JUST IN Felistas Murata, Mai Titi has been convicted of theft of trust property. The State has made an application to have her remanded in custody to this Wednesday pending sentence. Murata surrendered a hired car as surety to a loanshark before retrieving it and surrendered an invalid passport as surety. In her judgment the magistrate described the case as a "classic case of theft of trust property"
Mai tt wakapusa dzidza pana tyra you think tyra anotoda mai nandi nemoyo wese hapana apo mai nandi vanobudisa mari preparation yadzabu wakaona kuchitengwa magucci akatengerwawo dzake hembe akapiwa mazimari manje iwe feli unowanza dzungu ketty akabvisa friendship fee zvakanaka zvinengei iwe dai wakadzikama uchingomora chete samadam boss bvuma kupusa izvezvi hausi kufunga mabhachi awakapisa nechando ichochi uri dazvanana iwewe
Mazvinzwa here hanzi kugeza kune ma levels take your time to bath kwete kugezeswa nefirita 😜anenzeve anzwa 😉Frankly speaking some Zim ladies kugeza nekupfeka zvinotinetsa. Especially team riri Joni, sipo , roll ons, foam baths , face products ,good creams and lotions etc zvinotengeka zvekuti. Mbatya dzinofambirana nenguva dzinotengeka, make up products zviriko for all budgets and good products. Asi unoona munhu achiita se ave ne 2 days asina kugeza , munhu akachenuruka , make up yakaitwa kunge chidhori, wig kuita kunge munhu ari kuda kupenga. Havanyepi kugeza is not kunzi ita sa slay queen just look 1clean and well dressed zve budget yako . We have been is SA for years but some of us have learnt nothing. Ukaenda pakaungana maZimba chete unonyara iwe kuita kung
Chimwe chichatiuraya inini na Anna Chibaby Honde kurara takambundira maZoya mu winter muno .I
Vese vakungomanikidza manikidza Vana vaMacheso vanogona asi havakunde mwana waDhewa 😜😜😜 Kana mazogara Peter anoyimba hake
Tally Oti Baba Nandi Tytan Nkomo Musi Wemuchato Akatanga Aenda Kumba Kwake Konodya bota Nesadza Zvakaoma
Hanzi futi futi musi we wedding day ya Olinda Chapel-Nkomo murume wake Tytan akanodya sadza kumba kwaTalyne.handisini ndadaro nditalyne adaro egaHanzi zvekusvika pakunonoka kunochata arimo mugomo resadza kkkk Worinda kutosheedzera Tytan Tytan wanike Tytan haziko 😂😂
ASI injection re dumbu riya raakajungwa ddnt work Chii ichocho chakadaroMabrijo abva ashata face nebody zvese kudaro
Hapana hushamwari kungosanganiswa nekuita one enemy chete mumwe akaita enemy enemy yake yobva tatotanga hushamwari ne enemy ye enemy yake🤣Vanotamba vese vasangana chete..havaite zviya zvashamwari yangu wadya here.
Tallyn is forever 29... it's 3yrs now ari pa29Murakashi, chiranga mapenzi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣. Musaone kunyara these days. Tadzo anorova, very controversial but kana ati pandokubata ndokumamisa anotokumamisa. Keep that in mind.