Apa love anopa the same babe wangu again kkkkkk haaaa tsiurayi mwana pachiri pedo🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️Nkosi yami ende futi ka yaa neehh …Ende anoda vane short hair 🥹 Typical 🥹🥹🥹Hanzi Mai wat wobva watoona waroorwa paya 😂😂😂this life no balance…. Ahhhh arikushandisa vana and ndazoona kuti anenge asingade kuvarukisa musoro kuomera vese vangaite mashort hair
church leader was on Saturday fined nine cattle for tampering with a dead body after sneaking into a mortuary with the intention of “bringing the dead person back to life”. Apostle Nhapata of Trinity International Fellowship Ministry was reported to have collapsed after Chief Seke handed her the sanction. Apostle Nhapata admitted tampering with Gift Takudzwa Shiriyapenga’s body saying she wanted to pray over it to bring him back to life. The late Gift’s mother, Agnes Bhiza, took Apostle Nhapata to Chief Seke arguing that she had no right to tamper with Gift’s body without their consent. “We lodged a report against Apostle Nhapata’s untraditional co
A tollgate cashier’s marriage has ended over allegations of an affair with her workmate. Patricia Ganga’s husband of nine years, Macdonald Mukosera, discovered that his wife had been seeing her workmate, Derrick Chihoma, for six months. Macdonald told H-Metro that Patricia and Derrick used a rented room in Ruwa Patricia Ganga’s husband of nine years, Macdonald Mukosera, discovered that his wife had been seeing her workmate, Derrick Chihoma, for six months. The couple’s fallout resulted in a physical altercation, with Patricia’s brothers also reportedly becoming involved. The brothers, Tapiwa and Richard Ganga, are rep
Haaa baruva shavi chairo risingadi tea mhepo dzemadzinza dzikat isu takafira mumapango iwe wakoshei wogara mumarata ndoona ngavachinamata ava varambe mweya yakaipa iripavari Kana wakatemerwa shavi rehurombe runoita ufunge kuti kutenga doro ne fodya waita achievement,hurombe hunokupfekedza husimbe hugokupa kuba zvinhu pamba uchitengesa hurombe hunoita usade kunzi uri wrong unoda kunyengererwa kuda kusunzirwa , akaroya baba Ruva Mwari ave newe patanga takutoti zvaita vakachisiiwa vave responsible ne life yavo dzokoño back to square one 💔💔💔💔💔Ini ndoona senge vanozviitisa ini kuzovhundusira mukadzi ndokwavakandibhowa
Haisi nyore kuita baba vanozoita mukadzi later from Tate to Esther,munhu kuchekesa maprivate parts social media yese ichiona,mental health yemwana yakakosha mufunge ngatitarise chaita musoro uteme.Ndirini handaimbofamba mulocation nekunyara. Apa vomboita zveporno social media yese ichiona uuum hazviko.Mwaña uyu aifanirwa akazokutsvaga ega akura because iwe ndiwe waparadza hupenyu hwemwana patokuona uchimirizika pavana vevamwe totofunga wakarongeka hauna kana chiyamuro chaicho chaurikumbobatsira nacho uri Sweden waikoshesa imbwa mwaña ari busy kutengesa ma freezits kupa Ashumba basa ukanzi nhasi wafa mwaña chaachawana pauri mapitikoti nema bra asi uchizviti wakarongeka🚮
Musician Culture Love responds to a post that claims that Holy Ten allegedly wants to sign Culture Love in place of Michael Magz, who left the Samanyanga Sounds recording label. Culture love mwana mudiki too much muudzei chokwadi abvise pride aende kunobatsirwa uko kwete kuda kutsvaka dzvene kumafans egafa
Peter Dhewa Moyo Haasi Kufara Mushure mekunge aona girl friend yake Carol nana Brian And Ashford Mvenge Mvenge
Ma risk manyama.nyaya dzemimba and kacheche dzinogaro taurwa kuti ma one kuchando uko .shuwa nekungwara kwese kuya Mai micky kuyenda kuchando nemimba apa hawuna partner yekuti maybe zvinoita nani anenge achishandawo.zvekuita mimba isina baba zvayidawo wamboti shandeiwo kwemakore mu uk macho. hope zvichanaka hazvo Wakamama mukadzi iwe unozviita muziva zvese pasi pano wakakaura nedzungu tseke Ko haina baba here nymi ko ayitukirira wani vamwe vakadzi kwayi musatende Ana bhangu nemosoro wemunhu
Kutaura chokwadi haisi nyaya yekut tirikurwadziwa nemagaro ake but haana kathat soo tumupimbiri twabva twaita kunge cartoon kudaro....look at structure ya Madam boss,tariro gezi etc zvonyatso maker sense but eyuwoo uyu mmm ameno zvaarii so kna iri plan yaakaita dai akabva aita plan yema thighs n tsapfu aswel😎😎😎😎Pamunoita enlargement ko tsapfu munosiirei kuti zvienderane Iwe Regina pressure ichakuuraya ndiwe uyo from nowhere watova nemazigaro kupfuura MaiNgaaas
Murder Alert: Sasolburg Police Services in Free State are looking for Tendai Kugotsi alias Seh Constable (pictured with his victim) who is wanted for the alleged murder of his girlfriend Maivenia Mudenda aged 25 in Sasolburg. It is alleged that Maivenia left her home after being invited by Tendai to come to his house in the same area of Sasolburg on the 26th of Dec 2023. For unknown reasons, it appears Tendai attacked and murdered the defenceless woman on the same night, he then locked the doors and fled to unknown destination. The body of the deceased was discovered in his house 3 days later. Tendai who grew up in Chitungwiza is believed to be on the run. There is a possibil