Sunday, September 08

Mbavha Dzabatwa Dzarohwa Zvekuti Dzinobiira Vanhu Muna Glenara Road Vataura Havo

Vakomana veVancho 

Iri ndoteam riya rekuti vhara door-vhara door mumotor dzemushikashika ivo vachikubira. They are currently detained at Waterfalls Police. Vese vakarohwa Vancho make a follow up.

Credit: PAHMZ MEDIA

#ngwarapatown #CrimeNews #investigation

14september 2014 ndakarohwa nqvo mari 1350usd pana Glenara narobert mugabe haa zvakaomqMbavha dziisei mukati atisikudzida muma streetsNdivo vakatora foni yangu Ava kuzozviona ndaburuka kuti handina foni😭Vakomana veVancho 

  • Share: