Iiii Zvakaoma hazvo zuva ratopera Tytan abva ashaya kana simba rekuti Happy birthday sezvaanosimboita makore ese.Please ndokumbirawo kuti TESE tipinde pamaprayers na12midnight tomukazve na3am TESE then tozopinda pamutsanyo mangwana kutanga na6am kwe 3days,TESE tichitsanyira nekunamatira imba yaTytan😭😭Vabereki vacho vakangoti ziii havana kana keya kuti mwana atambura..Setai maAlarm munhu WESE pamunamato please. Ndizvo zvinoita dzimba Tytan sori hako😭 Vakadzi ndozvavari ipwere itongoshinga pamabvi imba yapinda satan.Tinokuda TESE pano.It is well Njabulo😭😭
Handione kunakidza kwake uyuFinally someone had the guts to say itAnozomboitawo sedzisimo mhani🚶🚶🚶 Thing is anoita zvinomunakidza iye..on his page..on his phone..with his data and battery plus nguva yake kwaari ikoko.. but iwewe ndiwe unoenda kunomutsvaga but anokusembura..why..shangu ikashinya bvisa usaipfeke fut my love ini aindinakidza panguva yapera iyo achiri kuita zvekupfeka vanhu chte not izvezvi achimboda kuzviita Tete👐👐😫😫😫ukaona ukanakidxa nyika yese unenge wakaromba ,,ko unonakidxa anokufarirakaMuchanakidzwa henyu dai asingakunakidze usina kuposter urikuda kupavamwe chirwere chekuvenga vasina kuvavengao
Sean Chapel First Born Ya Olinda Tell Tytan & Stunner Siyanani Na Amai Vangu Otherwise Ndichakumamisayi
DJ Towerz caught with Prophet Passion Java’s missing $10 000 usd Prophet Passion Java was involved in a car accident on his way to the airport following a church conference. He escaped without any injuries but was left in shock following the accident. His team managed to secure another vehicle to transport him to the airport. It wasn’t until he got to the airport that he realised he was missing 10 000 usd cash. His security detail began searching all individuals who had been in the company of the Prophet prior to the accident and it was established that DJ Towers who is well known for begging from the rich, a socialite whom the prophet had taken under his wing had stolen the money. As the money was still in his possession, Java’
DJ Towerz caught with Prophet Passion Java’s missing $10 000 usd Prophet Passion Java was involved in a car accident on his way to the airport following a church conference. He escaped without any injuries but was left in shock following the accident. His team managed to secure another vehicle to transport him to the airport. It wasn’t until he got to the airport that he realised he was missing 10 000 usd cash. His security detail began searching all individuals who had been in the company of the Prophet prior to the accident and it was established that DJ Towers who is well known for begging from the rich, a socialite whom the prophet had taken under his wing had stolen the money. As the money was still in his possession, Java’s
To be honest Natalie is petty herself ndiye anotanga chichi . She deserves everything that comes her way period.Atleast she knows Chichi anemari yekuti anogona kuzvitengera Range Rover😊 not just a car😂😂😂😂😂😂🤣🤣hayas zveshamwari izvi hameno saka Natalie nekusvikaa kwese kuyaa akumhanya neboys dzepa zimex🤣🥱ok saka akaseka anozviitiraa ehh but chichi chandomudira haanyebe hake akauyaa ega nenyaya yake yekuita 5th wyf .To be honest Natalie is petty herself ndiye anotanga chichi . She deserves everything that comes her way period.
Shame it must be painful for Chelsea kuona all the love Kim is being showered apa Holy 10 akangokumitisa ukaswera uchimusonera mari yemaintanance.Muchadzidza kuti kutrepa murume nemimba kuzvitrepa.Unosara wakabata mwana ane ziguma rakafanana nerababa iye aenda hake kune mukadzi waanoda chaiye.
Men only love kids of the women they love ndosaka ochiwona kt mrume anogona kunochengeta vana vemvana vake asingachengeteTakazvisiya kare zvekubatitira chigumbu kumunhu asingakude apa life yake will never stop moving nekuti ukuti akakrwadziswa zve Karma zviye hakuna kana yanga isiri soulmate yako move onShame it must be painful for Chelsea kuona all the love Kim is being showered apa Holy 10 akangokumitisa ukaswera uchimusonera mari yemaintanance.Muchadzidza kuti kutrepa murume nemimba kuzvitrepa.Unosara wakabata mwana ane ziguma rakafanana nerababa iye aenda hake kune mukadzi waanoda chaiye.
Congratulations Mr & Mrs Mhofu . Madzitete we are happy. Madam Boss ❤️❤️❤️
Olinda Chapel just posted that she is walking away from Tytan after rumors of Tytan getting caught cheating. Olinda Chapel posted the post below.