Thursday, January 30

Chihera Oti Hatisati Tamboona MaNdebele Anoita Seanopenga PaSocial Mefia These Shonas Kushaya Hunhu

Nop stop that nonsense pama ndebele ndo reactor very fast,mashona ndisu totofanhwa kunopihwa ma lesson erudo nema ndebele,vano minder business ravo vanosimudzirana vanoshanda vachigona kuzoshandisa Mari yacho,vakasangana kune dzimwe nyika vanobva vatoita hama ne hama that's muchiona kuti ma streets kids echi ndebele mashoma cz vanotakurirana mutoro, it's very Rey kuona mundebele anonhuhwa hapwa vanogesa, remember the believe in working hard Saka nguva ye kuswera pa Facebook vanoiwanepi vanozoita va Free, plus isu mashona tinenge tisingadi kuti business riitwe neumwe akaitawo moti akopa, Saka mandebele vanosimudzirana and havakwati, Saka Havana chekuswerera pama live vachitukana bcz vanodanana nekutakurirana mutoro vanenge varimo muma teresi vachiona tichipenga tichitukana ,tichi tora social media serious tichivengana, Ivo thim yavo vanoti izandla ziyagezana,I love you ana Tete vangu nevarume vangu mandebele, ndiri kutoda bhotoro re jemason tichengetei lol๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚but that might be true, handisati ndambosangana kana ne page remandevere or comment section yechindevere chega๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Tiripo pa Facebook but amutione nekuti we mind our own hokoso. We have pages too dzekusimudzirana and some of us takatodzidza kuitaura nekunyora shona coz we beleivw in unitysevana vekuzimbabwe tese. Of course u will find vamwe vane noise in each and every tribe sewe muridzi we post but that does not mean kuti atipo pa Facebook. Ngilithanda nyaninyani lonke amashona lawe mnini post funda ukubalepeace.

  • Share: