Senzeni wamuka sei?.Saka iwe naShoni wako mukureva kuti zvese izvi raiva skit nhai Senzy??.Makaoma henyu mudiro wacho wefemu huye bodo...Anyway mwana ari sei?.Arikukura here wane nguva usina kumboratidza asi akuita achifanana nebaba vake kani?.Wakutyaka kuitirwa grid remwana nababa vake chaivo...Ko kuchando wakadzoka nei??. Izvezvi wakatotsvaira kamari kese kawakawana ikoko.Wakaiteiwo chinobatika?Ndakuona wakapfeka kahembe kanenge nightdress rakacheka nyika ndiko kwawapedzera marika uchitutana nezvisina basa..Sorry mibvunzo yawandisa nguva yareba.Love you long time Senzy mwa mwa😍
Cheava 2 Machiona Here Vachilambasta Musikana 1 umwe Kumberi Umwe Kumashure 3sum😳😳
🕊️Our deepest condolences to socialite Kingress TV.. adzurirwa page rake na sekuru Zucker nenyaya yekuita content yezvinyadzi🕊️Mai Rokadhiya nhasi varikufara zvedii.. nenda small house ya baba Rokadhiya Kingress TV kahure lite ako kekuputsa imba ya Mai Rokadhiya iyo nenda yekuhura na Baba Roka.. kadzurirwa page na sekuru Zucker nenyaya yeku poster zvinyadzi
SAD💔 | A Chiweshe man is currently on the run after he mistakenly kiI...ed his two-month old baby. Tapiwa Masache (26) fataIIy struck his two-month-old baby on the head with a wooden log. Masache had intended to assauIt his wife with the log during a domestic dispute but missed her. The baby was rushed to a hospital in Glendale but was pronounced de@d on arrival. The incident occurred on November 24, 2024, in Kodzwa Village, Chiweshe. The suspect is currently on the run. Ane picture raTapiwa Masache please add muComments section abatwe munhu uyu.
I blame Tanya ndiye ane influence yechi ghettoChiuno chikati wambotaura nani kuti uchandizunungusaThese days chighetto chikuwanda poki wandoziva is very demureVari kuti ane chiuno chakaoma iwe hautogone kumira wakapfeka bhutsu iri kugumbo Kwake unenge watodonha usati wapedza kupfeka kuzoti kutamba kwaari kuita hatichataureIvo vanoti chiuno charamba ndo type isina kana dhora inopedzera shungu mukutamba zvekuda kudaidza varume....wagona Poki usatambe kunge benzi
I hate this people havadii kushanda kunyanya maNdebele ekumusha marukasiIvo vagura munhu Havana kutotanga ipapo navo chivindi vachiwanepi hachisi chekutotanga apaVamwe vanhu vanorwara brain kuti mushona kana mundebele hazvikupi profit vese vanobva kuZim mosva yaparwa nemuZim hakuna jere ramandebele ega ndozvaunofanira kuzivaSaka akararama her munhu uyu saka vakagura vacho hanzi vanosungwa her ava vanhu vanojsiya vauraya ngavaremadzwe Havana basaApa anozviiya madzibaba muchinda uyu ndomuziwa waida kutiyambinza pandakambo deporte.twa last of last year wanouya nezvimota paya pqnosvikira wanhu wachibva kuno ku south
Ndakadanana nababa ava vanonzi Tichakunda Chitsinde kubva early this year vanoti mukadzi wavo akafa akaisirwa mushonga mumaheu nesister yake,then July vakati vanoda kuisa tombstone paguva rake ndikavapa $250 vachiti vaizodzora imwe 100 ndakatokwereta kudad vangu sezvo pamba pedu akange avekusvika,inini kuhama dzandakaratidzwa hadzisi hama dzavo vakandiendesa kumaclassmates vachiti masisters avo, mari yechikafu ndaivapawo vachiti nherera dzako hadzina chikafu, ndakazotuma tuma youngest wangu kumaraini kwavo ndichiti anotsvaga information because pane zvakange zvakushupa to my surprise akaudzwa nevemuraini kuti munhu iyeye anogara nemunhuri yake inini ndakaudzwa kuti ndogara nevabereki so kuti usv
Bishop TD Jakes Adapts After Medical Emergency Dallas pastor raises health concerns after recent incident during Sunday service Bishop T.D. Jakes faced a concerning medical emergency during his sermon at The Potter's House Church on Sunday, October 22, 2023. A video clip went viral on social media, showing the influential Dallas-based pastor delegitimizing himself from the pulpit to the floor during his address. The audience was visibly startled as he stumbled, falling off the stage. This incident has raised concerns among his followers about his health status. While the exact cause of Jakes' collapse remains unclear, early speculation has led to questions about the possibility of a stroke. These concerns prompted The Potter'
Politics is a dirty game lolKaye ndokatsotsi kupfura mamwe ma opposition parties ese manje kakaramba kakadaro kanogona kuitonga nyika nhema dziripaye mmm surrend 🤣🤣🙌 musandituke kutaurawo chokwadi Ndoyaarikushandisa kuenda kwa Mtare kunotora mapictures obva aposter achit i love nature from day one 😅😅😅Kana yava muhomwe make yava yake iye ndiye anoziva zvakakosha kutenga mota or kutanga business or kuvaka imba
Itwo tuma roll on itwotwu twuchatinetsa muvakadziVakatosv.rana nalorraine hona smile yemunhu asvirwa nyoro HAMA DZA A FIRIPI DZOUYA KUTAURA CHIHURE CHA VAMATARANYIKA🤣🤣🤣 UK MUGARE MANDIPA INFORMATION YAVO , NDIIMWAYE MWAYE🤣🤣🤣 HANDITI MUSVIRI-STIYA ,NDOKUDA KUTI MBIRI YECHIHURE CHENYU ISOSERE🤣🤣🤣🤣 HURE RUME PFUPI REKUPONZA ZVIRUNHA🤣🤣🤣 #fypシ゚ #DISCLAIMER :THIS IS MY ORIGINAL MUSIC PLAYING IN THE BACKGROUND !!! #HÖMWE_IHOMWE👏👏👏kune bhazi rinonzi matemai ku gv uko na Kwini same same😂😂😂...ana Matemai sarenda