As the world commemorated the first anniversary of the death of rap star AKA on Saturday, police said they have made progress in his murder and that of his friend Tebello ‘Tibz’ Motsoane. AKA and Tibz were gunned down in an apparent hit outside the popular Wish restaurant in Florida, Durban a year ago. Police released a statement on Saturday saying the investigation in the murders was at an advanced stage with some suspects already identified. “The SAPS acknowledges and understands that this is a very sensitive matter, and we would like to assure affected families and the public that in the past year we ha
Chelsea pora shaaaa usarwadziwe ๐๏ธ๐๏ธ๐๏ธ๐๏ธ๐๏ธAsi Chelsea amboti arwadziwa here ndopamune problem maZim mongo funga kuti ma baby mama vanorwadziwa maya munhu anenge atori busy kunakirwa nehu single mama asingato funge baby daddy newife yavo e Asi Chelsea amboti arwadziwa here ndopamune problem maZim mongo funga kuti ma baby mama vanorwadziwa maya munhu anenge atori busy kunakirwa nehu single mama asingato funge baby daddy newife yavo e Haana kana basa nazvo Chelsea uyo achatozoroorwawao agotoitao imba yakeIt's funny how people seem to hate vanhu vari happy muma marriages avo ๐๐๐ &
SPAR employee has not been fired,boyfriend in hot soup for leaking the video..read moreSpar says they agree with Women For Change’s sentiments that “She didn’t do anything wrong! She definitely did not consent for the video to go onto social media! The person who leaked the video is the one who needs to be held accountable! They further say they’ve offered her counselling and support during this difficult time. # that’s what we needed it’s enough we can’t have men leaking our videos and get away with it ,when we like or love we trust so men must respect that
Vana vadiki vari kupera veduwe vabereki ndivo vave kuviga vana๐ญ Pane musikana uyu anonzi Nyasha Muvoni N aita accident Pana Corner Strandfontein Road na 11 Avenue Eagle Park, Capetown SouthAfrica akafira ipapo,anga achifamba arimuneimwe mota ndobva yarohwa kuside raanga Ari Kuma Past 4pm ,9 Feb 2024,kana pane vanomuziva.
Mazvionawo Here Zvataitirwa Na Seh Calaz Mubhanditi Toona Zvombo Zve Iraq ๐ฎ๐ถ ka mufec anovapa ndokaziva kanobheja 100 kuti hapana ane mb#ro seyakeNdosaka Ane vana hobho ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ
Highfield man commits suicide after wife catches him sleeping with another man.Roy Joe Gono the deceased was married and a Soldier allegedly drank poison at his boyfriend’s house in Highfield. funeral already started. We are still gathering more information but our sources said he will be buried in Mhangura.
Vanga vasina kundzwa ma audio Marve achiudza mai va poki kt stay in ur lane ayo,vamwe tirikuziya kt mamandzwa siyai vasina vandzwe,otoisa pandzeve volume iri too lowI'm team Marve haaa Pokello wanya waiti wakagona kutora murume wemunhu nhasi watiregwa nehama yako for that matter ๐Imi rege zvinzi mumadzinza umu makatakura kurema shuwa. Ukaona tete voudzwa zvehutoxicity nechana chevahanzvanzi then where is the lie.... tinozviramba zvemumba mavo izvo zvaunzwa newehukama hwepadhuze kudai tisu anani hedu.. Asika let's preach love and support in these families. Zvecompetition kazhinji ndozvinozotisvitsa apa. Tete vaifanira kutora mwana wehanzvadzi yavo vogarisa
Denis Mukono commits s~icide and asked to be buried on Valentine Dayyoung teacher Wednesday, February 7, committed s!ic~de after he was rejected by his ex-girlfriend. In a note left behind, Denis Mukono Mwaniki remarked that he could not envision seeing the girl fall in love with someone else hence the decision to take his own life. The young man further laid out details of how he would want his sendoff to be conducted indicating that he wanted to be laid to rest on Valentine’s Day, February 14. “Just decided to rest in peace. I have tried all means but it has been in vain,” the suicide note read in part. He further left the contacts of his girlfr
Evangelista Hanzi Lorraine Guyo Idako Mhata Yemunhu Inovhaira Apa Hauna Mari - Nelia Kadungure Imbinga and Very Humble Ndimi munoda kwidza wanhu ndege dzemashanga chii chinonzi lorain Chaishamisira paNandos ye6usd chiiko, akadiu kungoti okay mirai tipedze kudya Azoonekwa ainewe nyaya dzacho dzaizobuda nepamwe ur behaviour shuwa haaite kuti aite associate with youwho wouldn't be embarrassed kuonekwa ainewe ๐น๐น๐น๐น Loraine akagona
To me this one is like i own a car,ndikashaya this one pangu pandiperera nekuti ndiwo makumbo angu iwaya.i’m now dreaming this as my third electric wheelchair,andisati ndamboimba hangu kuma rallies eZANU PF kwete nekusada asi andisati ndambodeedzwako. Nhasi ndauya kwamuri Sir Wicknell mukandibatsira ne this gift it will help me survive for the nxt 3 to 5 years nekurerutsa mutoro kuvabatsiri vangu. Hama dzangu help me kusvitsa chichemo izvi zvava zvehupenyu kwete majokes atinomboita aye. Take note this wheelchair is not for luxury but is for life or death