Sunday, September 08

Ava 2 Ava Deliwe Gamuchirai Nyagwambo and brother yake Perfect Robert Nyagwambo Vanhura Hombe Ma1

lni l want to expose mbavha idzi two Deliwe Gamuchirai Nyagwambo and brother yake Perfect Robert Nyagwambo.How do you guys sleep at night muchiziva kuti makaba nekudya mari yemunhu.This guy ndaimushandisa ari runner wangu so this tym around wakandivhara $72 yangu coz iye

 

 

 

 

nesister yake wari wese mudeal.Sister yake inonzi Deliwe inonyepa and number dzandainzi ndiise mari ndedzawo.Ndakawati since mari aiti ndiise muaccount menyu ndidzoserei mari hanzi hee l will check plus wachinyepa kuti haana foni ..Mari ingaite hayo kunge shoma asi ndiri kurwadziwa macousins.Each and every day wanoita make up mastories nekuti chakazoita kuti ndione kuti ndavharwa ndechekuti akanyepa kuti stock aiti apa someone aienda kwaMutare.

 

 

 

 

 

 

Number dzemskana waaiti apa parcel hanzina kubvira dzakaita.Zita raakatondipa ndere other sister yake inonzi Hilda.Sister yake ndakaita mainvestigations ndikaona number dzake.Akati ini handina kupihwa parcel and was in Harare kubasa kwangu,handina kubvira ndakaenda kwaMutare.I explained kut mari ndaiisa mufoni yesister yenyu inonzi Deliwe..Mangwana aakuti hee munhu uya wandakapa parcel akarasa foni thats why usina kumubata....In short ndinoti Perfect nesister yako

 

 

 

 

 

ndokumbirawo mari yangu ..mari iyoyo ndinoiona ndatambura musadaro.Everyday anenge achingonyepa achindipa mastatements 

Ingaite kunge shoma but now makamisawo zvinhu zvinoita ndirarame nekutengesa ikoko..

 

Ndirikurwadziwa. Wari mugrp rinonzi Chibhanzi Parcels Mutare becareful coz arimowo u might be scammed as well.Ndirunner wekuHarare.Mapics ake ayo nesister yake nematranscations andaiita plizz share.

  • Share: