Team sonja tisarwadziwe nezvirikuitwa ne zidzambara mafuta iro,nhasi after marooro ririkutorara raisira Sonja mari yekuenda ku holiday watch the space kana rakapenga ngariite sign the divorce papers😂😂😂Lulu atleast vabereki vako vadya but waroorerwa hama and ana tete avo is fake love they are doing all this kuda kusvotesa Sonja.zii hedu takamirira #3millionyedu##Tingarwadzirwe kuti vatenga madora idzo nhindi dzenyama dziriko. Hande Soja totenga 30cm yemudzonga webeef. Team Sonja hatirwadziwe heduTichirwadziwa neyi?Sonja haana kurambwa akabuda ega mumarriage maringe nezvakasamufadza besides the fact yekuti wicky anemari nhyka ,so definitely kana Ave ready kuroora a noroora zve nhy,ndimi mkuda
This guy lacks respectI feel pity for maInlaws iwayo🤣🤣🤣l dnt think they will be able to say a wordTsano chero mune Mari yakazara motor munotogariswa pasi momboombera izvo zvamakuda kuita ndokuratidza kuzungaira Ikoko ko pride yabvepi nhaimi , wakaronga zuva ndiwe that means hauna chimwe chauri kuda kuita Saka ukumhamyira kupi Zvinhu zvinotonyorwa pasi vanhu vachitaura zvavari kuda hakusi kutenga motor , panotoitwa tsika chaidzo kusara kwekunge kwauri kuroora varikutambawo njuga zvavo ndopaunoudzwa total wakarara mumotorThey are so poor, the only thing they have is MoneyI love the straight talk."hanti mwana wenyu ndukumuda.musanditambisire wo time." Me i would say give me the $100k
Sister vedu vakatorwa nevakomana. Please help us find her🙏 Environmental activist Nadia Vongai Mabvirakare was forcibly taken from her home in Chitungwiza on the evening of Wednesday, March 5th, 2025. A police report has been filed at Makoni Police Station under RRB Number 6346710, but as of today, there has been no sign of her whereabouts. Reports suggest that her disappearance may be connected to a group of politicians, including Batsirai Matiza, who initially expressed support for her project but later attempted to seize control of it unlawfully. Upon recognizing their intentions, the Green Rebirth board, where she plays a key role, urgently filed a High Court application to block the takeover. 
Zimbabwe 🇿🇼 Yakagumbuka Kuti Wicknell Anoita Statehouse Kunge Toilet 🚽 Yake President Mnangagwa Vanoita Zvese Zvada Wicknell Apa Ane Nyaya Dzekubira Nyika Mari ⚰️⚰️⚰️⚰️😱😱💰💰💔💔🇿🇼🇿🇼🇿🇼 Zimbabwe 🇿🇼 Yakagumbuka Kuti Wicknell Anoita Statehouse Kunge Toilet 🚽 Yake President Mnangagwa Vanoita Zvese Zvada Wicknell Apa Ane Nyaya Dzekubira Nyika Mari ⚰️⚰️⚰️⚰️😱😱💰💰💔💔🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Muvengi haana simba zvake just 3 days after we released Gore Rino which was produced by Dr Tawanda Music. I am receiving a message that he was involved in a car accident asika. I wish you a swift and full recovery, my producer, and may this experience fuel your resilience and determination to emerge even stronger. #Hatikundikane #TinofambanaMwariAnoeraGod is a lways good and bigger than a situation.. and remember no weapons formed against us that will prosper over our lives.. get well soonAoo my brother im so sorry,JESUS fought for u and he won ,Thank GOD u are alive❤️❤️😞
Mapurisa anoti ari kuferefeta rufu rwemutikitivha wekudivi reCID Homicide, Muzvare Cassandra Hove, avo vakapfurwa nezuro China muBulawayo pavaitandanisa vanhu vanofungidzirwa kuti dzaive mbavha.I am deeply saddened to learn about the tragic passing of Detective Cassandra Hove, who was shot dead by armed robbers in Pumula South Bulawayo last night. She was one of my TikTok followers, and I'm still in shock over this senseless loss of life. I hope the authorities will work tirelessly to bring the perpetrators to justice and hold them accountable for their heinous crime.Famba zvako Cassie Save 💔
The ZRP reports a fatal road traffic accident which occurred on 06/03/25, at around 1240 hours, along Harare-Mutare Road, near VED Mutare. A haulage truck collided with four vehicles and hit four pedestrians before overturning and landing on its roof whil#MCMupdates : Upate from the haulage truck accident Four people are feared dead after a haulage truck carrying cement veered off the road and overturned just after the Robert Mugabe Way/Aerodrome Road roundabout in Mutare this afternoon. Five people are reported to have sustained injuries and were ferried to Victoria Chitepo Provincial Hospital. Witnesses say the deceased were pedestrians wgo met
Mufakose yakutoda kutsanya kuzhinjiA 54-year-old Mufakose man was this morning arrested for allegedly stabbing his son aged 14. Mefias Chimbowa’s reason for stabbing his son Nolan Chimbowa, who is in Form 2, could not immediately be ascertained.Harare provincial police spokesperson Inspector Luckmore Chakanza confirmed the arrest and said Nolan was rushed to Sally Mugabe Central Hospital. The incident took place at a house along Gwenhure Street.Mufakose mufakose week haripere tisina kudza nyaya kubva ikoko. Ko why nhai
Mabrijo aiseka mukadzi wa Nox Guni hanzi na Mwari akuna chakavanzika chisingabude shuwa 😂😂uchiposter mukadzi wa nox kuti atukwe NE comment section inini zvichiri zvakandibata😭Hanzi seka urema wafa
Very disrespectful ichi ! Ndomagariro anoitwa murume arikutora mukadzi mumazuva mashoma arikuteera , kukochekerana netumwe tukadzi 🤷🏼♂️ Shuwa sonja akazvibva zvechidhafu ichi ,…Lulu I cash chete yaakuda I don't think she's all that happyVarume vadhafu madiro avo vakadzi kuenda vachiratidza nyika yese hurema hwemu brugwa 🙌🙌Mari ine minana, iyo cucumber yacho inosvoka here kwainofanira kusvika nenhumbu yema twins 15 iyo yavanayo? Green salad yacho inozonzwika here kana cucumber yongodongorera chete? Ndominana ýacho ka iyi, asi zvirina salad ikasa nzwika iwe hako uchiziva kuti after wapinda machena