Monday, January 20

News News

November 12, 2023

Lorraine Guyo Na Anna Honde Vopiwa Yambiro Vadiyane Nevarume Vevanhu Pashata

Lorraine na Anna ...handina mashoko akawanda musiyane nevarume vevanhu mugadzike zviuno pasi muchatewo sevakaita Ukene weku Nigeria tipemberewo tifare ...           Munoti muni mu Zimbabwe hatidewo vana vanodadisa seavo ...Lorraine usiyane na Tinashe uyo haambofe akakuchatisa muchato iye ainevadzi hobho and Anna usiyane nedatya iro             Shugeta chero iri ex wako varume vazere muno chero mukaita ma 40 years musina kuwanikwa muchitsvaka venyu varume chaivo vanochatika navo not         nonsense dzose dzatoona muchimisira zviuno mudenga nemazamu kugara panzvimbo haagone akutoita zvekugara muhuro dzikamai tinodawo kudya zvakanaka zveNyika ino nemi

November 12, 2023

Jesca Mazere 47 UK Based Zimbabwean Akabva Ku UK Kuenda KuZimbabwe Muna September Arikutsvagwa Nehama Dzake

 please help, tirikutsvagawo munhu uyu, nyaya iri kumapurisa asi nguva yareba.           Any information please inbox. She travelled from U.K to Harare and noone knows where she is.        

November 12, 2023

Picture Rinorwadza Only Ndebele Is Alive Vamwe Vese Ma Warriors Afa

The lone survivor!    Only Madinda Ndlovu is still alive.         From left to right... Benjamin Nkonjera, Mercedes Sibanda, Willard Khumalo and Adam Ndlovu all gone.         Now Rahman 'Dr Rush' Gumbo is no more!   R.I.P. legends!

November 12, 2023

Nurses Graduated Vochema Hakuna mabasa And Masalary Acho Haana Kumira Mushe

268 graduate from Chinhoyi School of Nursing and Midwifery   Story by Tambaoga Gora        268 nurses graduated at the Chinhoyi School of Nursing and Midwifery this Friday as the institution continues to contribute to the country’s human capital development.         Chinhoyi School of Nursing and Midwifery’s 15th graduation ceremony is a culmination of dedication, hardwork and perseverance for graduands who have devoted themselves to contribute to the country’s health delivery system.       “This was a long 4 years, I promise to use the knowledge I have acquired to contribute to the health care,” said a graduate.        

November 12, 2023

Munyaradzi Kereke RBZ Reporter Osungirwa Kubata Musikana Chibharo Nekubiira Nyika 400 000 Usd

Kereke in the dock for fraud    Story by Peter Chivhima, Courts Reporter   RESERVE Bank of Zimbabwe Governor’s former advisor, Munyaradzi Kereke, will spend the weekend behind bars after the Harare Magistrate Court rolled over the bail ruling for his fraud case to Monday.          The State had earlier opposed the accused’s admission to bail, saying there is a possibility of skipping the country’s border.         The state also claimed that Kereke has a case to answer after allegedly defrauding the Harare Municipal Medical Aid Society of more than US$ 130 000.         Allegations are that he is the one who wrote the letter claiming that

November 12, 2023

Joey Nyikadzino Ofumurwa Pressure Yaanopa Vanhu Iye Achichengetwa Nechikomba Ku UK Oti Vanhu Shandai Nekuda Kubiira Vanhu Achinyepa

Nhema dzine mukadzi uyu and anonyepa zviri professional 😂😂Akangoti bufu yekutengesa maCOs am           reporting her...ndosaka akucanada kujaira kuita madhiri uchivhara anhu...hama dzenyu dzapera here dzikuda kufamba rine shavi iri 😂😂😂😂😂😂😂😂           Pressure yamunotipa ichatiuraya veduwe unonzwa munhu let's empower vakadzi or vakadzi ngavashande tichiuudzwa zvekuita apa kuseri zvenyu             muchiita chimereji chenhema nhema kuti muenda UK ne cos. imi musaitipa pressure am working isu tichiti zviri kufaya. Regai ndiite makuhwa for living 😂😂😂😂🤣🤣.

November 12, 2023

Vanhu Vochema Chema Nezvirikuitika Ku Gaka Tallyn Ndudzo And Prophet Madungwe

Hiiiiiii zviri kugaka uko 🤣🤣🤣Ndachema zvangu Heavenly Commander vari kumbonhonga nhonga 😁               Filter rakurirwa😂😂That moment when Firita richiita nharo😂🤣😂😂Manje anozvigona here Nora zvekutambisa chiuno

November 12, 2023

Vagari VeTagarika Mbare Flats Vochema Zanupf Yatirasa Tanzwa Nekugeza Takaruma Sipo Kutya Kubiirwa Kujamba Dhodhi Hakuchagarike

Vagari vemudzimba dzemudurikidzwa dzeTagarika Flats kuMbare vanoyanika nhumbi pamisuwo yedzimba dzavo kuitira mbavha -             Mufananidzo naTinashe Chitwanga Tagarika.... Kkk, hapana kugarika apa! Anofanira kutonzi Tatambura Flats.           Hapana Flat riri mu Mbare rine rugare.Hakusiiwe bhutsu pamusiwo, I saw a gal musvinu achifamba nedza             Adam after a visit kuma flats ekuMbare asiya bhutsu pamusiwo dzikashaika in a matter of seconds43 years after independence.

November 12, 2023

Armed Robbers Anetsa Nekuba Muharare Vabatwa Mukadzi Weumwe Wacho Oshamisika Baba Tanaka Vakuzvivhara Ndobasa Raurikuita

Suspected armed robbers, believed to part of a gang terrorising people in and             around Harare's Southern suburbs, arrive at Harare Magistrates' Court today.-.         Haaaa baba Tanaka vakuzvivhara neblack plastic

November 12, 2023

Highfields Vanhu Vojamuka Marara Anyanya Tichamatora Toisa Pa Door Re City Council Nhunzi Nezvirwere

Vanhu ava vari kutengesera zvinhu zvavo pedyo nedutu remarara apo pazere nhunzi izvo zvinogona kuita kuti chirwere checholera chipararire zvakanyanya kuLusaka, kuHighfield, muHarare -           Mufananidzo naTinashe ChitwangaY city council it not removing rubble, tsvee kuti udza nyaya dzisina musoro panyo penyu kwayedza             Council inongoda kumuka Kuma office kwayo kwakazara marara. Paida kutongorongwa one day nzvimbo dzese

155 156 157 158 159