Sunday, February 02

News News

May 07, 2023

Shema TV Otenda Nyika Yese Including Olinda Kureva MaribYakazosvika Saka Akadii Kutiiudza Kuti She Collected It Anyway Wakagonera Baba Na Mai Ruva Family Shema Zvakare Muvaendese Kuchipatara

Shema TV Thanking vanhu "Thank you very much for supporting Baba and Mai Ruva's Family. This is one of the best project l have done ever since l started philathropic work. I personally learned many things: be it communication skills, personality traits, biblical & traditional beliefs both from the public and on the ground. Just to mention but a few, my gratification goes to all individuals, viewers, pages and groups like People's General Shellaz, Ladies of Zimbabwe in Australia, Let's Help Zimbabwe, ZimCelebs, Pahushamwari, Mafirakureva, Zim Social Media, Zimbolive Tv, NashTV, Mbingaldo TV, TEO Events, Madam Boss, Olinda Chapel, Tatelicious, Sis Melly's Diaries for supporting this project. May God Bless YouπŸ™β€

May 07, 2023

Maitt Conwoman Chidhumo NaMasendeke Vakanyepa Zvavo Kuti Baba Titi Ndovakamupa Chirwere Baba Titi Was Virgin Mukadzi Anezemo Rembwa Nenhema

tinoita setino joker kuwanzirana pano but this person is a professional conwoman ..after nhema dzose dziya kuti i have houses ,trucks and cars...now im starting to believe kunyepa futi kuti baba titi ndovakaunza chirwere .....aka kakangozvarwa kane shavi rechihure ....

May 07, 2023

The Whole Nation Not Happy Maitt Capping Graduates Mirai Muone Munyama Uchaita Magraduates Iyayo Nehunhu Wake

The whole country Not Happy why maitt Capping Graduates.  Angava magraduates erudzi rupi anodaidza special guest isina kugraduator iyo? Inspiration yacho irikundivhiringa.Cap of knowledge vanhu havachai respecteπŸ™ŒπŸ˜«πŸ˜«

May 07, 2023

Tinashe Maphosa Mukwenyi Batista A Gentleman Wakati ChokwadibChichabuda And Chazobuda 150 000 Usd Yakabiwa Nembavha Iyi Ichikunyepera Wakaba 30 000

Tinashe Maphosa Mukwenyi Batista  A real gentleman. Since day one you never changed your statement that the truth shall come out and it did. The thief has been exposed. Mbavha is owing 150 000 ikati wakaba 30 000 ikaitei imwe mari yacho. God loves you brother and wherever you are, stay true and real like you always have been. It was a great honor representing you when the whole internet was against you.  NOTE: If you feel cornered paSocial Media and have no support uchinyatsoziva kuti uri right. Bring it on, i will single handedly defend you.

May 07, 2023

Maitt Ghost Roti Ketty Na Doreen Mese Munonyadzisa Baamai Venyu Ketty Maitt Vakakurwadza Waida Hushamwari Ndobva Wasvipwa

Ketty Masomera Unoewadziwa Shame πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„ Live after live πŸ‘πŸ‘πŸ‘ unoda kuzvipa mbiri yekugona kutuka vanhu iwe hapana chaunogona Dhaka boy chaunogona kuti # Gongomutoto kungwarira zvinyadzi . Hanzi Heeee neni tinopedzerana kuda kufadza chaunga . Olinda wakataura asi zvakazodiiii uchimira mira uchida kuti asungwe uchifonera vanhu vaiti vakabirwa naye mari asi akazosungwa here?? Kana wakapenga ne energy iya yawaiita akaregerei kusungwa πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„ Ko izvi zvawakutaura zvekuti akarara na Baba Harare zvinei newe ?? Ko asi urikuda kuti baba Harare vakuravidzewo here 😠 ko vane hombe kaaa hatizozive pamwe unoidawo yavo 🀞 Mukadzi mukuru zvinonyadzisa kushaya nyaya uchitaura zvisina maturo .... Ketty iwe uri normal usanyepedzera kuda kudzungaira mazikumbo as

