Monday, January 13

News News

April 29, 2024

Gilbert Akaramba Kuti Mai TT Mukadzi Wake Ku Immigration Nekuti Ane Mukadzi Ane Mwana Wake Ku UK

Gilbert Akaramba Kuti Mai TT Mukadzi Wake Ku Immigration Nekuti Ane Mukadzi Ane Mwana Wake Ku UK      True story Vs Chikiti’s fake explanation  1) Searched and found with 2 passports and 2 COS issued by a company with a revoked licence. 3) She had flyers for planned gigs in the UK 4) Claiming to be a wife of a legally married man in the UK. 5) Gidza denied the so called marriage because they were interviewed separately. 6) She was send to detention to wait for the next flight back to Zimbabwe  7) Escorted into the plane by 2 immigration police to make sure she is gone. 😎 Banned from entering the UK for 10 years 9) Thou shall not lie 10) She cried I can’t wait to go back to our kitchen πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ€

April 28, 2024

Mai Tinashe Mugabe DNA Vogarisa Zuva Habane Mudish Mushure Mekunge Ati Havagone Kupfeka

Iye zuva wacho nekuziva kwake zvinoda varume anaye hre murume wacho nxaaaaaa teacher wemamarriage apa imba yacho haunaTikwanirei kni anambwa imi zvamogona kupfeka makatadza ney kugara mudzimba iye arikutodiwa nekupfeka kwake ikoko arimo imi mogona varip venyu varume                 kupuwa advice nemnhu akatadza yake imbaNdopanorasika vakadzi ipapa. Unopihwa advice yekupfeka nemunhu akatadza imba. Kana achigona kupfeka ko sei asina kuzowana mumwe murume nanhasi anongozviti urban tete murume arikutomuda ipopaya.Handiwirirani zvangu nechinyorwa chemukadzi uyu...Munhu anopfeka zvaanoda achirarama zvaanoda...ndiyo freedom yachoka😌😌                  

April 28, 2024

Hazvina Kumira Mushe Linda Masarira Arwara Seriously Munamatireiwo Nyaya Yakaoma Iyi

  Linda Masarira is a Zimbabwean politician and current president of a party she founded in April 2019, the Labour, Economists and African Democrats party (LEAD) has reportedly been hospitalized.             Linda Masarira is allegedly critically ill and fighting for her life in hospital. As of the time of publication, it remains unclear what ailment Linda Masarira is suff3ring from, as details are still scarce. Adding to the circulating information, a picture of Linda Masarira in a hospital bed, wearing an oxygen mask, has already surfaced on various social media platforms, further amplifying concerns about her health condition. Taking to X, source revealed that reliable sources have confirmed that Linda Masarira is cur

April 28, 2024

Hezvo Madamboss Voudza Maitt Natsa Kwawabva Kwaunoenda Husiku Mushure Mekunge Vasungwa Ku UK Heathrow Airport

Madam Boss Adenha mangwiro otokunya haachatyi kusviba ma......oMwana washe muranda kumweNatsa kwawabva kwa unoenda husiku               Gengezha mukombeMadam Boss Hanzi kararako kachizhamba usiku hwese. Kana source iri correct katori mundege kudzokere dema . Kerekedhuke πŸ€ͺShe was deported to Zimbabwe today          

April 28, 2024

Video Robuda Maitt Vakawumbuka Vachichema Pa Airport Zvavekunzwisa Tsitsi

Video Robuda Maitt  Vakawumbuka Vachichema Pa Airport Zvavekunzwisa Tsitsi                 Video Robuda Maitt  Vakawumbuka Vachichema Pa Airport Zvavekunzwisa Tsitsi Video Robuda Maitt  Vakawumbuka Vachichema Pa Airport Zvavekunzwisa Tsitsi.Video Robuda Maitt  Vakawumbuka Vachichema Pa Airport Zvavekunzwisa Tsitsi Video Robuda Maitt  Vakawumbuka Vachichema Pa Airport Zvavekunzwisa Tsitsi

April 27, 2024

Zvavekutyisa Tytie Na Kikky Votiza Pavaigara Voda Kuuraiwa leaked Audio Rema Bhinya Acho Inzwaiwo I Godo Here Ma Zimbabweans

