God and my parents. When my mufundisi is invited he’s the spiritual representative of my Heavenly Father. Uyu anoendawo kuvatendi vake. Hatingohakire.

June 05, 2023

Muchato Wanetsa Pa Town Wemwana WaGinimbi And Zodwa Why Nelia Asina Kusheedzwawo Inga Anenari Yemushakabvu Wani

Kumuchato kwayive kwevanhu vane mazangalewa kwete vane tugar* tunenge kuseri kwe teaspoon 😉Yes. Aroorwa nemu naija.  But Nelia kana kuonekerawo nhai. Why she dumped na Zozo?

June 05, 2023

Garo Raketty Rararamba Chipo The Trouble Causer Mafuta Ako Haasi Kushanda Pana Ketty Why

Chipo the trouble causer mafuta ako haasi kushanda Paradzai MasomeraMafuta anoshanda asi kti uyu Ganda rake chikumbaPakadai moramba kuti guru riya handirake imi 🤣🤣🤣🤣nderake paradzai uyu

June 05, 2023

Maitt Kunyepera Kuzvishingisa Une Bp Doing Skit Reguru Mocking Ketty Vati Vavhura Bhero Reguru Chokwadi Ketty Anorira Kusvika Pakuti Uite Skit Yaaa

Ketty akuremera sure kusvika pakugadzira skitNdozvaachafira nebp izvozvo zvekuda kunyebera kusimba deep dwn ari marwadzoPlease support. Vavhura bhero remaguru uko.   Go Mura Go 💪💪💪 

June 05, 2023

Chikorobho Guru King Obina X YaFeli Rave Gucci Vanhu Voti Tione Paunorara First Negudza

Chikorobho chave Gucci. Rich Obina 🔥Toda kuona paarikurara mazuvano nemachira akarikupfuka tozo commenter

June 05, 2023

Olinda Chapel Munamatireiwo Arikuti Akachinjirwa Mapiritsi Haasi Kunzwa Mushe Arikurwara

Ari kuti akachinjirwa ma Arv zvino ari kumuonesa zvinhuHavasi kunzwa mushe

June 05, 2023

Lorain Guyo Onzi Sitana Nekuda Soft life Kuma Spar Hauna Zera Nako Tumari Twemagumbeze Tunopera Chisikana Dzikamawozve

Iiiiiii Lolo kumaSpa hauna zera nako kasika kudzokera kumba plz ndapota. Tumagumbeze twaunotengesa hatuiti kana profit inodarika dhora pagudza saka mari waiwanepi yekuenda kuSpa kwaTanya kunodhura kudaro??Tanya pliz udza kamunhu aka kaende kumba zvichakanaka hakana kana nestand yese uchikaona ipapa basa kungowesta mari..Hakuna roja rinoenda kuSpa hazviiti ,unoenjoya sei spa yacho iwe uchiziva uri roja? Apa kuzopoza kari pasofa kachisura ipapo misuri yehuroja zvimwe zvinhu itaiwo muchinyara ..Wega munhu hana inofanirwa kurova wapinda nzvimbo dzakadai uri roja.Sevha mari Lolo uise kustand

June 05, 2023

Jahsignal Muimbi Otora Mukombe Wekusvetuka Trouse Rake Rakazobvaruka Pane Vanhu Vakaona Mabhora

Jahsignal Steli stonking muimbi Otara Mukombe Wekusvetuka aiwa anombo Tryeer Zvake Mukomana.Mapromoter Ndovanhu Vamunofanira Kusheedza kuma Show Ava

June 05, 2023

Fans Voti Pokello Imimba Futi Here Or Chimimba Mutekwe Jojo Tank Haana Kupfeka Coset

Pokello imimba futi here or akanganwa kupfeka chekudzora dumbu chiya. Kana riri jojo tank ummmm andichade kupihwa pressure.

246 247 248 249 250