Saturday, February 01

Olinda Chapel Unehutsinye Shungu Dzako Kuda Kuti Tallyn Adepotwe Wozowanei Atambura Une Zimoyo Redombo

Shungu dzako ndedzekuti vamwe vanhu vatambure Olinda unovenga munhu pakusvika kuda kuti adeportwe , wozowanei kana Norah Manyere akadzorerwa kwaChihota nhai? Olinda chero poison unoisira munhu akafa iwe 🤞Uri zisatan chairo , mukanwa mune disorder senyasi yaMai Tt. Harinyari, bruises ,bruises kudii? Ko kana wazviruma? Dai anyatsomurongedza mukanwa imomu Tallyn, akukonewa , unosaiza vanhu stereki iwe. Styupeti!

  • Share: