True love never ends β€ the Best Couple in the World π₯π₯β€ How many likes for this Couple π zvinovengwa chete nemuroyi Mazimba munonetsa murume akaroora munhu anehudisability hanzi pane zvaakateya,mukadzi akaroorwa nemunhu anehudisability hanzi akada mari or pane zvaakateya.So murikutii vadiiko vanhu ava?? But murume uyu handimuvimbe ndoona senge ane zvaakateya
Sniper us a coward kusiya hake amitisa Chipo kwaku ramba kuchengeta mwana Iye wamunoti Chipo chipo ngadzidze kuvhara makumbo.. aitoti acharoorwawo here ipapa, plus nemurume wemunhu futi ..Rireshen ipi iwe uchamvundutsa shiri yaChipo .sniper wenyu haana denga raachaona hake achangofa ari musoja kuhopeYakabva yangorohwa Raw namukoma pakatobuda kayut π π Kana usingarwadziwe neRelationship iyi Baya likeWakaita hako sniper iwe, nhac uno Chipochashe anotonzi mhamha akutotuma kuti ndisvitsewo mvura yekunwa
TAKAMBOKUUDZAI KUTI KAMUNHU KENYU HAKABVIRE MUKATI TIRITSVINA IT WASNT OUT OF JERASI OR COMPETITION BUT GENUINE ππ» FOR NOW TIKUNZWA DIVI ONE ZUVA RICHAVHURA RIMWE DIVI MUROMO NDO ZVEGORE RIYA REKUBUDA ZVIRI TOO PRIVATE ππ»ππ»π€ HEE UNODA MURUME WANGU HEEE AADI TSVINA HEE HAUNA MARI KUNDISHUNGURUDZIRA MAHARA SHUWA NDAIMUDII MUROI BHISHU INI NDAITOTAMBURAWO NERANGU HEZVO MAITODANANA NEMUKADZI WEVAMWE π₯΅πππππ
Breaking News Tytan Skhokho caught using love potion (juju/mushonga) on Olinda Chapel. Reason: He wanted OC to give him MORE moneyπππππππ . Source:OC live InstagramTht oil is used to get woman like it's a attraction oil so Olinda ur man wants other ladies If you don’t want your partner to give you a love portion, who do you want to love? Eat that love portion and love each otherKo varume vanotobatawo mushonga mu marriage?
Mkadzi waCollins Beautiful by far ππ€£πpressure yamotipa nemaLayer efoundation nikisi Umm yaaa ichi ndochibage manje. Apa maromoInga munotipa pressure, maziso kunge anga achimbochema
Depression ain't real man up bro don't believe in that scrap stand firm as a man,As a man thinkieth so is he remove that word in your vocabulary Depression yazobuda sei after vamwe vapiwa motaMupeiwo Rover apore please Depression is real! Sometimes we don't even notice kuti we're suffering from it nekuti we're not educated enough on the said subject!
During a break up we expect things like anekadora, ari abusive, ari stingy , anohura you knw the normal victim women diary. Then this one hanzi Gay, Tytan anobata mushonga like seriously? πππππStunner paakatanga kuita seakudzokererera olinda OC should've asked herself kuti ndanakei nhasi hant dziva na Deon vaive vakamupa nickname kuti chembere?ane kakudzungairawo olinda Rwendo runo dziva vachamusiya ane stroke πππ muromo uri parutivi asingagone kana kuchema anenge achiita kugomeraπππTytan hanakumbodiwa ne moyo asi kut paya ox was in pain yerambana so she wanted to prove dziva can he married but dziva vanomuda ne moyo wese boy go home unotsvaga vezera juju yaramba kusha
Tytan has got nothing to luzi hanty ndiwe wakamurooraπππ Dziva havakude asi vanoda kupusa kwako nemari yako simple Orinda wakapusa wakapusa wakapusa wakapusaMxm Orinda ure childish u shud have learnt btr bt now mangwana uchadzoka uchit chero ndadzokera naye ndibaba vemwana wangu... Yet iwewe ndiwe watenge takut uri benzi She lies Olinda Ane problem ko zvinoita kwaenda kwacho stunner is worse pachihure she must live Tytan in peace mukadzi uyo kuhura zvakapusa iye chete ndiye anotadzirwaOlinda olinda wadii kusiya tytan aenda chinyararire hautogone kuvhara hapwa for the sake of nandi ,nandi ari kukura achasangana nazvo unoda afeele seiko apa waratidza kusafunga
Mhoti peer pressure ikakubata zviri strong kuma 40s uku unonzwa seuri teenager π€£π€£π€£π€£
Mafira kureva . Murandakadzi wenyu awuyawo πππ . Ndikutsvaga house number ya Mudiwa .Hanti ndo ma Mafia King atoverenga Muma novel .Anenge Aine mwana wake .Ini ndosvika ndiri maid achindiita rough Ozoona Kuti yuwi ko zvandiri mboma yemukadzi .Ozondiroora .π₯°π₯° Ndakuda Ini ndingatosva ndambonogara Kwa Honde Kuti ndisakare ,sakare .Anenge andipawo house number ndozongomupawo something of ka Boot's zvako Ka Dady MH .Mudiwa Hood my one and only . I Der die for you .You make my heart Feel Tloff ,Tloff . Without you l can't fill my heart woo .I Der carry you everywhere l dear go .I Der Bath your fit with hot water .I Der dream about you everyday My Mudi ,Mudi my puppy .