Wednesday, April 30

News News

August 08, 2023

Kupinda Kwakaita Madamboss Pakati Pa Lorain Na Makhadzi Hushamwari Hwevawiri Ava Wakabva Waparara Vamwe Voti Lorain Akange Atorera Umwe Chikomba

But Lorraine Guyo what really happened to you and Makhadzi?.Friendship yenyu yaidadisa chose .Chii chakanyatsoitika?. Senyika you owe us an explanation.Hanzi kwayi akadanana ne boyfriend ya makhadzi her kudi kudii wee apa makhadzi asingazvizivi hanzi makhadzi akavhunza sisi vedu Lolo hanzi vakati ndanga ndichazokuudzayi besty hanzi apa vedu sisi Lolo vanga vasingazive kut boyfriend Yamakhadzi ndoreva master kg🙄🙄🙄   Rorini is a threat to makhadzi nekuti akati nakei kwaizonyanya kutariswa iye instead of khadzinatorPakangosvika tyra zvakabva zvadhakwaSiyanai namai Dzabu...saka munhu akatamba nemunhu wawaimbotamba naye ,,ndiye afurira here. Imi shamwari dzenyu dzamaitamba nadzo muchirikutaudzana here. kwanai,,,Love you Madam Boss❤️❤️❤️

August 08, 2023

Zimbabwean Men In SouthAfrica Vochema Chokwadi Vakadzi Vekumusha Kupa Ma Cooler Nema India Bota Isu Tichifa Nekubonyora

Vakadzi denga muchaita rokugoogler shuwa mungaita basa rokupa makula bota isu vana vokumusha kwenyu tine nzara Regai vana Rajesh vadye ngeliver hauzoshaye zvima noddles nezvifish zvake exiperManje kana varima Indians ,vanorovesa sodoma& Gommora,ini zwangu mamwe marudzi ndakatadza, takatosiyana,tsika dzedu, magariro, mabeliefs, culture.chikafu, religionUnovapa chisewo here iwe?   Hanzvadzi dzedu dzikutoponeswa nana chimwene mutuma spaza itwu, zvinouyu akange nane abviroenda hake kuna boss pada angawanewo, twimazimba nge kokokora. 😉😉😉Ini handiiti vanhu vanonhuwa garlic vanombouya pabasa pangu akashandisa toilet chete room yese yosara ichinhuwa garlic

August 08, 2023

Why In Zimbabwe We See Marriage As An Archivement Ruvheneko Onzi Zvaatochembera Asina Kuroorwa

Basa murikungoenda kumarora day evamwe every month.Koiwe unororwa rinhi nhai Ruveneko??  Nekunaka kwese uko ukushaya anorora here ,nhaiwe usabva wanyanyodzirwa kunge kateenager nguva yafamba  Ende wakanaka shame ❤️❤️❤️❤️Kuroorwa hakusi kwemunhu wese tiri kudzungaira mumaStreets of Zimbabwe umu kwaaaa😂😂😂 This is bad veduwee Ruvheneko was married akarambana nemurume and lost her twins give her a break...Welcome to Zimbabwe where marriage is an achievement and if you ain't married you are a society laughing and bashing stock .....#sadnationMusatuke munhu ne situation yaari. What if she has no control over it? Ochizvibvisira roora racho here? hanzi seka urema wafa. pazvichazoitika kumwana wako urangarire mashoko ako munyori

August 06, 2023

Mafans Evatatu Ava Vanomira Navo Kusvika Muguva Especially Va WinkyD And Maitt Ungati Hadzimo

Mai Tt vaba mari dzemaround-  Feli fans: vanhu vacho vaivapirei mari she is innocent   Madam Boss ane sextape- Tyra fans: hatinei nazvo nyangwe mukauya yakanyura haasiriye.   Gaffa aridza 1hour chete-  Gaffa fans: nyangwe akaridza 30seconds hatinei nazvo gaffa igaffa.   🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌Vanhu ava vakaromba chete.Hakuna vanhu vane defense force inodarika ava huye bodo.Kana wafunga hondo navo wotosunga dzisimbe 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌Ini madam Boss naBigmam chero mukavati vakandiisa muhari handimbosvotwiGafa igaffa boyyyzzz chero akasura pa stage obva aenda hatitimbovhare mhino, totoshama tichichimedza tchiti ngoma rakaipaMai titi vabvisei cuz njuga dzakavaremera vaakumasero 😢😢 dei ma fans aivamirira she wouldn'

August 06, 2023

Zanupf Tino Machakaire Endorsing Rapist Munhu Anobata Vana Chibharo Chokwadi Ndomashura Aya Nekuti Akati Ed Huchi Atiburitsa Mujeri

