TujhjnnThe Hollywood icon was also known for his role in Die Hard 2 ❤️Shame. He was a great actor. Watched him all through my childhood. 😞
Mazuvano hakusikufiwa saka hakuna Mari,Ndokumbirawo minamato yenyu business risimukeKo pandatumira 1000 mapasiya varoyi musadaro.
Hodhii pano. Nhaimi asi kuDubai Kune dzimba dzine mukati makango fanana nemuhotera here? Thanx kune vacha betsera kudzidza hakupere.Haasi ma fully furnished here ekuti it can be a hotel or house unozvibikira depending nemari yako
Mai Nyathi is not ok. Nezuro ndakambogaya kuti kuneta but nanhasi smile yavo vari kuita kuimanikidza and varikutoonekwa kuti pane zviri kuvanetsa or kuvarwadza. I wonder what's wrong with her. I started noticing this a few minutes star party yavo yatanga. Maybe kune zvakaitika before live iyi or chiiko handizivi but vanotaura navo vari close kwavari vabvunzeiwo kuti are you ok. Titori concerned zvekudaro . What's wrong with Makhoti guys? She looks sad and miserable. That's not the Makhoti watajaira uyu. Chii???
Tinzwewo Makazen Mukadzi uyu chinhu 1 chete chaarikuda kuna Baba Harare. Ende haisi mari because she comes from a rich family. Anyway Makorokoto kwacho.
Poky , no no no USAREGERERE fesi iyo , wakunge chembere. Go ku Turkey unodzorwa mhani???? You want ME TO GIVE YOUR CROWN kuna #Lumi ????? Make a plan , UNONOTAKWA KU TURKEY , FESI YAREMBERA too much food KU STATE HOUSE UKO🤣🤣🤣🤣 Jean skirts haikufite ,you were giving vibes dza Runner we Bhero , NO NO NO🤣🤣🤣 Soko please itai serious !!!! #fypシ゚ #viralreelsシ #Zimbabwe #HÖMWE_IHOMWE👏👏👏Queen never disapoint kani munosanganiswa mese ende havana kwavo futi
That's true she's lacking maturity iye kana achizvigona ngaachigadzirira vana vake zvimwe zvinhu zvavava kutaura Selma and her sister is unnecessary why exposing their childhood vanhu vakura kudaro kukanganisa ehe daisy akakanganisa bt they are being dramatic
We say goodbye to the name Baba Harare harina hu Mwari mukati 🙆♂️. Mukomana ava kunzi King David 🔥🙆♂️. He recently made a shift in his musical career by transitioning from Jiti music to gospel. This change has been marked by the release of his new gospel album, which showcases a completely different sound and style from his previous work. Do you like the new name?