Air Zimbabwe Kukwira Munhenzva Kurinani Ndege Yanga Yave Kudonha Vanhu Kunamata Kuchema Nendimi Zvinorwadza Mudenga Hamude Ma Funnies Kudonha Nekufaa. Zvionereyi mega vangu vachinamata ndege yarohwa ne turbulance. Air Zimbabwe Kukwira Munhenzva Kurinani Ndege Yanga Yave Kudonha Vanhu Kunamata Kuchema Nendimi Zvinorwadza Mudenga Hamude Ma Funnies Kudonha Nekufaa. Air Zimbabwe Kukwira Munhenzva Kurinani Ndege Yanga Yave Kudonha Vanhu Kunamata Kuchema Nendimi Zvinorwadza Mudenga Hamude Ma Funnies Kudonha Nekufaa
😳😳😳Maitt Vonzi Gongo Rake Rinenge Mutsomborombo Ndakariona Guru Riya Nderake Akaroyiwa Namai Vake Be..che Paakazvarwa Kunge Anemache.nde Mubhurugwa Anopfeka Bhurugwa Rakafanana Nera Evanjelica Nekuonda Kwaakaita Mheche Kukura Semapapu ndakamuoma Ko iwewe zvawaka ratidza vanhu zvidhori ungati masau ari pazuva kuita kunge kumashure kwekudo kuderoKunyepa hapana munhu anombokusheedza kuti huya undibetserevo anenge achida kubetserwa chii mukadz mukuru Ketty Masomera haufanire kuenda kudzimba dzevanhu cz unotaura zvisirizvo nekuda kwemaloves nemalikes. Iwe ndiwe unezigondo rakashapa
Ketina and Witness Votaura Maitt Vachapinda futi Mujeri Imii Hezvo Vakuridzira Vanhu Pfuti Vakauraya Vanhu Vakafushirwa Imi Kaaa 3 July 2021 Akauruya Vanhu Vakafushirwa 😳😳😳😳😳 Mai tt u can't make us stupid here on social media oky is there anyone akambouuya mu life mako akabva muchiwirirana only talk bad about every person aneakambouuya mu life we are not stupid we use common sense why iwewe pavanhu vese vanouuya muhupenyu hwako uriwe unongotadzirwa kushaya kana one wawakambo taura good always bad stupid yemunhu ndiwe problem iweweNo smoke without fire I rest my case karma.Dzimwe nyaya dzinotanga sekuseka motozoendesa munhu kujeriSaka pamwe ndo
Uone karume kacho kanenge achirwirwa 😂😂One two things I will never do in my life drinking poison or killing myself and fighting for man thuuuuu I rather fight in prayer so that mom will have long live on this earth Ummmmm vanhu varikushaya zvekuita ndazviona , nguva yamurikupedzer kuzvinhu zvisina bsa mukatsvaga bizimisi rekuita munobatsirika.Ahhhhhhh izvi zvakufanirwa kuchisungisa manje 19 years urimo without bail Zvimwe vakadzi tinganzwisise kuti kurwira murume it's a No No....... Mosiiwa mese futi after kunyadzisana kwakadai😏
Zvagara ndingori nzvenzvana Saka wabata vekwedu tokubatawo. Sekuru Gudo ngavapare mhosva ayende kuJeri ndopauchaona kuti munhu bho and fresh manje uyu. kuJeri hapana zve denial nekuramba kunwa mishongwa. Uko vanokupa on right on time. Inonzi adherence to meds. Hamuna kuona kuti uya uya akabuda arifresh and we'll collected? Akutanga kakurwarara nekupenga kuita verbal diarrhea nokuti she's no longer taking them zvakanaka (tisataure mazita) clue:- mota ndeyako? Passport ndeyako? Ko license ndeyako?Zviriko in every familySekuru baboon munhu we doro I think thts why vakasakanika
Uyu haawoneke kuti Murume uyu. zvatosiyana nasis baTanya ukatarisa zirwoko rwavo nezitsoka unotowona kuti murumeApa I best friend yamai ED asi zvonzi hazvibumidzwe munyika , enwer ngatisataureyi maZita kwacho nekuti mutemo wekwedu wakarerekera divi rimwe 🤫 I don't think women are pressed by this , if he/she is such a catch why don't yall men go for it lolndopaunoona isu vakadzi tichipiwa shoka inenge chivharo chepoto murume achiita kupiwa yakanaka chero zvigunwe zvemumaoko haungati murume zvevamwe vakadzi kuita tsoka yejongwe rakwegura Ndaona vamwe varume vafainter kuma one night stand uko. Sazita vangu Silas vatova Sally like play like play. Nerate
Kutadza kuenda kumwana wake busy newa bee ayaa vanhu vari ktii hee haadi kumuposter unganyare kuposter mwana wako uchiposter wevamwe kumwana wake haasati asvika hake ndochokwadi Ndopaunoona kuti rudo hamuna moitira malove nemalikes...mwana wabee ahokosha kupfuura mwana wako??tusaskamu...iwe sastep father kutadzawo kuti ngatiende nemwana wedu bby wangu amboona dhorobha 🤔🤔🤔🤔 Unotiza nemwana wabee ko wako🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂 ndaizviziva chete kuti ichataurwa nyaya iyi maita basa a lullu Dai akambotendererawo naye uzomudzosa kwagogo hake kkkkkkkkkkk
Aiwa ndri kufara muskana ari kufara kuno Congratulations Tariro🥳🎊🎉 Mwari akanaka veduwee💃💃💃🥳🥳🥳 nhasi ndezveduwo Holy Gumi waifunga kuti zvawakasvipa Chelsea sembwa achashaya anoroora manje wakaura.Zvaendwa.Makorokoto Chelsea😍❤️😍 Congratulations just hope it's genuine and real not zvekuda kuprover because it might become worse
Holy Ten appreciating Sir Wicknell 👏🏽 "Chakanaka chakanaka mukaka haurungwe munyu ,Local Artists are waking up driving bigger cars than some international artists. Big up Sir Wicknell." #cprincesontv #cptvupdates Very soon ukupihwa yako i can see wakumbirira pachikuru , visit victor Manje waari kutaura uyo anodya zvake kwete kukumbira kwauri kuita uko horoten
Sir Wiknero svikai paMbare apo nekukasika Benz iya yakuitwa mushika shika Mbare to Fio.Manje manje inenge yakutonzi yafa.Itorei mumupe kaHonda fit. Haana bren Calaz wacho.Ndiro uka piwa zvava kwauri pama shandisiro chero ukada ku oresa marara ndiwe imi vegodo morwadziwa nei Sir Wiknero svikai paMbare apo nekukasika Benz iya yakuitwa mushika shika Mbare to Fio.Manje manje inenge yakutonzi yafa.Itorei mumupe kaHonda fit.Haana bren Calaz wacho.