Saturday, April 26

Breaking News: Murume awanikwa akapondwa kuBindura akabviswa musoro, mawoko, sikarudzi nemwoyo

Breaking News: Murume awanikwa akapondwa kuBindura akabviswa musoro, mawoko, sikarudzi nemwoyoBelieving in too much juju has led to this same neya Tapiwa Makore

 

 

 

 

 

n'anga ndo dzikukonzeresa vanhu kuti vadai vachida kuromba ...Shame plus vanhu ngatiedzei kukwira .apublic transport not maprivate bcz hatichaziva kuti maybe atoita kukidnapwa

 

 

 

 

 

Zimbabwe yakutyisa nekuda kwe government isiri kugadzirisa nyika.

People are bitter here

  • Share: