Saturday, February 01

Iwe Shema TV Vanhu Vauraya Mbudzi Dzavo Anganzi Mashura Here Wazoendaka Konovaona By Ginya Ana Mai Ruva Ava Zvakaoma Saka Wanga Wawakanganwa Nei We Need Explanation

Kuuraya mbudzi for usavi anganzi mashura here Shema takutibuendeke 

Shema Said "Public Demand: Kuona Baba &Mai Ruva's Family. Watch every Clip muhwisise lies dzembudzi nehuku dramaBy Public Demand ndakavata ndichifamba from Lower Gweru to Chivi ndikasvika na 4a.m. Mazishura akaitwa naBaba Ruva akaoma. Watch every clip munzwe nhema dzavaive varangana musha wese. Nhau yembudzi yababa Ruva ndakaiudzwa paPhone na Sabhuku, asi yaMai Ruva was a shock".

 

  • Share: