Saturday, February 01

News News

June 09, 2023

Zimbabwe Yose Yoti Zveguhwa Zvinoda Tatelicious Ketty Ungati Dzakudambuka Homwe Ihomwe

Zveguhwa zvinongoda tatelicious auya hake nespeaker remakuhwa, zvino ketty ayi no man ungati dzinenge dzakudambuka zvinoitwa face zvacho ungati anorova mutoriro

June 09, 2023

Selmor Mtukudzi Oti Hazvina Basa Musikana Webasa Akapinda Mubedroom Kuwaridza Mubed Kana Achingoda Kudanana Nemurume Hazvimutadzisse

Musikana webasa anofanira ku cleaner Main bedroom here nekuwaridza bed?Saka murikuti kana musikana akasapinda muBedroom anotadza kudanana naDaddy here?🤣 Chingotaurai kuti hamudi kubatirwa tumishonga twenyu twamunenge makaviga pasi pemubhedha🤭😅

June 09, 2023

Uyu Wamunoti Enchantress Musikana Wemagaro Eplastic Ane Masare Problem Anosvirisa Vanhu Vemasahwira Izvezvi Anetsana Futi Na Kikky Badaas The Queen

Uyu musikana wemagara eplastic ane dambudziko chairo…Welldone Kikky siyana nemhandu iyo

June 09, 2023

Seh Calaz Votukwa Nemafans Uchafira Kumbare Uchitambura Mazi Rasta Mushure Mekunge Ati Part Yandinoenda Hainei Nemi Sezvo zmuchiti Handina Basa Ndapera

Uchafira kumbare mazirasta.....Saka zvekuti musatj makutonga zvapindira papi ….zvautori datya nhaiwe1/2 Kwandinoenda sesvosve zvangu kungatadzisa kufamba kwenzou here?Handiti hatina basa here tingori zvivapfanha zvekumbare .problem yure focusing on zvinhu zvirizvo,ure loosing vanhu in the process,Hee lets not listen to his music,lets unfollow,lets boycott his shows,atova muvengi wenyu ,makumushora,muchimutsoma ,kutukirira ! where is the Freedom?Iripi Democracy? Now ure not in Power yet asi munoda kutoshaisa vanhu mufaro ko mukazonzi ndimi makutonga munotozoita zvakatopfura apa ka.Yes i went to the rally neKambucha kangu,thats their campaign strategy,imimi whats plan? is it kuswero mhanyisana nevaiva ku rally ?kana kuti nguva iyoyo muite zvenyuwo.   New#tag#KWARWARIWA K

June 09, 2023

Seh Calaz Wainyepera Senge Usingade Zanupf Uchituka Sauro Nhasi Wakupembedza Dzikama Iwe Chii Chaunodzidzisa Vanhu NezveZanu

Waiita kunge uri Gud fighting kuti Sauro wat wat bt waitodawo attention ku musangano tokuzivai mukuru hunhu hwenyu bt itai zvinokuitirai musave guilty we all knw zvauri since kare    #sellout1/3 Calz said  "Politics is a game of numbers,ure spending more time attacking vanhu nekuvatyisa than kuvatendeutsa educating them.My mother was a politician big time ndakakura ndichiona vanhu vaiuya kumba ,vachiudzwa zvakanakira musangano, ma advantages,ma benefits,kwakabva musangano nekwauri kuenda ,encouraging vanasikana,vakomana,amai,baba, sekuru,mbuya ,munhu wese vamwe vachitovafambira ,mudzimba ,vainzi vakapanduka vaitovanyengerera vadzoke ,Involving them vachivaisa muma structures emusangano,vasina ma birth ma id vachibatsirwa kutora why ?Because every vote counts.Po

June 09, 2023

Zimbabwe Presidential Candidates Vamwe Vane Mashavi Ekupedza Time And Resources Kasukuwere Is There To Distract People

Vamwe vane mashavi ekupedza time and resources .I can only see two candidates.the rest is dramaKasukuwere I think his coming juss to distract some of Zanu pf supporters ,don't arikuitira zvekuti awane chimuti

June 09, 2023

Chichi Waiunza Natalie Mumba Mako Aseduce Murume Wako Vamwe Ndevekutammba Navo Kuroad Atete

Asi pachokwadi chaipo ini ndaishaya kuti ChiChi ungaunza Natalie mumba ma Asi pachokwadi chaipo ini ndaishaya kuti ChiChi ungaunza Natalie mumba mako  She had a mission obvious she seduced your husband chete

June 09, 2023

Kutorerwa Pokello As Second Wife life Is Unfair Uyo Ndiye Mukadzi Wa Ed Junior Aripamuchato Ndiye Muroora Wenyika

Regai ndikuudzei zvese. Munhu uyu was a one night stand gone wrong. Pokello tricked ED Jnr and got herself pregnant knowingly akaudza Jnr kuti akabaiwa depo, pakabata mimba it was decided kuti babvise roora nekuti aMai Pokello vakanga vaku blackmail everyday. So mari habviswakuitira kuti zvisashorese first family. Ndicharamba ndichiuya neinfo munatso ziva everything.Kutorerwa pokello sa 2nd wife , life is unfair kkkkkkkk

June 08, 2023

Chichi Bosslady Oudza NataliecWakauya Ku South Africa Nebus Konoita Skit ReRange Rover Usatyisidzire Vanhu Nekuti Unokwirwa Nema Politicians

KoRange Rover Yaive Skit Content Inga Zvakaoma Muchazvirega Zvekupiwa Pressure Nevanhu Vepa Social Media.chichi have spoken

June 08, 2023

Mudiwa Hood Oramba Muchato Wake Mushure Mekunge Invitation Card Ratenderedzwa Ne Girlfriend Yakee

Attention ‼️    Guys this is Not true… and i am single, what more a whole wedding happening 😂 it may be jokes but i think pane pekugumira… My mom sent me asking me why I didn’t invite her…😔   Munodarirei my mom guys… I do not enjoy these types of jokes dat stretches to making a wedding card…

242 243 244 245 246