😷True reflection of what the party stands for😷😷😷😷Uyu wekubata vana chibharo Zim leadership will make you sick to the stomach🤬🤬🤬🤬🤬🤬 Ndivo vatungamiriri vedu zvavanoita pamberi peedu so tinoti tirikuendepi ne zvakadai sure sureGore rino vanhu varikuBleswa nekutumidza vanhu mazita shuwa last month dzabu ,this month ed huchi ,regai nditotumidzewo CCC, hakuna chinomisa Chamisa Kuti ave president weduKana usati vambotadza tora imbwe uteme mukadzi ainge apomba asi hanzi pakashaikwa shoko rinodaro tese tinotadza iye akanamata kuna Mwari akayeukwa zvibvunze kuty vakangi vanofamba nevanhu vane mari kana iye mutunga mirirri ve nyika asanga navangani vama situations akasiyanasiyana asi iye jesu anoita minana kana ada hake korokotedzai vaitirwa Nyasha kwete kuvana

August 06, 2023

NGOCHANI Inomirira Zimbabwe Yese Mwana Wa Locadia And Tsvangirai Senyika Todada Naye Not Team Rimwe Iiro

Transgender manyamaNdikubzwei futi muchiti Nigeria has bobrisky … Zimbabwe has swagger is tina representative kudai lolpane this thing yekulifter macheekbones and maziso even the mum it doesnt sit well with me kamwe ka evil feeling so ameno guys   Zvinoita sevarpi or mavampire zvingori satanic shuwaKO swaga nhai imiKaren Mandaza kaya kakono ketsambara futa kaye😂😂😂

August 06, 2023

Maitt Vanodzoka Aroorwa Morepower Wasu Chine Freedom Haasi Kugara Pasi Mumvunzo Why Vakadzi Veku UK Vasingagone Kupfeka

Wasu chine freedom mazuvano chikuzvinzwa. Kuzoona 9 months dzopera tinenge tati ekeKamuchacha paanodzoka Wasu anenge aroorwa chete haasi kugara pasiImiwe kuchando nyatsotiudzaiwo kuti zvinenge zvakamira seiko  Dress iri rakatokwira ndege here iri it’s not make sure it’s giving Humpty Dumpty vibes  Nwae tongoti makorokoto mai nhanha zvimwe ityai uchenjere kutorerwa murume naWasu

August 05, 2023

Themba Gorimbo Akawanirwa Nyasha NaMwari From Masvingo Kototengerwa Imba Na The Rock

😭😭😭😭😭😭😭vamwe murikugeza nemuteuro rudziiko eish Themba waenda nenyika iri ndorinonzi ZODZO rakapetwa ka 50 kwete rema followers congratulations on your Mansion mhuri yakutotevera make this man proud eish support back up iritii 🎊🎊🎊🎊🎊🎊🎊unenge wakambozviudzwa kumasowe kut muchagara tatata wotarisa zvauri woti madii mandisiya ndaenda hanguAkadyara zvose aiva nazvo ,an act of true AGape Love ne Faith & God raised a Blesser for him ,Thank u Mr Dwayne u did not even consider colour or were this Themba comes from u were touched by his story an decided to HELP .Ndosaka vamwe vanhu vachingokomborerwa soHe is a giver hence he is blessed,, he is really a blessed soul ,and he is using his money 💰 to do imwe borehole dai ari mumwe ati Maya zvakakwana

August 05, 2023

Brian Ndlovu 15 Ouraiwa Nevamwe Vana Ma Southafrican Kuchikoro Nekuti Muzimbabwe Chikoro Is Covering Up Zvakaoma

Ngati batsire umwe wedu Charles Mukwereti mwana wake akauraiwa nevana maSouth African kuchikoro and school is covering up let it go viralTirikuchema veduwee mwana wabhudhi vangu akashaika monday kuchikoroI pray kuty dai zvinhu zvaitanani tidzokere kunyika yedu southAfrica izere vanhu vane mademonThank u so much thts my nephew. We doing everything to get justice for Brian bt the principal is doing everything to protect his school

August 05, 2023

Video lula lula Mumvura Capetown SouthAfrica Kwakabikwa Maprivate Part Ehure Vanhu Vakadya Vanhu Kusvika Pakukwirana Mumvura Komukanyura

Capetown ungati kwakabikwa maprivate part emahure vanhu vakadya 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Video racho.musi wandariona ndakaoma mate mumukanwa nanhasi ndongoridzokororaNekutonhora kunoita kumvura this Tym kunyepa hakusati kwaakuendeka kodhidhaMwari hakuunze ku cale town usina chawakambo mutadzira🤣🤣🤣 vamww vacharumwa nema shark kkkKana tichiti mumwe anonyura chete tengetichidaro izvo pakutunda mumwe anofira mubvura chete 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

255 256 257 258 259