The women arrested are revealed The defendants – identified as Natasha Makowe, Anne Mandaza, Ashley Nyamutsaka, Nyasha Mungate, Gamuchirai Dzvukutu, Ellen Chihota, Miola Manyange, Euno Chiwara and Mukhtah Banda – are scheduled to return to court for formal recording of their guilty pleas. The case has drawn s ignificant public attention since video footage of the arrest circulated on social media platforms over the weekend.The nine ‘massage parlour’ women who were arrested over the weekend plead guilty to solicitation charges before the Harare Magistrates court. Nine women made headlines this week after admitting to solicitation charges, after asking clients for illicit services thr
MUKADZI AKAURAYA MURUME WAKE NEMWANA WEMURUME😪💔 Mukadzi wekushamva ane makore 32 auraya murume wake Taurai (36) nemwana wemurume emily(5) nekuva isira poison muchikafu. In Vakadzi musaroye muchidai chero usina kufara nemurume wako sei na sei komwana anenge apindira papi??? Ndibatsireiwo kuti R.I.P kune vashakabvu Rip kokungo siya murume wacho panekuutaya zvino betsereyi iwe wakuenda ku jeri ko mwana afireyi ndarwadziwa vanhu ngatinamateyi shuwa tisa batwe nemweya yekuurayaEish, so toita sei? Torega kuroora here tongofa zvedu tiri ma single fathers nevana vedu...this is very sad
London Embasy Mourns the Passing of Beloved Caretaker Mr Ushe “Mhofu👇The embassy hadn’t paid salaries for its own caretaker Ushe for over 3 years. This is at a time when the ambassador Christian Katsande pays his own brother, £5,000 per month of a salary, while sat at the official govt London residence.
Chidhakwa chadhumha mota nhatu kuchitungwiza nyatsime turn off...3people critical...Young male d riving a markX hit 3cars and tried to run away but couldn't go far and hit another car....Police hasn't shown Up yet...
Feliglow haishande ukaona kamuchacha onoba mapictures evanhu ku tik tok achinyepa kuti feli glow😂😂😂😂😂Kamusikana ako kakashandisa inonzi benzoyl peroxide.....Benzac coz l used to be like here iri acne😂😂😂😂😂😂 Cat family your loyalty is being tested right now
Kamuchacha paakafimbira nyaya dzebonde dzamai Jedza ayitoda ma donations kubva kune team re international rine tsitsi apedza obvisa pashoma imwe yese onotengera Shumba mushonga wekusimbisa musana plus kumisa blambi Comments 👇👇👇👇👇👇👇👇 Iye kamuchacha shem haana noise nemhunu these days she minding her own business no matter how pple try to provoke her,she's forever classy like that i love herMakatadza kumupetaka ,wenyasha mungamudii Kana maiziva kuti zvinodyisa why didn't you do the same Madetails ekuisa mari if I remember well ndeamai Jeremaya. T for titen
Vakomana regerayi zvekuromba izvi 🤣🤣 mutown nezuro makaonekwa chikwambo chine Musvepenene wemu SvobhonMupurwa uyu, uyo une zvuma muhuro uye nenyanga nezvimwewo, waonekwa uri pagedhi reimwe kambani panosangana mugwagwa Nkwame Nkrumah naPark Street muguta reHarare mangwanani anhasi (Chishanu). Vanhu vakaungana ava vari kuona mupurwa uyu asi vose varamba kutaura kuti zvambofamba sei kuti uzowanikwa panzvimbo iyi. - Mifananidzo naKingstone Mapupu.Mupurwa uyo urikungoshungurudzwa mahara. Dai ndasvika nepo ndaubvisa necklace yekwa Mr Price iyo waenda hawo musango maunoraramira
Mari Yakanaka Nelson Chamisa Asimba Kuita Mhitsa, The MDC Alliance President, Nelson Chamisa, appears to have gained a noticeable amount of weight over the past six months, sparking chatter among supporters and critics alike. While leadership responsibilities can be demanding, maybe it's time for Chamisa to carve out a little time for the gym and a wellness routine!
Eish Inter Africa ine hondoCheck on your relatives Accident at Renco turn off..Inter Africa and MushikashikaCheck on your relatives Accident at Renco turn off..Inter Africa and Mushikashika
Update Onn Comrade Nyokayemabhunu Pakapa Vakomana Mutsvangwa Is Part Of Ana Geza Nyaya Yakataura Ndiyo Ya Saver Nyoka 🤣🤣🤣🤷ðŸ¾â™€ï¸ðŸ¤·ðŸ¾â™€ï¸ðŸ˜³ðŸ˜³