Apa unrnge uchitoitora iye kusiya hama dzako zvakaoma . Akamubaya paikoHatisi kuti kuuraya munhu kwakanaka wee asi pane zvaitoitika pane kurwisana kwakatoitika saka umwe akatotangirwa pamwe my advise kuti vanhu hatizvidzorei chero takanganisirana tisagwa hakuna munhu anongouraya munhu panotogwiwa yova akundiwa akundiwa asi chaunewawana hapana mwana asara achingoti wakauraya Baba vangu haaNematambudziko hama ndinongoti mudzima sevakadzi tinosangana nezvakawanda asi ngatisudurukei kana tisisagarisane zvakanaka nokuti hasha kana dzabata unenge usisiri iwe unozo regreta watouraya mumwe wako murume anogona kutouraya mukadzi kwete nekuda itori tsaona inenge yatoitika zvinorwadza izvi.? ?R.I.P Mhuri yekwa Chokud
Sisi vabatwa vaichii shopdambu (shoplifting) Botswana video zvanakira kuti mutswana munhu uyu dai Ari muZimba kkkkkk aya
Haa amai endai zvenyu kujere straight apa.makusvibisa zita rechurch ma mweyai wakati kitiKo munhu unoenda kuchurch kunonamateyi iwe uchisuya vana vacho vaunenge uchinamatira hnty vana ndovamunge muchiendera mnje mukasiya vana kudzimba mhep dzinoemda kuvanaIiiiiii ndiudzeiwo kusiya vana mumba vari vega Mai vachienda kumasowe, vana vakatorwa vari vega mumba Mai vaenda kunorara kumasowe achivhayo kuChinhoyi anhuweeee vakadzi imikaa masowe anyanyo koshei koooo
Haa amai endai zvenyu kujere straight apa.makusvibisa zita rechurch manje kuti aah kuenda kuchurch ipi unouraya vanhu nemapanga mweyai wakati kiti Tatenda Chokulover Chokuda akapfuudziwa upenyu nemukadz wake neB@ng@ ??Anger doesn't pay it will tek kujeree straight,, kumwe kutsamwa kusina basa Kururai uniform mynn matova mhondi vana dzava nherera Sorry Tatenda mweya wako uzorore ??? NB :saka vana vakakura unovaudza Kuti ndakapfuudza baba neB@ng@ ???Unoti uri mujere wofunga vana wofunga murume wawadeura ropa worota achiuya kuhope unofiramo
Ma uber driver pa kraifontien mukuita sei neva kadzi vevanhu Mumwe wenyu abatwa atori pakati haa tirikunyara baba video ndasangana naro ku Ringi mu comment sikesheniMa uber driver pa kraifontien mukuita sei neva kadzi vevanhu Mumwe wenyu abatwa atori pakati haa tirikunyara baba video ndasangana naro ku telegram
Accident: Cars Pile Up In Bristol RoadWhat began as a steady downpour quickly turned into tragedy along Bristol Road near Zim Alloys, where a Toyota GD6 and a Honda Fit collided head-on in a violent crash that left debris scattered across the wet tarmac. The Honda Fit was hurled onto its roof, its frame twisted and crushed against the roadside barrier, while the Toyota’s front end crumpled under the force of impact.Rain continued to pound the wreckage as passing motorists slowed down in disbelief, some stepping out into the storm to assist, while ambulance crews fought to reach the scene through the flooded stretch of road. The metallic stench of oil and fuel mixed with rainwater as flashing hazard lights reflected off the slick su
Baba Junior has allegedly abandoned his family and moved in with his new girlfriend — who is said to be a close friend of Mai Junior. The story has caused a stir online, with many expressing shock and disappointment over the betrayal. Sources say Baba Junior left home suddenly, taking some of his belongings and cutting off communication with his wife and children. What has made the situation even more dramatic is that the woman he’s now staying with was once a trusted family friend who often visited their home. Social media users have been quick to react, calling it one of the most scandalous love triangles of the year and urging Mai Junior to “stay strong” amid the heartbreak.
Small house yawanikidzwa iri mumba meBig House Give peace a chance. Stop fighting for unnecessary things
In a bizarre and shocking incident, a large python appeared at Budiriro Police Station, reportedly searching for its owner — a man identified only by his last name, Phiri, who had been arrested earlier that day. Witnesses claim the snake slithered directly toward the holding cells, causing chaos as officers and bystanders scrambled for safety. Sources at the scene say the python seemed unusually calm and appeared to “recognize” the area where Phiri was being held, fueling widespread speculation that the reptile could be spiritually or supernaturally linked to him. Wildlife officials were later called to capture and remove the python, but the strange timing and behavior of the creature have left many residents convinced that the story is far from over. Mo
No to gender based violence from any tribe. Shona or ndebele i dont careI always wondered why most Ndebele women ended up with Shona men until I saw the reason with my own eyes ?? Give peace a chance. Stop fighting for unnecessary thingsNdevere rotinha ???? kudhandaradzwa ukada kupikisa Banga unoriiswa wotongobvuma kuroveka