Saturday, February 01

News News

June 11, 2023

Olinda Oti Ane Disability Yemukondombera Muzvezve Police YeUk Yati Ambuya Kwanai Yobva Yaramba Kusunga Tallyn

Porisi yaramba kusunga Tallyn hanzi namai Nandi l have a disability vachireva HIVTallyn azvambura mbuya tea hobvu, zvino problem ndeyekuty mbuya tea hobvu was trying to teach cops 👮‍♂️ to do their job..🤦🏾‍♀️ Hanzi I'm a business woman, heee I studied LLB. Olinda sit down mapurisa emu UK hadzidziswe basa newe.

June 11, 2023

Tinashe Mutarisi Usazviite Mutsvene Siya Saint FlawWakaba Song Ya Poptain Jahmaster Ukatora All Rights Unodya Zvevapfupi Nekureba And Moana Vanhu Vanoziva Hunhu Wako

Unopindira nyaya yaSaintFlow neDamview iwe pawakaba song yaJah Master Hello mwari neya Poptain Fadza Mutengi ukatora all rights zvikazofumurwa naWellence Mujuru zvakazokonzeresa kudonha kweNash colour vibes Damview yakambopindira munyaya dzako. Unomhanya kubhadhara nyaya dzako dzoitwa sweep under the carpet and everyone takes down incriminating posts but one day is one day zvimandebvu izvozvo zvichatsva. How many artists rose by being curtain raisers vasingapihwe anything. Where you paying everyone kuNash. Chihera chaiye made noise kuti umupe mari yeSong yake wakamupa akanyarara. Hwindi aive oita noise ukazobhadhara. You only pay chaputika so shut up and manage your oldie wife wawaisiya uchinosv*ra Moana,,

June 11, 2023

Olinda Showing Paakamamiswa Na Tallyn Onzi Azviruma Netuzino Twembeva And Azvitswinya Arikunyepa

Haana kutorohwa Orinda azviruma netuzino twake tunenge twegonzo achida kunyepera officer iye tallyn ngaanatso muroveChazvitswinya, psycho she is…remember she ones brought us love bites zvikanzi Ty aindi abuser 🙄

June 11, 2023

Tallyn Onzi Mukondombera Wa Oc Urinani Pane Iwe Wapedza Kudya Vana Saka Nox Akakusiya

Wemukondombera wari nane wanomwa mishonga ko iro zimuroyi rapedza kudya vana ndosaka Nox akati i mari zvayo regai nditize nehupenyu hwangu. Zimbavha kusatya kubira chitunha...sakanhai murora mafunga kutuka vanhu nezveurwere imi tichimbokumirirai mumastreets muchinzi hamuzvari...asi chiii ...mozoipedzaherenyaya yacho...l luv u Tallyn n l think u shld apologyz mastreets aya ihondo ...watuka vemukondombera ...vanokuvinga neyemwana soon 

June 11, 2023

Olinda Wakutiratidza Maronda Awazviruma Wega Nemazino Ako Akarohwa Nemheni Waxvitswinya Unonyadzisa

Haana kutorohwa Orinda azviruma netuzino twake tunenge twegonzo achida kunyepera officer iye tallyn ngaanatso muroveChazvitswinya, psycho she is…remember she ones brought us love bites zvikanzi Ty aindi abuser 🙄Olinda ko akutiratidza maronda eedzi umm stunner akazvibva oc ane masare ko zvaasinganyarari zvee hanzi tallyn hasi welevel rangu hana mari porisi yekuchando ndaifarira kunyadziswa kwemu karadhi ko kana une mari gadzirisa zvizino zvako izvo jafifi

June 11, 2023

Olinda Chapel Unehutsinye Shungu Dzako Kuda Kuti Tallyn Adepotwe Wozowanei Atambura Une Zimoyo Redombo

Shungu dzako ndedzekuti vamwe vanhu vatambure Olinda unovenga munhu pakusvika kuda kuti adeportwe , wozowanei kana Norah Manyere akadzorerwa kwaChihota nhai? Olinda chero poison unoisira munhu akafa iwe 🤞Uri zisatan chairo , mukanwa mune disorder senyasi yaMai Tt. Harinyari, bruises ,bruises kudii? Ko kana wazviruma? Dai anyatsomurongedza mukanwa imomu Tallyn, akukonewa , unosaiza vanhu stereki iwe. Styupeti!

June 11, 2023

Iwe Shema TV Vanhu Vauraya Mbudzi Dzavo Anganzi Mashura Here Wazoendaka Konovaona By Ginya Ana Mai Ruva Ava Zvakaoma Saka Wanga Wawakanganwa Nei We Need Explanation

Kuuraya mbudzi for usavi anganzi mashura here Shema takutibuendeke  Shema Said "Public Demand: Kuona Baba &Mai Ruva's Family. Watch every Clip muhwisise lies dzembudzi nehuku dramaBy Public Demand ndakavata ndichifamba from Lower Gweru to Chivi ndikasvika na 4a.m. Mazishura akaitwa naBaba Ruva akaoma. Watch every clip munzwe nhema dzavaive varangana musha wese. Nhau yembudzi yababa Ruva ndakaiudzwa paPhone na Sabhuku, asi yaMai Ruva was a shock".  

June 11, 2023

Madamboss Vonzi Zvekuimba Hazvisi Zvenyu Siirai Maitt Imi Itai Zvekuzunza Matako

Zvekuimba siira feli iwe zunza shure iyo ndozvako haisi kunakidza zvayo

June 11, 2023

Sebastian Magacha Onzi Apera Sehondo Yemuseve Kubva Paakaburitsa Bhosvo Blambi Yake

Zvipoko handei tinowedzera number kwavabhosvo uko ndahwa tsitsi apa varikuita kubuda ziya vachitamba shem

June 11, 2023

The Whole Country And England Police We Stand With Tallyn Olinda Unovengera Munhu Kuti Akanyengwa Na Tytan You Talk Too Much Muchembere

I stand with Tallyn, that woman talks too much for nothing. However she can use that against her as well in court especially Paya pakati akanyengwa naBaba Nandi atobhaiza zvake. Police didn't see any bruises and if it happens there's no altercation on CCTV that we haven't seen then there's no case. Tallyn can sue her cause what if OC puts bruises on herself overnight, it's possible she can ask someone to hit her on the face. The hate she has for Tallyn is too much you can see on that video as she tries hard that she gets locked up when nothing was visible to the people of the law. If she was really hurt by Tallyn she was supposed to let the law take it's cause and give them a chance to assess her bruises without forcing them to see what isn't there. Law is law w

239 240 241 242 243