Saturday, April 19

Celebs News

November 13, 2023

Former Zimbabwe Worrier Rahman Gumbo Afa Ku Botswana Zvisina Kunzwisisika

Former Warriors and Highlanders FC coach Rahman Gumbo has died from a suspected heart attack in Botswana. Just a few days after being sacked from Botswana’s Morupule Wanderers, the football community has announced that Rahman Gumbo has died. Gumbo, aged 59, tragically collapsed and is suspected to have succumbed to a heart attack. Gumbo is reported to have suffered a stroke at his home in Palapye, Botswana. He was with his son when he collapsed on Thursday. He was taken to a hospital, but his condition did not improve. The medical staff then decided to move him to a medical facility in Francistown, where he was placed in the Intensive care unit. Gumbo died a few hours later. Condolences to Gumbo family and nation at large may his soul rest in peace

November 13, 2023

Mashura Zvashamisa Nyika Yese Mushure Mekunge Makhadzi Ati Ave Kuda Kuzviuraya

Makhadzi Oti Iye Anoda Kuzviuraya izvi zvashamisa Vakawanda mafans ake.   Chii chingadai chakonzeresa kuti muimbi ataure mashoko aya

November 13, 2023

Olinda Hazvina Kumira Mushe Ofumura Lisa Chihure Chake Na Tytan Ma Message Aitumirwa Zvese

Olinda Haasi Kufara nechihure cha tytan na Lisa in the UK  Opopota zvekuti .Olinda chapero atanga zvaksre nehusiku huno here?

November 13, 2023

Zimbabwe Ngochani Tallyn Ochekwa Nhengo Yechirume Oitawo Easter Wake Sa Tatelicious

Totii kudiniko congratulations here? Anawo Esther wake Chasara ku operatwa shaya idzo umm   Dai akatotanga shaya blambi yaizoteera later   Ndovaona hangu everyday sisi bhudhi varimusalon mavo mavanoisa manails muna long street mucappa umu

November 13, 2023

Matigumi Oti Hazvina Hunhu Zvekutuka Vaberei Vanhu Must Unfollow Ketina Samaz Na Mazepe And Musavapa Na stars

Matigumi Oti Ketina Kutuka Zvinyadzi Wotonzi Wave Celebrity Toda Hunhu   Unfollow Vanhu Ava Vadzoke Kuita Munhu Vanotuka live Idzodzo Musaende Muchaita Marombe🤪🤣🤣🤣😳😳   True tatoita unfollow. hw come kuti unotuka Mai vakakuzvara vakakuchengeta kuti uvezvauri nhas wovatuka kuti chikumbo chakafonyoka   Apa vanhu vacho vane vana their children are going to be the same as their mom because of the environment and up bringing it contributes a lot on our children kuti everyday mai vedu   igongomutoto ne zvinyadzi it’s not on guys especially vaya vanokuza u dnt like our socialites ndimi munonyeya behind their back muchiti havana kukwana asi mari yema stars muchiisa musi wamuchatukirwa mubereki wenyu ndopa ucha mur murThank you for

November 13, 2023

Zimbabwean Vakadzi Vazhinji Vochema Chema Nekuda Kwemuimbi Jahprayzer Zvakaoma Hazvo

Vkadzi vakawanda vanoda Jah p havamudire music bah icrush chte otherwise   But uyu amwe mapfekero ake haana kusiyana najava kupfeka pachingochimbi ngochimbi     Haa hanyanye zvake semafungiro amoita anongonaka zviri average sevamwewo varume 🙂😂😋😋😋     taura hako akafita kutapira maningi😂😂😂manje takainonokera colgate mazino akawora kare🤣🤣🤣akawanikwa uyu

November 13, 2023

Nelia Kadungure In 3 Years Aparadza Hupfumi Hwese Hwa Ginimbi Zvinhu Zvese Zvatengeswa

Nelia Kadungure in 3 Years Atopadza hupfumi hwese hwa Genius Ginimbi Kadungure.    Falling of multi million dollars businesses zvinhu  zvese zvavekutengeswa.

November 08, 2023

Jahprayzer Oti Inini Na Baba Harare Mupfanha Wangu Hatina Problem And Hativengane Tiri Ku Australia Tese

Jah Prayzah, Baba Harare and their bands pfeee pa Melbourne.            Kana wanga uchimirira kuti Tinovengana Noo  viti Hatina Problem totori ku Australia               

November 06, 2023

Ginimbi's Dreams Nightclub Yotengeswa Pa Auction Mushure Mezvikwereti Zve Rent Zvatadza Kubhadharwa

Ginimbi's Dreams Nightlife, a once-thriving entertainment hotspot that had been a symbol of lavish extravagance and vibrant nightlife, found itself on the precipice of a new chapter. The late Ginimbi, a renowned socialite and businessman, had spared no expense in creating this dazzling oasis where the elite would converge to revel in the pleasures of the night. However, following his untimely demise, the fate of this iconic property took a surprising turn as it went under the hammer, sparking a frenzy of anticipation among potential buyers and enthusiasts eager to see who would inherit the legacy of luxury and opulence that Ginimbi had left behind. As the auctioneer's gavel struck the podium, the future of Ginimbi's Dreams Nightlife became uncertain yet promising, with t

November 01, 2023

Mambo Dhuterere Voti Handina Kunhumburisa Kana Pane Ane V11 Ndomupa Mota Yangu Ye USD $20K

Hatina zvatingakuitewo kana muchi believer nyaya dzisina kana evidenceisu tichiri pamwe kuno.. pa carwash pajekerere pogoita noise madam, girlfriend na mambo poshaya anotorawo video?.. anouya ne evidence ye fight pa carwash, yekuti madam is in Botswana now or takaparadzana, any lady ane mwana we public DNA or humbowo hwe affair with any of vakadzi vakupostwa avo ndomupa mota iri worth 20K... listen, tobhaiza too bad l admit am never perfect, that's being human, but kana musati mandibata musamanikidzire muchandibata henyu ende mukandibata ndobvuma.. nzwiraiwo tsitsi vana vevanhu vamunopinza munyaya idzi for views, ma love nema like, varikunzii so far kwavanogara vachinzi makaputsa imba yevanhu dziri nhema...

19 20 21 22 23