Saka gogo Masiriri mati ndege yakauraya pilot in Harare . Ndi cat mother vakazviita kuti ndenge iyite crush. Imi saka muri kuti Cat mother vakaita temper enjini here muri kuti chii. Next time musawawata nekuti very plane has a black box which records every thing. Mune dambudziko rekuti u know everything apa chozikamwa makuhwa chete. Anyway tamirira ma audio acho amataura. flight recorder, byname black box, instrument that records the performance and condition of an aircraft in flight. Governmental regulatory agencies require these devices on commercial aircraft to make possible the analysis of crashes or other unusual occurrences.
Patricia Jackie oti Saka maitt waida Kundiuraya cozy ndati bhadhara Zvikwereti Akashata kumeso nemoyo rush ne flue zvisingapere ndozvimwe zvinomupa uroyi vekuda kuuraya...midzimu ya Patrícia ikat unonyepa vanyangira yaonaHaaa hazvishamise kana ari iye aida kuuraya madam boss Pa accident
From trusted source Hie Pamelah please hide me and help us make noise for murume wamai maketeni akavharirwa mumba akatorerwa phone he no one pa hama can get hold of him nenyaya yekuti anga akuda kuenda UK ,she knows havachadanane but haasikuda aende anyway,inini personally I believe arikupiwa poison mu food achangonzi afa because ndirikungorota rufu kubva paitika noise yacho achizotorerwa passport,Mai TT vanozviziva vakatoti siya murume aende hauchamudi but hapana chirikubuda.not sure if this move might save hama yedu
Fungai nyaya dzaFeli anotodawo kukwana kwana chaizvo padzinoitika nyaya dzacho anodii kugara auya nadzo kuti Feli adai anoda kumirira kana vanhu vapesana ouyawo netwake twunyaya
Zvinoshamisa Zvinotyisa Felistus anocollecta kamaSperm evarume vese ava kushandisa mushonga. Ndooanoshandisa kuvhara vezvikwereti. Akatemerwa nyora yemasperm.
Mweya Wamaitt Wegodo Nehutsinye Ndirikuita kubuda musodzi nemufaro..Zvese zvirikungobuda pachena like play like play..Taizviziva hedu kuti vamwe vanhu kukutuka kwacho it wasnt even normal, nhasi nanaNdodo vese vakutaura chokwadi chese chekuti vaibhadharwa shem..Mwari uyuka..Chokwadi hondo hadzisi dzedu kurwa.Ramba uripamabvi Mai Miki.You are loved❤️❤️
Baba Harare muchirikisvira herr Felistus Murata. Hamutye kuzopigwa strain yeHIV yaFeli yakazanganiswa nemasperm evarume 500. Musadaro Baba Harare. Ndanzwa kukunyarirai😢😢😢😢😢😢
AnaNDODO dzidzai kuna Swagger STFZ Nation haaswerere nyaya dzevanhu kuita makuhwa kutengwa ndaimbomuvenga ndichiti Swagger haana kukwana but haabaye live button anoita live achiita make up yake nekuenda kutouch line kunotengesa mkoshooo wake. Musangotumwa kuvenga vanhu vasina mhaka nemi ramba wakadaro Swagger naBigSam The Comedian uyu haana drama asi NDODO unobvuma kuhotspotwa kuvenga vanhu dzidzai kune vamwe
Complaints which are coming from various artists and public figures are saying that Ku Gava restaurant kwaita huroyi hwemuchetura muchikafu Food poisoning chaiyo Plot akarwara botsakufa mazuwa maviri apfuura aya
Shema TV Thanking vanhu "Thank you very much for supporting Baba and Mai Ruva's Family. This is one of the best project l have done ever since l started philathropic work. I personally learned many things: be it communication skills, personality traits, biblical & traditional beliefs both from the public and on the ground. Just to mention but a few, my gratification goes to all individuals, viewers, pages and groups like People's General Shellaz, Ladies of Zimbabwe in Australia, Let's Help Zimbabwe, ZimCelebs, Pahushamwari, Mafirakureva, Zim Social Media, Zimbolive Tv, NashTV, Mbingaldo TV, TEO Events, Madam Boss, Olinda Chapel, Tatelicious, Sis Melly's Diaries for supporting this project. May God Bless You🙏❤