RIP JOYCE CHISANGO KACHOROROAaaaah shame inga zvakaoma nhaimiHaaa neybah wang amana hatirambe ktonga kwamwari rest in peaceYarira mhere :Nhakiwa Kuchema hakusi kupera Tine mumwe akafira Joni zvakare .mmmm akomana here tochema Kusvika rini.Ngatichemei imwe follower yedu yatairandara nayo pano paMurewa yese dotcoms ,Umwe wedu waenda tashota guys.
WAENDA UMWE WEDU. Murume uyu watisiya anonzi Tawanda Kahari anobva pa44 apo,mufunge haana kurwara Musi wemonday aitove pabasa haa mafiro acho kuchasara kuine vanhu here kwaMrewa? Ngatichemei mumwe wedu
Hezvo ko kune ghost rabuda musagaNdibhubhu panga pachitaura samaz ,ketty na BhubhuPamela ndibhubhu ndakazvitaura kubva kareHezvo ko kune ghost rabuda musagazg
This is charity lesibhiyeni ndiye akudanana nasamatha mwana waDaisy madhebhura😏😏mukwasha wamadhebhura uyu... Samantha is now a lesbian after divorce nanengomasha....kwamtukudzi hakuna ngito.🚮🚮🚮charity is now Samantha s fiance...charity aimboita zvekupromota mamusicians...achimbogara hingirandi...but now charity is based in harare 🥤🥤🥤🥤Apa aine white akupfeka satezvara vake
Chairman wesadc anosungwawo hereMukoma Douglas Mwonzora vasungwa after an argument with a Staff at Premier Inn Hotel kuUKVanga vafamba nechizanu zanu muhomwe. Ngazvivharirwe🤣
Seventeen people have been killed in a mass shooting in a remote South African town with a manhunt under way to find the perpetrators. South African Police say two homesteads in the town of Lusikisiki in the Eastern Cape were targeted, with 12 women and one man killed in one location, and three women and one man at the second location. An 18th victim is in a critical condition in hospital. Reports say the victims had gathered at the houses to prepare to attend a traditional mourning ceremony for a mother and daughter who were murdered a year ago. The victims had been packing goods and presents, including furniture, for the event when the attack occurred on Fri
Daisy Mtukudzi Opindura Selmor & Sandra Mtukudzi Murikundi Attacker Ndiri Business Woman Ndakadanana Na Tuku Asina Chinhu Pasina Ini Hapana Chaayivaka Lies na lies .. Attack you for nothing .. You're just a wolf in sheep clothes.Car stew per care moon, mbuya imi
#ZCStreets : Tiri pa drama rekwa Tuku 🙆♂️ FROM OUR DM 📍 Did you know that Samantha “Shami” Mtukudzi lost custody of her 2 teenage children last year after the high court of Zimbabwe granted her ex husband Tinashe Nengomasha full custody due to her allegedly abandoning the children while they were still in primary school. She told the court she was willing to pay only $50/per child for maintenance but allegedly has allegedly been neglecting their welfare since. Hutsinye wacho hauna kuperera pana Daisy, chero iye Samantha haana basa nevana vake 🙆♂️
Handei toita toyi toyi , operation Daisy kumura bhachi reRuwadzanoNdiri kuona kuti vazhinji veduwe we went through a lot ne ma step mothers or amai vako chaivo. In this post you are free to vent or to say what you went through. Munoziva this is child trauma no matter what you never forget To everyone going through this or who went through difficult times I say may God heal you and sometimes counselling helps even zvakaitika 20 years ago. I love you all❤️😘