Tuesday, November 26

Tinashe Mutarisi Oseka Holyten Kurohwa kwaakaitwa Kuudza Mwana Kuti Haungapedze Winky D Ndimudhara Wako Moti Ndakatadzei Pashata Nyaya Yese First Comment

Kuudza mwana kuti pane anomisa Winky D DiBigman ichild abuse πŸŽΆπŸ”Š

πŸ“½ Hatiperi WachoHaaaa unotanda Botso cheteTinashe Mutarisi Oseka Holy Ten , Kurohwa Kwaakaitwa Ku Zvishavane Ne Makorokoza, Meanwhile SaintFloew show sold out in Mutare 

 

 

 

 

 

 

 

 

 

 

 

Uyo haana kana Basa panyika ngasare arirombe guru munhu anotadza kichengeta mwana wake makomborero anobva kuvana

 

 

 

 

 

 

 

Tinashe mutarisi ndikukumbira utombomutora inomusungirira pamusoro pegomo for 7days asingadye kuti anzwe kuti pain yekurarama usingadye inorwadza sei zvimwe angadzoke ave nehunhu Tinashe mutarisi Shanda basa sezvariri chikomana

  • Share: