Vadiki ndivo vari kutungamira,zvinorwadza.Zorora murugare Tatenda Paradzayi,akurirwa ne cancer.Haana kukurirwa but she managed a draw. I'm not a doctor but I'm sure iyo cancer yacho also died with her death. That was a good fight that she fought. MHDSRIPZvakaoma rest in peace
Ma1 aya. KuKZN pane muSouth African akafonera mapurisa akati pane imba irikuchengeterwa zvinhu zvakabiwa. Apa imba iyi yanga iri yanaMalaicha vanga vachisiirwa zvinhu zvevanhu zvanga zvichifanirwa kuenda kuZim.Iye Malaicha wacho aichengeta zvinhu zvakawanda kudaro aida kuzo zviendesa ne goods train hereInga mupurisa uyu arikuti pane hembe dzemapurisa dzavaipfeka vachizviita mapurisa
Kutimakisa senyika chii chakadaro... zvakasiyanei nekuendesa Amai Nyati..musajairire Zimbabwe kusvika ipapo..inyika yeropa iyiSis makore afamba next time tsvagaiwo vachiri kuzvihwaWe are a sad generation, if we don't have kind words to say to each other tega kuno ko kuzoti kuvatorwa😔Maisa pic raasina make up kuti awundurwe ka😂You did well girl...yu represented Zimbabwe very well...after all it was a competition to be won by one person, we're proud of you thank you
Cha Mai Gora manga Machiona here😁shuwa mkadzi mukuru unoratidza miri wese pamutambo wepa mhepo,manji Oga Vati kurambwa ndaramba pachi Freeman😁kumwaya v11 like wild fire kumurume chasvika,ku vana zvese ne hama kkkk vakadzi mutinyare purizi Chaos telegram movhura hombe👉 https://shorturl.at/35aW8
MaZimba Maviri Ofa Chitemwa NeMatombo KuPretoriaSouth Africa – A xenophobic mob in Laudium, Pretoria, has brutally stoned two Zimbabwean nationals to death, accusing them of attempted robbery. Armed with stones and logs, enraged residents recently unleashed their fury, claiming the two men were part of gangs terrorizing the community.Despite the grave situation, the South African Police Service (SAPS) and paramedics delayed their response, arriving hours later when the victims had already succumbed to their injuries. Such incidents of vigilantism and xenophobic violence are alarmingly common in South Africa’s informal settlements and high-density suburbs, where foreign nationals are scapegoated for rampant crime and unempl
Manje Peter wakutoenda America sekutamba sekuseka wakangoti vavavaJealous. Zvine basa rei.munhu haachahure hake nhaimiChero ari hure hanti benzi inokwizwa ndeyake Caroline wacho uyu Jessica ane godo kana ane v 11 adi kubva asenda ipapo ipapoVakadzi tinoroya and hatimirire kuti kusvibe kutongokwira bere masikati wotoenda, chii chakadaro kuda kurambira munhu achangowanikwa nhy, ngaanoroya hama dzake
RIP Simba plz to my all brother out there vanoita zvema Uber musaite husahwira nema taxi Driver plz plz tichirikukudai zvinorwadza izvi my Condolences to the family n friends 💔💔😭😭Shame RIP.matax driver haatombode maubber driver musanyengedzwe nenyama vanenge vakatoteya 💔💔Rest in peace Simba Muradzikwa 🙏🏽😭 Hanzi akapfurwa nepfuti ku Capetown kwaaigocha nema Taxi driver , he was a Bolt / Uber driver 💔 RIPHaaa joni ita zvebasa voenda kumba zvimwe siyanai nazvo
Mary Mubaiwa’s Bid to Halt Prosecution Dismissed by Court The Harare Magistrates Court has dismissed Mary Mubaiwa’s application for a permanent stay of prosecution on medical grounds. Mubaiwa, the ex-wife of Vice President Constantino Chiwenga, argued she was unfit to stand trial due to her health issues. However, the court rejected the plea, a decision her lawyer, Beatrice Mtetwa, criticized as illogical, stating, “It’s logic that I cannot understand.” Mubaiwa remains embroiled in multiple legal battles.
In my opinion freeman is bigger than what you expect ...leave us and you will see the HICC is going to be full .Munoremàra akomana kutandabotso saholygumi ,Jabhuna iCanaan yaBaba furustopIzvi hazvise zvekupinda nemoyo unogona kurara wabatwa ne pain ukazobvazve washaya pain blockIts not easy to be in a music industry and artist are human beings like us they also have feelings
UNIT K TARASIKIRWA NA LAZARUS LUCIANO MONEY CHANGER WEPA L PABUSTOP. RIPHaaaa nhaimiwee nematambudziko hamaNematambudziko ko what happened, haaaa tikupera amanaZorora murugare muzaya wangu hubby wemwana ya sister vangu anonditedzera ,wanzwiiko muzaya kusiya matwins ako apa vachiri tuvana tudiki ,sorry Ever muzaya wangu Mwari vatonga