Sunday, January 04

News News

September 15, 2024

Accident Corner Samora and Enterprise. Driver weToyota Land Cruiser Lost Control Van Vakwara

Corner of Samora and Enterprise. Driver weToyota Land Cruiser lost control akanorovera pamota two dzakamira.                    

September 14, 2024

Killer T Nhai Mwari

Haaaa friend yakabhaiza zvaisazoda kudaroInyaya dze mujolo cheteZvirinani iwewe utori ne hinty isu tirimusangu hwenje tirikungoziva yaRas Pombie kkkk

September 13, 2024

Uyu Aitsvagwa Ne Hama Awanikwa Akafa Ku Port Elizabeth

Makadii zvenyu mose  Hama yedu yataitsvaga iya takamuwana asi akashaya zvino Mari yaramba kukwana kuti tumuendese kumusha tokumbirawo rubatsiro chero ane R5         kana R10 it will make a difference you can call or app 0787538448 vanoda kunzwa zvizereKuda kufanana neakatsikwa nezuro muKorsten.

September 13, 2024

Tytie Haasi Kufara Ne Nyathi Family Na Moreboys Munetsi Pashata

Vese vanokopa havo,zvonobva nekuti ndiani azotanga kuisa papage rake. Mumwe oda kuzozviona seari creative maningi. Ye makeup Nyathi ndiye akatanga kukanda ivo vakazoisavoIye zvaarikupawo wani uyu anozvifonera           stereki akatotangawo Ari pasi Sana nyati nhasi akuzviona kunge bhuru Mwari dai mazorangarirawo nyati family

September 13, 2024

Chokwadi kuti musikana Atisiya?

Azorora hake musikana..Rest In Peace Patience MakombeChii choramba..nkti wkanaka or...inzira yemunhu wese tirikutevera .rest in peace ..time ws up.Atisiya kupi anoitey iyeyChokwadi here kuti musikana Atisiya?

September 12, 2024

Mr Solomon Mukora Nhai Mwari Izvi Zvakaoma Izvi

SAD NEWS 😭...   WE HAVE LOST OUR HERO,MENTOR,FATHER,OUR HEADMASTER,ZCC HERO Mr Solomon Mukora 😭😭...VERY SAD and l would like to express my deepest condolences kuMhuri yese yekwaMazvazva deno Mwari vakunyaradzai panguva inorwadza yakadai...             l remember ndri ku Hebron High School he taught me so many things tht am coming across inlife right now 😭😭 HE USES TO SUPPORT me even kubhora vakanzwa pachinzi GRIEZMAN...Marwadzisa mudzidzisi wangu 😭😭😭🙏... Hebron high school

September 12, 2024

Mukomana Obatwa Apinsa Mufan Rendege Akutiza Zimbabwe 🇿🇼 Yarwadza Yoyoooo

Mukomana Obatwa Apinsa Mufan Rendege Akutiza Zimbabwe 🇿🇼 Yarwadza Yoyoooo

September 11, 2024

Chaplin Phiri Vaitirwa Chakanaka

Chaplin Phiri Vaitirwa Chakanaka 

September 11, 2024

Rasy pombi Achidya Mai Veshamwari Yake

Mocker aripi amuimbire zviye zvaaiti ndoblamer brain dzangu ,shamwari dzangu ndivana baba vevana vezera         rangu wat wat😂I blame mother yacho Ras haana mhosva hahaha hushamwari kutopera kaaukuKaisanakidza zvako strek but taingokanzwira tsitsi Kuti kamwanaZvakanaka zvinengei

September 10, 2024

Zvinorwadza Mwana Wekudonha ku Doek And Slay Masvingo Akashaya Vakuenda Kumba

please can you find out if its really true kuti the baby wekudonhedzwa kudoek n slay masvingo zvikunzi akazofa l saw macomments 2 bt imwe yacho ndikuishaya if tht person is lying please name nd shame him

337 338 339 340 341