Saturday, April 26

News News

November 25, 2024

Mnangagwa Family Haizi Kufara Nehunhu Hechi Gheto Wa Pokello

I blame Tanya ndiye ane influence yechi ghettoChiuno chikati wambotaura nani kuti uchandizunungusaThese days chighetto chikuwanda poki wandoziva is very demureVari kuti ane chiuno chakaoma iwe hautogone kumira wakapfeka bhutsu iri kugumbo Kwake         unenge watodonha usati wapedza kupfeka kuzoti kutamba kwaari kuita hatichataureIvo vanoti chiuno charamba ndo type isina kana dhora inopedzera shungu mukutamba zvekuda kudaidza varume....wagona Poki usatambe kunge benzi

November 25, 2024

Mumwezve Agurwa Makumbo Mushure Mekubq

I hate this people havadii kushanda kunyanya maNdebele ekumusha marukasiIvo vagura munhu Havana kutotanga ipapo navo chivindi vachiwanepi hachisi chekutotanga apaVamwe vanhu vanorwara brain kuti mushona kana mundebele hazvikupi profit vese vanobva kuZim mosva yaparwa nemuZim hakuna jere ramandebele ega ndozvaunofanira         kuzivaSaka akararama her munhu uyu saka vakagura vacho hanzi vanosungwa her ava vanhu vanojsiya vauraya ngavaremadzwe Havana basaApa anozviiya madzibaba muchinda uyu ndomuziwa waida kutiyambinza pandakambo deporte.twa last of last year wanouya nezvimota paya pqnosvikira wanhu wachibva kuno ku south

November 25, 2024

Tichakunda Chitsinde Ovhura Huru

Ndakadanana nababa ava vanonzi Tichakunda Chitsinde kubva early this year vanoti mukadzi wavo akafa akaisirwa mushonga mumaheu nesister yake,then July vakati vanoda kuisa tombstone paguva rake ndikavapa $250 vachiti vaizodzora imwe 100 ndakatokwereta kudad vangu sezvo pamba pedu akange avekusvika,inini kuhama dzandakaratidzwa hadzisi           hama dzavo vakandiendesa kumaclassmates vachiti masisters avo, mari yechikafu ndaivapawo vachiti nherera dzako hadzina chikafu, ndakazotuma tuma youngest wangu kumaraini kwavo ndichiti anotsvaga information because pane zvakange zvakushupa to my surprise akaudzwa nevemuraini kuti munhu iyeye anogara         nemunhuri yake inini ndakaudzwa kuti ndogara nevabereki so kuti usv

November 25, 2024

TD Jakes Nhai Tenzi

Bishop TD Jakes Adapts After Medical Emergency Dallas pastor raises health concerns after recent incident during Sunday service Bishop T.D. Jakes faced a concerning medical emergency during his sermon at The Potter's House Church on Sunday, October 22, 2023. A video clip went viral on social media, showing the influential Dallas-based pastor delegitimizing himself from the pulpit to the floor         during his address. The audience was visibly startled as he stumbled, falling off the stage. This incident has raised concerns among his followers about his health status. While the exact cause of Jakes' collapse remains unclear, early speculation has led to questions about the possibility of a stroke. These concerns prompted The Potter'

November 25, 2024

Nelson Chamisa Obvondorwa Why

Politics is a dirty game lolKaye ndokatsotsi kupfura mamwe ma opposition parties ese manje kakaramba kakadaro kanogona kuitonga nyika nhema dziripaye mmm surrend 🤣🤣🙌 musandituke kutaurawo chokwadi           Ndoyaarikushandisa kuenda kwa Mtare kunotora mapictures obva aposter achit i love nature from day one 😅😅😅Kana yava muhomwe make yava yake iye ndiye anoziva zvakakosha kutenga mota or kutanga business or kuvaka imba

November 25, 2024

Phillip Mataranyika Muridzi We Nyaradzo

Itwo tuma roll on itwotwu twuchatinetsa muvakadziVakatosv.rana nalorraine hona smile yemunhu asvirwa nyoro       HAMA DZA A FIRIPI DZOUYA KUTAURA CHIHURE CHA VAMATARANYIKA🤣🤣🤣   UK MUGARE MANDIPA INFORMATION YAVO , NDIIMWAYE MWAYE🤣🤣🤣   HANDITI MUSVIRI-STIYA ,NDOKUDA KUTI MBIRI YECHIHURE CHENYU ISOSERE🤣🤣🤣🤣         HURE RUME PFUPI REKUPONZA ZVIRUNHA🤣🤣🤣   #fypシ゚    #DISCLAIMER :THIS IS MY ORIGINAL MUSIC PLAYING IN THE BACKGROUND !!!   #HÖMWE_IHOMWE👏👏👏kune bhazi rinonzi matemai ku gv uko na Kwini same same😂😂😂...ana Matemai sarenda

November 23, 2024

Vadiki ndivo vari kutungamira zvinorwadza.Zorora murugare Tatenda Paradzayi

Vadiki ndivo vari kutungamira,zvinorwadza.Zorora murugare Tatenda Paradzayi,akurirwa ne cancer.Haana kukurirwa but she       managed a draw. I'm not a doctor but I'm sure iyo cancer yacho also died with her death. That was a good fight that she fought. MHDSRIPZvakaoma rest in peace

November 23, 2024

Ma South Africans Akaoma Chabvondoka Hama

Ma1 aya. KuKZN pane muSouth African akafonera mapurisa akati pane imba irikuchengeterwa zvinhu zvakabiwa. Apa imba iyi yanga iri yanaMalaicha vanga vachisiirwa zvinhu zvevanhu zvanga     zvichifanirwa kuenda kuZim.Iye Malaicha wacho aichengeta zvinhu zvakawanda kudaro aida kuzo zviendesa ne goods train hereInga mupurisa uyu arikuti pane hembe dzemapurisa dzavaipfeka vachizviita mapurisa

November 22, 2024

Zvaive Nani Kuendesa Mai Nyathi Ku Mexico Pana Sakhile Haaite Makore Afamba

Kutimakisa senyika chii chakadaro... zvakasiyanei nekuendesa Amai Nyati..musajairire Zimbabwe kusvika ipapo..inyika yeropa iyiSis makore afamba next time tsvagaiwo vachiri kuzvihwaWe are a sad generation, if we don't have kind words to say to each         other tega kuno ko kuzoti kuvatorwa😔Maisa pic raasina make up kuti awundurwe ka😂You did well girl...yu represented Zimbabwe very well...after all it was a competition to be won by one person, we're proud of you thank you

November 22, 2024

Chamai Gora Veku Afm Machiona Here

Cha Mai Gora manga Machiona here😁shuwa mkadzi mukuru unoratidza miri wese pamutambo wepa mhepo,manji Oga Vati kurambwa ndaramba pachi Freeman😁kumwaya v11 like wild fire kumurume chasvika,ku vana zvese ne hama kkkk vakadzi mutinyare purizi Chaos telegram movhura hombe👉 https://shorturl.at/35aW8

78 79 80 81 82