Monday, December 29

News News

December 16, 2025

Musikana Obatwa Aba Nyama Kumba Kwe Boyfriend Zvinonyadzisa

my EX girlfriend visited me last night so today in the morning she was taking a shower and I searched her bag and       found my chicken feet but don't worry guys I took them back coz we are still on December I don't play with food  

December 16, 2025

Tsaona Chinhoyi Road Lorry Remajecha Kukonzeresa

Pane accident yaitika paNemakonde High, hanzi rori rashaya ma brakes.... more details later.Nemakonde Accident Update:   From inbox:         Yes pakuvara vanhu 3 vanga vari mu mota ye red iyo, asi mumwe mwana ndiye akuvara musoro, then vamwe vakuvara mbichana kusanganisira nadriver weka Nissan ako ke blue. Vemu rorry rejecha vangomarika zvigunwe chete.         Edited by Chinhoyi TalkerEspecially zvimatruck zvosenga mavhu izvooo aaaahPamba pedu papindwa mu Durawall apo, pararamwa ne Nyasha.

December 16, 2025

Check Hama Dzenyu 7 Vatisiya Ku Chegutu

SEVEN KILLED IN PICKSTONE MINE COLLAPSE IN CHEGUTU   What began as a desperate search for survival ended in tragedy on Monday evening, when an open-pit mine in Pickstone Ward 5, Chegutu, collapsed, killing at least seven people and leaving two others with minor injuries.       Mashonaland West Provincial Affairs and Devolution Minister Marian Chombo has since visited the scene, providing official confirmation of the incident as authorities move to assess the circumstances surrounding the deadly collapse.         According to preliminary reports, the victims were part of a group of illegal miners who had undercut a high wall at the edge of the pit, triggering a sudden collapse. All seven died on the spot, buried beneat

December 16, 2025

bus was travelling from Cape Town to Zimbabwe Tsaona

This unnamed bus was travelling from Cape Town to Zimbabwe. It broke down in Worcester, Western Cape, about 110 km from Cape Town. The passengers have been stranded there since Sunday and are still in the same place. The bus staff are not giving any helpful information. Please be careful when         choosing which bus to use during this festive season.Machinda acho ane rafu futi..zvimabhazi zvinomukira muma holiday zvonetsa...yaendepi zvayo Munhenzva inongotsva payadira kana kubheuka

December 16, 2025

BREAKING: Mukadzi Abiswa Hembe neMaHwindi Nekuti Ainge Akapfeka Dress Ine Long Vent

Inyaya yave kutsvaira pa social media nhasi mushure mekunge mufananidzo nemavhidhiyo zvabuda zvichiratidza mukadzi achisundidzirwa / kutorerwa chiremera nemurume kana vakomana nekuda kwekupfeka kwake dress ine long vent (slit) — chiitiko chiri kukonzera gakava guru online. Video WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb7MByY1NCrNYEU4R104 Zvinoenderana nevanhu vakapotsa vaona chiitiko ichi panzvimbo, mukadzi uya akanga akamira ega pa3pm pedyo neCBD apo murume / vakomana vakatanga kumushora nekutaura zvisina kunaka nezvemaitiro ake ekupfeka. Zvichitevera, akamuwadzana, zvichikonzera kuti vanhu vazhinji vabatane vachikurukura nyaya iyi paTikTok, WhatsApp, X (Twitter) neFacebook  

December 16, 2025

Mbavha Dzemabag Dzabatwa KuCape Town

Vafambi vakawanda vekuCape Town vakafema mushure mekunge mbavha dzaizivikanwa nekubira mabhegi (mabag) kuma bhazi dzabatwa. Zvinonzi mbavha idzi dzaishanda mumapoka, dzichinyanya kunanga vanhu vainge vakatakura mabhegi kana mafoni, zvikuru panguva dzekusvika nekubuda mumabhazi. Kwenguva yakati, vafambi vakanga vachigara mukutya, asi kubatwa kwevanofungidzirwa ava kwauya senyaya inofadza kuvanhu vakawanda.   Zviremera zvemuno zvakurudzira veruzhinji kuti varambe vakangwarira kana vachifamba, vachichengeta zvinhu zvavo pedyo uye vachireport-a zviitiko zvinofungidzirwa. Vanhu vakawanda vataura pamadandemutande vachiti chiitiko ichi chinofanirwa kushanda sechidzidzo kune vamwe vanofunga kuita mhosva dzakadai. Panguva imwecheteyo, vagari vari kukurudzira kuenderera mberi kwekuchenget

December 16, 2025

Mai Nga Shows Off New Boyfriend, Kapfupi Manhanga Matete

Zimbabwean social media is buzzing after Mai Nga took to her platforms to proudly show off her new boyfriend, sparking widespread reactions and heated discussions online. The posts, which quickly went viral, showed the couple looking happy and confident, with fans and critics alike flooding the comments section with mixed opinions and humorous remarks. As the story gained traction, Kapfupi’s name unexpectedly trended, with some social media users dragging his past relationship into the conversation and making light-hearted but controversial comments, including jokes referring to “manhanga matete.” While some fans applauded Mai Nga for moving on and choosing happiness, others felt the comparisons were unnecessary, calling for respect and maturity in online discussions.

December 15, 2025

Doek and Slay Hazvina Kuzopera Mushe Chiiko Mazimba

@December hun????:Midzimu yeblack label nhy Jehovah ?????@ca.milla:??midzimu yacho ikubuditswa nemagitare zvese ne@Esibae02???:????       Kwanga kune mabasaNo child is going to separate me from my happiness nhasi ndomubereka uku coolerbox iri mumusoroNo one whatsoever is wearing a doek. Therefore what is the doek theme for?            Or is this another way for women to express their latent sense of promiscuity, because, I fail to understand it that you call it doek....but no one comes wearing doek.mbira??

December 15, 2025

University of Zimbabwe Student’s “Bota” Video

A University of Zimbabwe (UZ) student has gone viral on social media after a video surfaced showing the student “achidya bota” ku Doek, Video WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb7MByY1NCrNYEU4R104 a popular student hangout near the UZ campus. The short clip, which has been widely shared on WhatsApp, Facebook, and X (Twitter), has triggered mixed reactions from viewers, with some laughing it off as harmless fun while others criticized the behavior as embarrassing and damaging to the university’s image.   Social media users were quick to turn the incident into memes and jokes, while some students defended the individual, saying campus life comes with pressure and young people sometimes make mistakes. Others called for students to be mindful tha

December 15, 2025

Musikana Adyiwa Bota Ku Doek & Slay

Social media is buzzing after a young woman became the center of heated online debate following a viral story linked to popular nightlife spot Doek & Slay, where she was allegedly involved in an intimate encounter that quickly became public gossip. Video WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb7MByY1NCrNYEU4R104 The incident, which many say highlights the risks of nightlife exposure and privacy breaches, has sparked mixed reactions—some criticizing the spread of unverified stories, while others urge young people to be cautious about their choices in public spaces.   As the story continues to trend, many Zimbabweans are calling for respect, responsibility, and restraint when sharing sensitive content online, reminding the public that viral moments can hav

11 12 13 14 15