Tatiza kwataigara guys tarongerwa kuurawa, Cape Town is not safe. Link mu comment sectionHatina kumbobvira tada kuzvitaura asi pane maZimbabweans akarongana before taenda kuZim then patakazodzoka tikatenga mota vabva vabatana nema South Africa                 Munoda kuurayiwa kuti munei imimi πŸ˜‚?So makugara kupi kwavasingasviki nembavha hr saka ikoko ndiko kusina mbavha hr dzidzai kurama private life kese kese kamatenga moisa pamhepo munotifira mahara. Pluz moda kuurawa maita sei πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„saka ivo vanoda kuuraya avasi pafbk hr zvamukushambadza kudai                 Kuurawa chaiko vana vasatan vachafa vasati vakuurayayi chiiko maZimba ini muZimba

April 27, 2024

Haa Zvakaoma Chokwadi Chabuda leaked Audio Mai Maketeni Vachifona Kuda Rubatsiro Pane Munhu Atipira UK Immigration Pa Airport Kuti Vachese Mabag Yet Mafuta Haabvumirwe Hydroquinone Nyaya YachonMa1 Zvizere

Uyo we macurtain ndiye anongobudisa zvake info gee hanzi ndaita video call arimo mukati wasungwa kuma 6amMadhuku hawo haasi munyaya. Muchasunga mukazvirega. Nyaya iri paNyaya. Reporting Live from behind the Curtain.That one is not a friend watch the spaceKana zvodai mufenje uchadyiwa naniko nyina dzavharirwa               Kkkkk anga asingazive kuti hydroquinone kuno is illegal here? It was banned years agoWemaketeni ndiTete mazuva ano...but pahutete ipapo vanenge varikuruma vachifuridzira, that is kana vari Ivo vaburitsa information            

April 27, 2024

Haya Zvakaoma Ketina Oburitsa V11 RaMaitt Nemamuoisa Vanga Vachiti Kunyepa Vaya Hoyooo Zvionerewo

Vasungwa pa Heathrow airport nhasi na 6 am vaine mikwende mufunge mav11 manyama Ini semu irish ndinoti Mame Mame mamama! kusungwa home and away! #fraudster             Vasungwa pa Heathrow airport nhasi na 6 am vaine mikwende mufunge mav11 manyama Ini semu irish ndinoti Mame Mame mamama! kusungwa home and away! #fraudster           Dai achivhara muromo zvino iii zvakaoma wongogara uchisungwa shuwa zvakaomaNdozvazvinoita ukambosungwa ,ucharamba uchingosungwa chete ,kusvika wakugona kugara nevamwe mu society... pamuromo tumach ko zvaaimboti glow inoenda neDHL ,azviita chibabaka manje hezvo ,ndobva ndafunga song ya winky d yekuti njema njema

April 26, 2024

Zvirikuitika MuHarare Hospital Felix Tagonera from Hatcliffe Onyepera Kuita Doctor Gynaecologist Kuti Aone Xvake Mapeche Evakadzi Alatozobatwa Ave Nemwedzi Achizviita Zvinzwireiwo

Last week, Felix Tagonera from Hatcliffe was caught rocking a suit and pretending to be a gynaecologist. Another one has struck πŸ™Œ On Tuesday, 43-year-old Douglas Mutoredzanwa approached Dr Wilson Kurangwa, who was with a patient at the biggest referral hospital.           Mutoredzanwa then grabbed the X-ray film to analyse it. He was holding it upside down.             The bogus doctor then picked two surgical blades, pethidine drugs, three syringes, some cotton wool, two cannula-sensitive tapes and a pair of gloves and left.πŸ’‰πŸ’ŠπŸ§€               The suspicious Dr Kurangwa raised the alarm with the hospital’s loss contr

April 26, 2024

Mahairdresser Kuchitungwiza Aurayana Mumvura Yema Sewage Mavanga Vachirwura Murume Zviro Zvacho Zvionerewo Video Racho

Chitungwiza vari kurwira murume musewage havoPanguva yatiri ino ndotoonekwa nezivanga kwai ndiri kurwira chikomba pondanai mega                   Inyaya yekuti havana vana vanoda kushandirwa nekudya kushaya zvekuita ukoPane nyaya apa varume takakosha honawoMa hairdresser tsiuranayi

76 77 78 79 80