Please do the Maths uyu munhu ndiye asina zvake Evidence but want to throw Noster under the bus
Akarwadziwa kuona achitamba naKetina and then akafunga plan yake aona Ketty varitight yet she has previous dzake naLoveness…
She wants to use Ketty akutoda kuti ashaye shamwari aite lonely agare achipengereka palive
Loveness ane hutsinye hamusi kumuziva
this happened weeks ago akadii kuzvitaura ipapo but nekuti akaona Ketty aita madays hobho akati achapisa base regai ndizvigure