Thursday, January 16

News News

March 03, 2024

Hazvina Kumira Mushe Holyten Outwa Kafira Mberi Nema Shurugwi Akuvadzwa Mukomana Nhaimii Chii Chakadaro Zvonzi Magafa Azviita Avekuchipatara

Holyten Obvisa Mazino Ese Epamberi Nekumamiswa Pakaipa Akaridza 2 Minutes Show Ku Zvishavane Radio Achidhindwa😳😳😳           Holyten Obvisa Mazino Ese Epamberi Nekumamiswa PakaipaMashurugwi anoda miseve izvo zvana Holy ten havazvinzwisise Tongai Moyo chete ndiye aidiwa ukoTongoti Rest in peace ere kana wayenda ku coma bcz mahwindi ndiwo aneyese ,we Link ndiwe wasara kutemwaaa ngezvimatumbu               zveKambuchaaaUyu anono fira mberi ummm parohwa munhu apoHolly holly holly ten hw mny tyms dd I call u bvisai ese pliz mazino acho URI pwere na wicky Dee iweSometimes its not abt             zanu bvunzai shinso pakadhakwa akatadza ku

March 03, 2024

Maitt Voti Fungai Mutisi Madam Boss Handikukwatei Muri Magoritoto Kuoindura Ndendichitoda Asi Handisi Kuzoita Live Ndine Brand To Protect

Kupindura nekurwa tetichitoda but tozofunga the type of people we now hang out with uye the type of jobs we have uye the type of association otoona kuti rega magoritoto ayite they got nothing to luz.           Imagine losing contracts and loved ones because you want to prove a point . I respect where my bread 🍞 is buttered these days . I shall not stoop low to do a live stream to respond to a person who is hurting because my life is getting much brighter by the day . Evooo kwamatatai mega ana pertunia live               yekukuundurai haiskuzouya but zivai kuti hamutyiwe plus hamuna basa. Chero mukaunganidza MaEx kuti handeyi kuhondo marutsi angu aye zvongoratidza kuti they haven’t

March 02, 2024

Vanhu Kuuraiwa Senge Huku Ku Thembisa Pamasowe Nezuro Pafa More Than 20 Zvarwadza Izvi South African Haachatida Munyika Mavo

Admin ndabatikana nevanhu vauraiwa kuTembisa Clayville kumasowe chiko zvakangooma hazvo.zvirikunzi vanhu vasvikirwa pasowe husiku vakarobhewa vamwe ndokuuraiwa.Vanhu munoshamisa ,instead yekuona kushata kwe crime chamurikuona kushata kwekunamata ,Vanhu varikubatwa ngunzi muma saloons ,muma bhawa ,kudzirufu ,muma pentacostal ,pese               zvapo ,asi busy kushora masowe ,Zvimwe ivai nemoyo kwete kuda kungonzi ndacommenter.Guys muno dzangova nharo kuno chero mumba varikuuraya kuno Middleburg Sunday night vakauraya vamwe baba pamba Pavo pavanogara vakatora only 120 body yavo yakatoenda Zim for burial that was very painfull. And that same night vakatombozama imwe luckily            

March 01, 2024

Mashura Chokwadi Ungauraira Mukadzi Nyaya Yakadaro Velani Sibanda 26 Oponda Kucheka Cheka Hillary Ncube Mukadzi Wake Anga Anenhumbu

A man from Bulawayo who allegedly killed his pregnant girlfriend suspecting her of having an affair with another man a few days before he was due to pay lobola for her has been denied bail by the High Court.             Obvious Velani Sibanda (26) allegedly killed his girlfriend Hillary Ntando Ncube when she received a call from another man suspected to be her boyfriend.   The two were in talks for lobola payment to formalise their relationship.             As reported by the Southern Eye, Sibanda through his lawyer Brian Robi of Dube Legal Practice filed an application for bail at the High Court pending trial.              

March 01, 2024

Ma Nurse MuHarare Achema Chema Murikutengera Ma Chief Mota Tisina Ma Gloves Avekuita Straiki Vamiswa Ipapo Ipapo Ne Police Na Minister Douglas Mombeshora Vakanzi Tirikukuzivai Zvinorwadza Izvi

The Minister of Health and Child Care Douglas Mombeshora has dismissed plans of a strike by public hospital doctors and nurses saying “no well-meaning Zimbabwean” will go on strike when the government was looking into their grievances, reported ZimLive.             The Health Apex Council on Tuesday said its members will embark on a strike from 29 February to 02 March if the Health Service Commission continues ignoring their grievances over low salaries.           But speaking to journalists on the sidelines of an annual progress report meeting on patient safety in Harare on Wednesday, Mombeshora said the organisers of the strike were invited to formally submit their grievances to auth

March 01, 2024

Chamisa Ane Dambudziko Chairo Ave Kuti Madzibaba Veshanduko Hameno Zvaari Kuita Ne Blue Ini Handina Party Zvaikozvino Ndirikuita Zvekunamatira Nyika

Former Citizens Coalition for Change (CCC) leader, Nelson Chamisa, has said he is not involved with any current political organisation or movement.   Since he resigned from CCC on 25 January 2024, Chamisa has not publicly stated his plans despite some of his key allies such as Amos Chibaya, Gift Siziba and Prince Dubeko Sibanda holding mini-rallies where he is eulogised.             Chamisa deposed an opposing affidavit at the Bulawayo High Court on 27 February 2024 in response to Sengezo Tshabangu, who, posing as the interim CCC Secretary General, filed an urgent chamber application in early February to recover the party’s provincial offices in Bulawayo.              

March 01, 2024

Mhondi Marobbers Aya Abatwa Pa Toll Gate Vaba Mazimari Vasiya Vacheka Cheka Vanhu Nemachete Jacob Danda (36) Michael Moyo Joseph Ushe) (27) Tinashe Marufu 23 Prince Ncube (37)Vanoudza Vamwe CID Mutorashanga Ndokwavave

Two suspected armed robbers were arrested at a toll gate along the Mashava-Mhandamabwe tollgate on Monday leading to the recovery of property worth over US$15 000.           The arrest of Jacob Danda (36) and Michael Moyo (also known as Joseph Ushe) (27) at the tollgate led detectives to their accomplices, Tinashe Marufu (23) and Prince Ncube (37).             The robbers, according to police, used juju to avoid being caught.   As reported by The Herald, suspects have been linked to 19 cases of robbery and two cases of housebreaking and unlawful entry in Masvingo City suburbs of Victoria Ranch, Rhodene, Clovery and Zimre Park, as well as other towns and cities in the country since

March 01, 2024

Mapurisa Acho Kana Ave Akutokonzeresa Njodzi Muma Road ZRP Vehicle Yoita Headon Collision Ne Trip Trans Bus Harare-Chirundu Road Pafiwa Zvekuti

Four People Killed As Police Pickup Truck Collides With Trip Trans BusFour people were killed along Harare-Chirundu Road on Wednesday when a police pickup truck collided head-on with a Trip Trans Bus.           The Zimbabwe Republic Police (ZRP) confirmed the accused which occurred at the 65-kilometre peg along Harare-Chirundu Road.   Four other people died whilst 13 others were injured in another road traffic accident which occurred around 3 PM on Monday at the 113-kilometre peg along Bulawayo-Victoria Falls Road.             Police said a Toyota Quantum vehicle with 19 passengers was involved in a head-on collision with a Sino truck that had four people on board. The ZRP posted on X:

March 01, 2024

Greatman Achatitadzisa Kupinda Denga Oti Ndini Chirema Chinotema Vanondinyima NAMA Awards Nekuti Havazogone Kundinokora Tsokaa

Congratulations Chirema Chirema AKA Baba Kaka iri Award iri hakuna mumwe munhu anokwanisa kurihwina kunze kenyu chete Bro 🔥😅             Vanongoda kupa maAwards kuvanhu vavanogona kunokora tsoka mxm. Uri wangu iwe               Haaa ndokufarira Greatman I always check for you pasi pefoit bridge apo ndopfurq ndokuona hangu ndosekerera uchiimba ndoenda hangu unospaka thanks for your humour unorerutsira vakawanda

March 01, 2024

Kimberly Richards Mukadzi Wa Holyten Akungozvinyadzisa Otuka WinkyD If Ini Nemurume Wangu Tichiwana 1 Million Views In 2 Weeks Tingatadze Nei Kukupedza Hazvina Kuzopera Mushe Hazvo

Pa 1M ipapo 850K viewers are actually Winky D's fans who wanted to see kuti what is it chamaiimba chingapedza Winky DSkin ndeyeku Avondale Chirungu cheku Epworth. “Me and my Husband”🤦🏾‍♂️                   Zvinonzi My Husband and I nhaiwe dhokororoNyangwe makahwina ma awards thousands Winky D Bigman remains the same mapanga enyu             achagomara Winky will remain the Same so garai Pasi Poor Kimberly.neiyo face inenge chembere imboenda Kwa sekuru Tasvu unobatsirwa maererano ne face Yako wozodzoka tseki

95 96 97 98 99