Vkadzi vakawanda vanoda Jah p havamudire music bah icrush chte otherwise
But uyu amwe mapfekero ake haana kusiyana najava kupfeka pachingochimbi ngochimbi
Haa hanyanye zvake semafungiro amoita anongonaka zviri average sevamwewo varume 🙂😂😋😋😋
taura hako akafita kutapira maningi😂😂😂manje takainonokera colgate mazino akawora kare🤣🤣🤣akawanikwa uyu