Sunday, October 18

News News

April 14, 2023

Zimbabwe Loses Gold Worth Usd $165 Million Every Month Eubert Angel Caught Calling First Lady Proposing To Move Money Using Their Plain Or Private Charter

Discredited Ambassador at Large Angel has been shown in an explosive clip from Aljeezera English him calling Zimbabwean first Lady Auxilia to move money using either the president plane or private charter flight. In the clip the first Lady ask him to speak to the president.The whole system is corrupt  Zimbabwe loses gold worth 165million usd every months from Smuggling  Tax and royalty revenue are lost resulting in hospitals without basic medication or hospital equipment. Saka Semazimbabweans tichaita sei???  

April 14, 2023

Saka Senyika Takazobvumirana Kuti Zimbabwe Yave Family Business ED Na Madam Vake Nevana Vake Ndovakufambira Nyaya Dzenyika Vasina Zvigaro Mucabinet Zvakaoma Akaroya Mazimbabwean So Ka

Senyika Tichaita seiko veduweee 160milion usd yegold chete  irikubiwa every months nezanupf I think Zimbabwe katove kavillage vanhu ava vanotingoita zvavada nesu and hapana zvatinoita.Nyika ichiwondomoka chasara kuzongonzi chibudai mese munyika nyika yatotegeswa kudhara. Saka senyika takatobvumirana kuti Zimbabwe yave family business ra Dambumdxo munangagwanemukadzi wake nevana vake nhai ndovakuita basa rema minister kuenda ku Belarus 🇧🇾 vasina zvigaro mucabinet.zvakaoma.

April 14, 2023

Lee Sokotsina Ozvimamira Nekudya 1,5kg YeNhopi Munhu One

Lee Sokostina obuda achiti nhopi nhopi lovers good morning. FANS  not happy "tukai zvenyu but nhopi kana munhu one kutya 1.5kg yenhopi pa breakfast chimuti chefulo change chiti kuna aunt Joy Zimba .takumbotora topa this couple .Musanditi Muzvere chichi cozy the husband arikulazawo same portion  zviuya zvakadondana.

April 14, 2023

Nadia Nakai Ochemedzwa Nema Zim Promoters Ave Kutsvaga Chikafu Pa Instagram Matadza kumutengera Musadaro Kubvisa Munhu KusouthAfrica Konomuuraya Nenzara KuZim

Zimbabwean promoters hamudaro Nadia Nakai kumubvisa ku South Africa konomuuraya nenzara ku Zimbabwe musikana ochema nzara ku instagram. Nadia expressed her anger on her instagram stories slamming the Zim promoters for not providing food she asked fans to buy her food or anything that can save the day.

April 13, 2023

Tatelicious Said Sir Wicknel Akabatikidza Mukadzi Achikwirwa And Abva Amudzinga Wicknel Hauna Mboro Mari Yekuba Haizi Mboro

Homwe Yemadzitateguru Tatelicious Karikagambe said SAD news indeed Wicknel Chivhayo akabata mukadzi achisvirwa and abva adzinga mukadzi Sonia. Chirikubvira kwaChivayi hauna mboro Wicknel mari haizi mboro Enda unowedzerwa mboro please usahurirwe wani ndakaiswa beche wanii Money can do anything. SOnia kubatwa mboro  yechikomba yakanyura.

April 13, 2023

Fans Not Happy With Seh Calaz Mubhanditi Mushure Mekunge Vaisa Sign Yemasatanist

Mabhadhiti obvinza if Seh Calaz vachiziva zvavanoposta or zvazvinoreva mushure mekunge vaisa nation ema satanist or vanoita xve satanism. Zvonzi vanenge vachoziva zvavanoita here vakomana ava or vakatozviita zvesatanism zvema sure sure vachinyebera kudzungaira.

April 13, 2023

Enzo Akati Mazino Zvaasingacene Nekunwa Kambucha Rega Aiswe Gold Teeth Kavha

Fans not loving Enzol Ishal hold teeth hanzi Enzol kungoenda UK 2minutes munhu kwakutodzoka akutoiswa simba dzegold mumazino .imba hips houpu zvipere kana Uchida kuita sa offset wa Cardib .

April 13, 2023

Bee Wezhira Urikuvigirei Murume Kana Ariwako Zvino Munohwandisana Kusvikepi Huya Utaure Side Rako

Vanhu vanetsekana nemarriage ya Bee Wezhira "Guhwa I love you Bee Wezhira huya pano ndisaka uchihwandisa nhsi zvino mohwandisana kusvikepi nemurume wako pastor  huya ungoti bvruuu bvruuu tihwewo side rako dai wakaenda hako kuna King solo wema pads shemu Huru.

April 12, 2023

Vanhu Voti Shema Aripi Haasati Azouya Konotenda Mari Yaakapiwa Why Olinda Akanyatsomupa Here Mari Iyii Senyika Tirikuda Kunzwa From Shema Akabata 8k £ Yacho Or Akutodya Zvake Mari Shema Must Come back NeReceit

Veduwe Shema urikupi Vanhu vakushungurudzika mushure mekunge vasingaone Shema since paakanzi apiwa 8k pounds .Senyika Tirikuda kuziva kuti mari yakasvika here zve chokwadi kuti vada rifambe munyasha. Or kana yakasvika akuitei nayo pamwe mari yakutodyiwa takasvinura sematemba Shema we need to know zvese zvirikuitika for next time .

April 12, 2023

Vanhu Voti Shugeta Ave Kuita Zvekusvotesa Nekurwadxisa Anna Honde Mushure Mekunge Ave Showing off His New Lover

Vanhu toting Shugeta acekuda kusvitesa Anna chibaby honde his long time lover  mushure mekunge akungonyora ma qoutes and posting his new girlfriend. But Anna seem not yo be bothered zvake chimudhiniwe.

727 728 729 730 731