May 07, 2023

Ketina Siyana Na Madam Boss Waimutuka Rough Nhasi Wakuda Dzvene Rei Naiyewo Tyra Haana Basa Newe Pedzeranai Nashamwari Yangu Wamama Here Ikoko kkkkkk

Ketty Masomera siyana na Madam boss waimutuka rough nhasi wakumuda nei???? Wakuda kutavaga dzvene manje haana basa newe Tyra . Uridofo haufunge nematukiro awaiita Tyra nhasi wakuda kuzvinatsurudza iwe imbwa iwe . Buditsa Tyra muzvinyaya zvako pedzerana na Murandakadzi . Ukaona munhu akudzosa nyaya ye girl friend ya Ngoni yakadarika ibva waziva haasisina chekutaura .Wakutsvaga ushamwari kuna Tyra πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„ unonya chete tamba wega nevana vako iwe chibhonda chemukadziKetty Masomera siyana na Madam boss waimutuka rough nhasi wakumuda nei???? Wakuda kutavaga dzvene manje haana basa newe Tyra . Uridofo haufunge nematukiro awaiita Tyra nhasi wakuda kuzvinatsurudza iwe imbwa iwe . Buditsa Tyra muzvinyaya zvako pedzerana na Murandakadzi . Ukaona munhu akudzosa nyaya ye girl frien

May 07, 2023

Uk Gilbert Walking Grave Muzvezve Wasvika Kugotsi Gidza Chikomba Chamaitt Uchinyanya Chihure Murume Mukuru Mhuri Yako Nevana Vachinzwa Chokwadi UK Yese

Hahaha ndaseka maiwe zvangu weduwe mmmm moving grave. Apa baba wanemhuri vana wacho wachinzwa baba wacho wachotukwa kudai mmmm ko idzo hama dzaGilbert dzinonzwa sei weduwe. Dai kamusikana kacho kari kasvinhu zvirinani.

May 07, 2023

Joey Nyikadzino Oti Chimwe chichatiuraya Takavarairwa Pano PA Social Media Ipressure Yevanhu Vanonyepa SaMaitt!! Mwari Tibatsirei Sis Varikuside RaKetty

Joey Nyikadzino azvitadzawo zvamaitt she is standing with Kettina Zimbabwe yese yomira na Ketty our national treasure joey Nyikadzino said  Chimwe chichatiuraya takavarairwa pano pA social media ipressure yevanhu vanonyepa!! Mwari tibatsirei tigone kuona manyepo neasiri tigutsikane nepatiri & know kuti pictures are just memories not reality🫠Problem is we left proper inspiration from our communities and families in real life, people we see hustle everyday and followed people we don't know on social media!

May 07, 2023

American Millionare Rutendo Samaz Celebrating 4th Anivesary Nekasekuru Kake Kamurungu Oti Musanyeperane Hapana Asingade Kudiwa Imi Vanhu

Rutendo Lovenes Samaz  said "Musanyeperwe hapana asingadiwo munhu wake anomubata bhooo . Ndinodiwa ini mhani plus ndinochengetwa . Happy anniversary to us . Ankele venyu munhu bhoo munhu mhani . Counting down to 4 years of being together . Blessings to you all . Be with someone who adores you and celebrates you even with your flaws ❀️❀️❀️

May 06, 2023

Gogo Musalad Ndovachakuroya Ukaita Mushe Maitt Wasangana Ne Match Yako Vati Uchafa Zvinosemesa

Ava ndovachakuroyA ukaita mushe  You met your match this time.. Ketty anoziva paunogara anogona kutotumira vakomana ukatyorwa tyorwa.. This time waenda kamuchachilo you can’t control everyone waifanira kunyarara

267 268 269 270 271