Tinzwewo Makazen Mukadzi uyu chinhu 1 chete chaarikuda kuna Baba Harare. Ende haisi mari because she comes from a rich family. Anyway Makorokoto kwacho.
Poky , no no no USAREGERERE fesi iyo , wakunge chembere. Go ku Turkey unodzorwa mhani???? You want ME TO GIVE YOUR CROWN kuna #Lumi ????? Make a plan , UNONOTAKWA KU TURKEY , FESI YAREMBERA too much food KU STATE HOUSE UKO🤣🤣🤣🤣 Jean skirts haikufite ,you were giving vibes dza Runner we Bhero , NO NO NO🤣🤣🤣 Soko please itai serious !!!! #fypシ゚ #viralreelsシ #Zimbabwe #HÖMWE_IHOMWE👏👏👏Queen never disapoint kani munosanganiswa mese ende havana kwavo futi
That's true she's lacking maturity iye kana achizvigona ngaachigadzirira vana vake zvimwe zvinhu zvavava kutaura Selma and her sister is unnecessary why exposing their childhood vanhu vakura kudaro kukanganisa ehe daisy akakanganisa bt they are being dramatic
We say goodbye to the name Baba Harare harina hu Mwari mukati 🙆♂️. Mukomana ava kunzi King David 🔥🙆♂️. He recently made a shift in his musical career by transitioning from Jiti music to gospel. This change has been marked by the release of his new gospel album, which showcases a completely different sound and style from his previous work. Do you like the new name?
RIP JOYCE CHISANGO KACHOROROAaaaah shame inga zvakaoma nhaimiHaaa neybah wang amana hatirambe ktonga kwamwari rest in peaceYarira mhere :Nhakiwa Kuchema hakusi kupera Tine mumwe akafira Joni zvakare .mmmm akomana here tochema Kusvika rini.Ngatichemei imwe follower yedu yatairandara nayo pano paMurewa yese dotcoms ,Umwe wedu waenda tashota guys.
WAENDA UMWE WEDU. Murume uyu watisiya anonzi Tawanda Kahari anobva pa44 apo,mufunge haana kurwara Musi wemonday aitove pabasa haa mafiro acho kuchasara kuine vanhu here kwaMrewa? Ngatichemei mumwe wedu
Hezvo ko kune ghost rabuda musagaNdibhubhu panga pachitaura samaz ,ketty na BhubhuPamela ndibhubhu ndakazvitaura kubva kareHezvo ko kune ghost rabuda musagazg