Kana tichi kuwudzai kuti please life is very long, gadzirisai hunhu musango tawura anyhow pa social media, hamutereri,, sorry pachapora,Time yawakatuka there's someone anga atori musituation yauri nhasi pamwe akatobatika nazvo akasarenda life u never know hupenyu ivhiri hanzi gona ana gona wakeSungwa chibereko apa, waita kunge uri vhijini iwe aaa,,, sorry hako andide kunyanya kukusvora ndakazvara wo mwana musikana
A Correspondent| In a surprising development, the administration led by President Emmerson Mnangagwa has reportedly cut off power to the late former President Robert Mugabe’s rural home in Zvimba. The revelation came through a social media post by one Jimmy Wilford, who recently visited the area.
Two Kadoma City Council Engineers Killed In Safety Gear Accident👇Zimbabwe – Two Kadoma City Council employees have tragically lost their lives due to a preventable hazard while attempting to clear a blocked sewer at Sir John Kennedy Primary School. Tinotenda Ngwenya and Tafadzwa Guzwo, known locally as “Halahala,” died after inhaling toxic gases while working in an unprotected sewer environment. Guzwo died on-site, while Ngwenya passed away a few hours later at Kadoma General Hospital. Both men were reportedly working without any protective clothing or safety equipment.Repeat Negligence: A Pattern of Unsafe Practices This is not the first time Kadoma City Council has been criticized for its failure to protect workers. Just
37-year-old Zimbabwean man, Lovemore Sithole, has been convicted in Botswana for selling his 6-year-old stepson to ritualists for approximately US$15,000 (200,000 Botswana Pula). The child’s remains were discovered a month later, and DNA testing confirmed the identity. Sithole’s case is a disturbing example of the desperate measures some individuals may take. In the early 2000s, many Zimbabweans migrated to neighbouring countries in search of better opportunities. Unfortunately, some have been implicated in criminal activities, tarnishing the reputation of their fellow citizens.
ZODWA ZANGA ZANGA ZANGALEWA MARI YAKE NDEYE HU GEBE GEBE , HAIZI STRETi !!!! UDZAI VANHU CHOKWADI KU TWITTER , KWAKUNZI X UKOOOOO!!!! WHY SHUGA KOT THE TRUTH !!! ZODWA iMHANDU YEDU UYU , NDIYE AKUBATSIRA KUTI ECONOMY YENYIKA IPARARE!!!!Drug dealer nemhondi same same ...Mondi irinani inouraya once mweya wozororaHANZI QUEEN MASIRIRA , i got calls from my bhururuz in ZANU-PF , CCC & MWONZORA'S party 🤣🤣🤣 !!!! TRUE dat ndanga ndasirira an important piece of information🤣🤣🤣 ZODWA na Gina they DHIRAGI MAFIYAS , zvozikanwa nemunhu wese izvozvo , I DONT JUDGE PEOPLE'S BHINDAUKOs BUT LETS LEARN TO SAY IT AS IT IS NOT KUNYEPERA VANHU . &nbs
Dear Family And Friends, Ndawirwawo Nedambudziko Ririkundishungurudza Moyo. Vaviri Ava Munongozivawo Moyo Wekubetsera Vakandisvikira Ndiri PaKwame Mall Vakachema Zvikabata Moyo Wangu Vachitaura Matambudziko Avaive Nawo Semurume Nemukadzi Wake Vechidiki . Zvadero Ndakazovabetsera MeAccomodation Mumba Mangu Mandinogara For The Past Three Week & Some Days. Zvaizivikanwa Nani Kuti Kurera Imbwa Nemukaka Mangwana Inogona Kukuruma. Now Ndiri Kudzoka Kumba Midnight 12:44midnight Ndichibva Kubasa Wanikwe Mumba Hamuna Vanhu Vatiza. Dai Vaenda Havo Vasiya Zvinhu Zvakakwana Ndaiti Hazvina Mhosva. Zvino Vandiparadzawo Vehama Wee, Vandibirawo Laptop Ye Samsung Ne $1100 UsD . Mari Iyi Ndiyo Yandachiti Mainini Venyu Vanga Vari Grade 7 Vazowana Kuenda Form One. Laptop Nd
R.I.P big Sister warwadzisaKuK tarasikirwa nemusikana uyo anonzi Stephaniahaaa Stephany aita sei nhaimiSad news.Gone to soon my sister Stefi.I cannot imagine that patauya a few days ago kumba kwenyu kwaitova kuonekana.I am out of words.RIP
Senzeni wamuka sei?.Saka iwe naShoni wako mukureva kuti zvese izvi raiva skit nhai Senzy??.Makaoma henyu mudiro wacho wefemu huye bodo...Anyway mwana ari sei?.Arikukura here wane nguva usina kumboratidza asi akuita achifanana nebaba vake kani?.Wakutyaka kuitirwa grid remwana nababa vake chaivo...Ko kuchando wakadzoka nei??. Izvezvi wakatotsvaira kamari kese kawakawana ikoko.Wakaiteiwo chinobatika?Ndakuona wakapfeka kahembe kanenge nightdress rakacheka nyika ndiko kwawapedzera marika uchitutana nezvisina basa..Sorry mibvunzo yawandisa nguva yareba.Love you long time Senzy mwa mwa😍
Cheava 2 Machiona Here Vachilambasta Musikana 1 umwe Kumberi Umwe Kumashure 3sum😳😳